Shona

Zarma

2 Chronicles

5

1Saizvozvo mabasa ose akaitirwa imba yaJehovha naSoromoni akapera. Zvino Soromoni akapinza zvinhu zvakanga zvatsaurirwa Jehovha nababa vake Dhavhidhi, sirivha, nendarama, nenhumbi dzose, akadziisa muzvivigiro zveimba yaMwari.
1 Yaadin cine no goyey kulu kaŋ Suleymanu te Rabbi windo se ban d'a. Suleymanu na jinayey kaŋ nga baaba Dawda fay waani yaŋ daŋ windo ra. Ngey neeya: nzarfu nda wura nda taasey kulu. A n'i jisi jisiyaŋ fuwey ra noodin Irikoy windo ra.
2Zvino Soromoni akaunganidza vakuru valsiraeri, navakuru vose vamarudzi, iwo machinda edzimba dzamadzibaba avana vaIsiraeri, paJerusaremu, akakwidza areka yesungano yaJehovha ibve paguta raDhavhidhi, iro Ziyoni.
2 Waato din gaa Suleymanu na Israyla arkusey margu, da kundey arkusey kulu, Israyla izey kaayey windi jine borey nooya, i ma kaa Urusalima, zama ngey ma kande Rabbi sappa sundurko ka fun d'a Dawda birno ra, kaŋ ga ti Sihiyona.
3Varume vose vaIsiraeri vakaungana kuna mambo pamutambo, wakange uri pamwedzi wechinomwe.
3 Israyla alborey kulu margu bonkoono do bato kaŋ i te din do, handu iyyanta ra.
4Vakuru vose vaIsiraeri vakasvika, vaRevhi vakasimudza areka.
4 Israyla arkusey kulu kaa, Lawi borey mo na sundurko sambu.
5Vakakwira neareka, netende rokusangana, nenhumbi dzose tsvene dzakanga dziri muTende; vapristi vaRevhi vakakwira naizvozvo.
5 I kande sundurko, da kubayyaŋ hukumo, da jinay hanantey kulu kaŋ yaŋ go hukumo ra. Ngey din no, Lawi borey alfagey kande.
6Mambo Soromoni, neungano yose yavaIsiraeri yakanga yaunganira kwaari, vakafamba pamberi peareka, vakabayira makwai nenzombe, zvakanga zvisingagoni kuverengwa nokuwanda kwazvo.
6 Bonkoono Suleymanu da Israyla jama kulu kaŋ yaŋ margu a do go noodin sundurko jine. I goono ga sargay feejiyaŋ da hawyaŋ wi, haŋ kaŋ baa da me da lasaabuyaŋ mo.
7Ipapo vapristi vakagadzika areka yesungano yaJehovha panzvimbo yayo, panzvimbo tsvene yeimba, panzvimbo tsvene-tsvene, ipo panyasi pamapapiro amakerubhi.
7 Alfagey mo kande Rabbi sappa sundurko. I n'a daŋ nga nango ra jina haray fuwo ra, ka koy nangu kaŋ ga hanan gumo din ra, ciiti malaykey fatey cire.
8nekuti makerubhi akatambanudza mapapiro awo pamusoro penzvimbo yeareka, makerubhi akafukidza areka namatanda ayo nechokumusoro.
8 Zama ciiti malaykey na ngey fatey salle beene sundurko do. Ciiti malaykey na sundurko da nga goobey kulu daabu.
9Matanda akanga akareba; naizvozvo miromo yamatanda yakanga ichionekwa kana munhu ari paareka pamberi penzvimbo tsvene; asi akanga asingaonekwi nechokunze, ichipo kusvikira nhasi.
9 Goobey din ga ku hal i ga di deeney hala fu hanna ra jina, amma boro si di ey taray haray. Noodin mo no i go hala ka kaa sohõ.
10Mukati meareka makanga musisine chiro, asi mabwendefa maviri akanga aiswamo naMozisi paHorebhu, nguva Jehovha yaakaita sungano navana valsiraeri pakubuda kwavo paEgipita.
10 Hay kulu si no sundurko ra kala walhã hinka hinne kaŋ yaŋ Musa daŋ a ra yongo Horeb, waato kaŋ Rabbi sappe nda Israyla izey, i Misira funyaŋo banda.
11Zvino vapristi vakati vabuda panzvimbo tsvene (nokuti vapristi vose, vakanga varipo, vakanga vazvinatsa, vasingaiti hanya namapoka avo;
11 A ciya binde, alfagey fatta nangu hananta ra, (zama alfagey kulu kaŋ yaŋ go noodin na ngey boŋ hanandi, i mana ngey sasareyaŋo guna).
12navaRevhi vosewo, vaiva vaimbi, vose vavo, vaiti, Asafi, naHemani, naJedhutuni, nokuvanakomana vavo, navananin'ina vavo, vakafuka micheka michena yakapfava, vanamakandira, nemitengerangwa, nembira, vakamira kurutivi rwamabvazuva rwearitari, uye pamwechete navo vapristi vane zana namakumi maviri, vachiridza hwamanda;)
12 Lawi borey mo kaŋ yaŋ ga doon, i kulu, sanda Asaf, da Heman, da Yedutun, d'i izey d'i nya-izey care banda, i gonda lin baano bankaaray hanno yaŋ ngey gaa. I gonda guuruyaŋ kaŋ ga hẽ care gaa, da moolo kayna, da moolo beeri yaŋ. I kay feema jarga wayna funay haray. Alfaga zangu nda waranka mo go i banda ga hilliyaŋ kar.
13zvino varidzi vehwamanda, navaimbi, vakati vachiita mawa, vachiita nenzwi rimwe vachirumbidza nokuvonga Jehovha; vakati vachiimbisa pamwechete nehwamanda, namakandira, nezvokuridzisa nazvo, vachirumbidza Jehovha, vachiti, nekuti akanaka. Nekuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi; ipapo imba yakazara negore, iyo imba yaJehovha;
13 A ciya mo, doonkoy da hilli karey saba kaŋ ga naŋ i ma maa i jindey me folloŋ, sifa nda saabuyaŋ wane Rabbi gaa. I na ngey jindey da hilley tunandi, da guurey kaŋ ga hẽ care gaa, da dooni jinayey, i goono ga Rabbi maa sifa ka ne: «Zama nga wo booriyankoy no, zama a baakasinay suujo ga tondo hal abada» Saaya woodin ra binde fuwo to da buru, sanda Rabbi fuwo nooya.
14naizvozvo vapristi vakanga vasingagoni kumira pabasa nokuda kwegore; nekuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yaMwari.
14 Hala alfagey si hin ka kay ka goy buro din sabbay se, zama Rabbi darza na Irikoy fuwo to.