1Zvino mapoka avanakomana vaAroni akanga akadai: vanakomana vaAroni: Nadhabhi, naAbhihu, naEriazari, naItamari.
1 Haruna izey sata-satey neeya: Haruna izey ga ti Nadab, da Abihu, da Eliyezar, da Itamar.
2Asi Nadhabhi naAbhihu vakafa vasina vana, baba vavo vachiri vapenyu; saka Eriazari naItamari vakabata basa roupristi.
2 Amma Nadab da Abihu jin ka bu ngey baabo se, i sinda ize mo. Gaa no Eliyezar da Itamar na alfagataray goy te.
3Dhavhidhi, pamwechete naZadhoki, mumwe wavanakomana vaEriazari, naAhimereki, mumwe wavanakomana vaItamari, vakakamura sezvavakanga vagoverwa mabasa avo.
3 Dawda mo, da Zadok (Eliyezar banda boro no) da Ahimelek (Itamar kunda boro no), i na Haruna dumo fay-fay ka boro kulu no nga goy kaŋ a ga te.
4Vakawana vakuru vazhinji pakati pavanakomana vaEriazari kupfuura pakati pavanakomana vaItamari; vakakamurwa kudai : Pakati pavanakomana vaEriazari kwakanga kuna vane gumi navatanhatu, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba; napakati pavanakomana vaItamari, nedzimba dzamadzibaba avo vakanga vari vasere.
4 Za kaŋ i gar boro beeriyaŋ baa Eliyezar dumo ra ka bisa Itamar dumo ra, a se no i n'i fay-fay ya-cine: Kaayey almayaaley windikoy way cindi iddu go no Eliyezar dumo ra, Itamar dumo ra mo ahakku, i kaayey windey boŋ.
5Nokudaro vakakamurwa nemijenya, mumwe pano mumwe koko; nekuti kwakanga kuna machinda eimba tsvene, namachinda aMwari pakati pavanakomana valtamari.
5 Yaadin no i n'i fay-fay d'a kurne boŋ, woone yaŋ nda yongo waney, zama i ciya jine boroyaŋ Nangu Hananta nda Irikoy se, Eliyezar dumo nda Itamar dumo kulu ra.
6Shemaya mwanakomana waNetaneri, munyori, akanga ari wavaRevhi, akavanyora pamberi pamambo, namachinda, nomupristi Zadhoki, naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari, navakuru vedzimba dzamadzibaba avapristi navaRevhi; vachitsaura mhuri imwe kuna Eriazari, nemhuri imwe kuna Itamari.
6 Semaya mo, hantumkwa Netanel izo, Lawi kunda boro n'i maayey hantum ka jisi bonkoono jine, da koy-izey, da Alfa Zadok da Ahimelek Abiyatar izo, da alfagey da Lawitey kaayey windikoyey mo. I ga baa fo suuban ka sambu Eliyezar se, waato din gaa no Itamar mo se afo.
7Zvino mujenya wokutanga wakabata Jehorayaribhi, wechipiri Jedheiya;
7 Kurne na baa sintina no Yehoyarib se, ihinkanta Yedaya se,
8wechitatu Harimi, wechina Seorimi,
8 ihinzanta Harim se, itaacanta Seyorim se,
9weshanu Marikiya, wetanhatu, Miyamini,
9 iguwanta Malciya se, iddanta Miyamin se,
10wechinomwe Hakozi, worusere Abhija;
10 iyyanta Hakkoz se, ahakkanta Abiya se,
11wepfumbamwe Jeshua, wegumi Shekania;
11 yagganta Yasuwa se, iwayanta Sekaniya se.
12wegumi nomumwe Eriashibhi, wegumi nemiviri Jakimi;
12 iway cindi fa Eliyasib se, iway cindi hinkanta Yacim se.
13wegumi nemitatu Hupa, wegumi nemina Jeshebhiyabhi;
13 iway cindi hinzanta Huppa se, iway cindi taacanta Yesebeya se,
14wegumi nemishanu Bhiriga, wegumi nemitanhatu Imeri;
14 iway cindi guwanta Bilga se, iway cindi iddanta Immer se,
15wegumi neminomwe Heziri, wegumi nemisere Hapizeri;
15 iway cindi iyyanta Hezir se, iway cindi ahakkanta Happizez se,
16wegumi nemipfumbamwe Petahia, wamakumi maviri Jehezekeri;
16 iway cindi yagganta Petahiya se, warankanta Yehezkel se,
17wamakumi maviri nomumwe Jakini, wamakumi maviri nemiviri Gamuri;
17 waranka cindi fa Yacin se, waranka cindi hinkanta Gamul se,
18wamakumi maviri nemitatu Dheraya, wamakumi maviri nemina Maazia.
18 waranka cindi hinzanta Delaya se, waranka cindi taacanta Maaziya se.
19Ndiko kukamurwa kwavo pamabasa avo, kuti vapinde imba yaJehovha pavakanga varairwa napo naAroni baba vavo, sezvaakarairwa naJehovha Mwari walsiraeri.
19 Yaadin cine no i n'i goyo daŋ i kambe ra d'a, waato kaŋ i ga furo Rabbi fuwo ra farilla kaŋ i du ngey kaayo Haruna do din boŋ, danga mate kaŋ cine Rabbi, Israyla Irikoyo n'a lordi nd'a.
20Kana vari vamwe vanakomana vaRevhi, vanakomana vaAmirami: Shubhaeri; vavanakomana vaShubhaeri: Jedheiya.
20 Lawi ize cindey sanni mo: Amram izey ra Subayel, Subayel izey ra Yedaya.
21VaRehabhia: vavanakomana vaRehabhia: Ishia mukuru.
21 Rehabiya dumo ra, danga Rehabiya izey nooya, sintina ga ti Issaya.
22Vavalzhari: Sheromoti; vavanakomana vaSheromoti: Jahati.
22 Izhar izey ra, Selomot; Selomot izey ra mo Yahat.
23Vavanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, naAmaria wechipiri, naJahazieri wechitatu, naJekemeami wechina.
23 Hebron izey ra mo Yeraya ga ti ijina, ihinkanta Amariya, ihinzanta Yahaziyel, itaacanta Yekameyam.
24Vanakomana vaUzieri: Mika; vavanakomana vaMika: Shamiri
24 Uzziyel izey ra Mika; Mika izey ra Samir.
25Munin'ina waMika: Ishia; vavanakomana vaIshia Zekariya.
25 Mika kayne ga ti Issaya; Issaya izey ra Zakariya.
26Vanakomana vaMerari: Mari naMushi; vanakomana vaJazia: Bheno.
26 Merari izey ga ti Mali da Musi; Yaaziya ize Beno.
27Vanakomana vaMerari: vaJazia: Bheno, naShohami, naZakuri, naIbhiri.
27 Merari dumi Yaaziya do haray ga ti Beno da Soham da Zakkur da Ibri.
28VaMari: Eriazari, wakange asina vanakomana.
28 Mali do haray: Eliyezar kaŋ sinda ize aru.
29VaKishi: vanakomana vaKishi: Jerameeri.
29 Cis do haray: Cis ize Yerameyel.
30Vanakomana vaMushi: Mari, naEdheri, naJerimoti. Ndivo vakanga vari vanakomana vaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo.
30 Musi izey mo neeya: Mali, Eder, Yeremot. Woodin yaŋ kulu ga ti Lawi kunda izey i kaayey almayaaley windey boŋ.
31Naivo vakakandawo mijenya sehama dzavo, ivo vanakomana vaAroni pamberi pamambo Dhavhidhi, naZadhoki, naAhimereki, navakuru vedzimba dzamadzibaba dzavapristi navaRevhi; dzimba dzamadzibaba dzomukuru dzaiverengwa sedzomunin'ina wake.
31 Woodin yaŋ mo na kurne te danga mate kaŋ i nya-izey Haruna dumo te bonkoono Dawda jine, da Zadok, da Ahimelek, da alfagey da Lawitey kaayey almayaaley windikoyey, windikoy kulu nda nga kayne.