Shona

Zarma

2 Kings

9

1Zvino muporofita Erisha wakadana mumwe wavanakomana vavaporofita, akati kwaari, Chizvisunga chiwuno chako, utore chinu ichi chamafuta muruoko rwako uende RamotiGiriyadhi.
1 Annabi Iliyasu na boro fo ce annabey izey ra ka ne a se: «Ma te guddama ka sambu ji kolba wo ni kambe ra. Ma koy Ramot-Jileyad.
2Zvino kana wasvikapo, utsvakepo Jehu mwanakomana waJehoshafati mwanakomana waNimishi; upinde mumba, ugomuraira asimuke pakati pehama dzake, apinde muimba yomukati.
2 Alwaati kaŋ ni ga to noodin mo, ni ma Yehu, Yehosafat izo, Nimsi ize ceeci. Ma furo ka naŋ a ma tun nga nya-izey ra, ka kond'a fu fo ra jina haray.
3Ipapo utore chinu chamafuta, ugoadira pamusoro wake, uchiti, Zvanzi naJehovha, ndakuzodza, kuti uve mambo welsiraeri. Ipapo uzarure mukova, utize, usanonoka.
3 Sahãadin, ma ji kolba woone sambu ni kambe ra k'a dooru a boŋo boŋ. Ma ne a se: ‹Rabbi ne: Ay na ji dooru ni boŋ, ni ma ciya Israyla bonkooni.› Sahãadin kala ni ma fu meyo fiti ka zuru gumo, ma si kay bo.»
4Naizvozvo jaya, iro jaya romuporofita, rakaenda RamotiGiriyadhi.
4 Arwaso mo, kaŋ ga ti annabo zanka din koy Ramot-Jileyad.
5Wakati asvikapo, akawana vakuru vehondo vagere pasi; akati, Ndine shoko nemi, imwi mukuru. Jehu akati, Kunani, kwatiri tose? Iye akati, Kunemi, imwi mukuru.
5 Saaya kaŋ a to noodin, kal i wongu jama jine borey go ga goro. A ne: «Ya ay jine bora, ay gonda samba ni se.» Yehu ne: «May no iri kulu ra.» A ne: «Ni se, ya jine bora.»
6Ipapo akasimuka, akapinda mumba; akadira mafuta pamusoro wake, akati kwaari, Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, Ndakakuzodza uve, mambo wavanhu vaJehovha, ivo vaIsiraeri.
6 Kal a tun ka furo fuwo ra. Arwaso na jiyo dooru a se mo a boŋo boŋ. A ne a se: «Rabbi, Israyla Irikoyo ne: ‹Ay na ni tuusu bonkooni Rabbi jama boŋ, kaŋ ga ti Israyla.
7Uchaparadza imba yatenzi wako Ahabhi, kuti nditsive ropa ravaranda vose vaJehovha kuna Izebheri.
7 Ni ga ni windi koyo Ahab dumo kar, zama ay ma fansa sambu ay tam annabey kuro se, da Rabbi tamey kulu kuro mo se, ngey kaŋ Yezabel wi.
8nekuti vose veimba yaAhabhi vachaparadzwa,ndichaparadza kuna Ahabhi vana vavakomana vose, vakuru navaduku pakati palsiraeri.
8 Zama Ahab dumo kulu ga halaci. Ay ga Ahab ize alborey kulu beeri mo, nga kaŋ go daabante nda nga kaŋ go taŋante Israyla ra.
9Ndichaita imba yaAhabhi seimba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, uye seimba yaBhaasha mwanakomana waAhija.
9 Ay ga Ahab dumo yeti sanda Yerobowam Nebat izo dumo cine, da Baasa Ahiya izo dumo cine.
10Imbwa dzichadya Izebheri panyika yeJezereeri, hakuna uchamuviga. Ipapo akazarura mukova, ndokutiza.
10 Hansiyaŋ ga Yezabel ŋwa Yezreyel laabu kambu fa ra, boro kulu si no mo kaŋ g'a fiji.› » Kal a na fu meyo fiti ka zuru ka koy.
11Zvino Jehu akabuda kuvaranda vashe wake, mumwe akati kwaari, Kuno mufaro here? Benzi iri rakavingeiko kwauri? Iye akati kwavari, Munoziva henyu munhu uyu, nokutaura kwake.
11 Alwaato kaŋ Yehu fatta ka kaa nga jine bora bannyey do, boro fo koyne ne a se: «Baani mo? Ifo se no follokomo din kaa ni do?» Yehu ne a se: «Araŋ ga bora din dumi bay, araŋ g'a sanni dumi bay mo.»
12Ivo vakati, Inhema! Tiudze. Iye akati, Wandiudza zvokuti nezvokuti, akati, Zvanzi naJehovha, Ndakakuzodza uve mambo waIsiraeri.
12 I ne: «Tangari no. Kala ma ci iri se sohõ.» Yehu ne: «Ya-cine nda ya-cine sanni no a te ay se, ka ne: ‹Rabbi ne: Ay na ni tuusu Israyla bonkooni.› »
13Ipapo vakakurumidza, mumwe nomumwe akatora nguvo yake, akaiisa pasi pake pamusoro pezvikwiriso, vakaridza hwamanda, vakati, Jehu ndimambo!
13 Sanno din boŋ mo i waasu-waasu. Boro fo kulu na nga kwaay sambu k'a daaru Yehu cire kaarimi harey boŋ. I na hilli kar ka ne: «Yehu ga ti bonkooni!»
14Naizvozvo Jehu mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimishi, akamukira Joramu. (Zvino Joramu wakange achidzivirira RamotiGiriyadhi, iye navaIsiraeri vose, nokuda kwaHazaeri mambo weSiria.
14 Yehu Yehosafat ize, Nimsi izo mo murte Yoram gaa, zama Yoram go ga Ramot-Jileyad batu, nga nda Israyla kulu, Suriya bonkoono Hazayel sabbay se.
15Asi mambo Jehoramu wakange adzokera Jezereeri kuzorapwa mavanga ake, aakanga atemwa navaSiria, nguva yaakarwa naHazaeri mambo weSiria). Ipapo Jehu akati, Kana muchitenda nazvo, ngakurege kuva nomunhu unotiza muguta, kundoudza izvozvo paJezereeri.
15 Amma bonkoono Yoram ye ka kaa Yezreyel zama nga ma du baani nga guuruyaŋo gaa kaŋ Suriyancey te a se waato kaŋ a go ga wongu nda Suriyancey bonkoono Hazayel. Yehu mo ne: «Da woodin araŋ miila no, boro kulu ma si yana ka fatta kwaara ra ka koy ka baaru no Yezreyel ra.»
16Naizvozvo Jehu akafamba nengoro, akaenda Jezereeri, nekuti Joramu wakange avetepo. Zvino Ahazia mambo waJudha wakange aendako kuzoona Joramu.
16 Yehu mo dira torko ra ka koy Yezreyel, zama Yoram go noodin ga kani. Yahuda bonkoono Ahaziya mo kaa zama nga m'a kunfa.
17Zvino nharirire yakanga imire pamusoro peshongwe yeJezereeri, ikaona boka raJehu richiuya, ikati, Ndinoona boka ravanhu. Joramu akati, Danai mutasvi webhiza, mumutume andosangana navo, ati, Kunorugare here?
17 Batukwa mo go ga kay gar'izo boŋ Yezreyel ra. A na Yehu sata fonnay, i go ga kaa. A ne «Ay di sata fo!» Yoram ne: «Du kaari-ka k'a donton a m'a kubay. A ma ne a se: ‹Baani no?› »
18Naizvozvo mumwe akakwira bhiza, akandosangana naye, akati, Zvanzi namambo, Kuno rugare here? Jehu akati, Uneiko norugare? Enda shure kwangu. Ipapo nharirire yakataura, ikati, Nhume yakasvika kwavari, asi haidzokizve.
18 Boro fo mo koy bari boŋ zama nga m'a kubay. A ne: «Baani samay no?» Yehu ne: «Ni baa fo da baani? Ye ay banda!» Kala kwaara me batukwa ne: «Diya to hala i do, amma a si ga ye ka kaa.»
19Zvino akatuma wechipiri, wakange akatasva bhiza, iye akasvika kwaari, akati, Zvanzi namambo,
19 Saaya din a na ihinkante mo donton bari boŋ. Woodin mo to a do ka ne: «Bonkoono ne, Baani mo no?» Yehu tu ka ne: «Ni baa fo da baani? Ma ye ay banda!»
20Zvino nharirire yakataura, ikati, Wakasvika hake kwavari, asi haadzokizve; uye kufambisa kwakafanana nokufambisa kwaJehu mwanakomana waNimishi, nekuti unofambisa zvinotyisa.
20 Kala batukwa na baaru no ka ne: «A to hala i do, amma a siino ga ye ka kaa. Zurandiyaŋo mo ga hima nda Yehu Nimsi izo zurandiyaŋ, zama a ga zurandi da follay.»
21Ipapo Joramu akati, Sungai ngoro! Vakasunga ngoro yake. Ipapo Joramu mambo welsiraeri, naAhazia mambo waJudha vakabuda kundosangana naJehu, mumwe nomumwe nengoro yake, vakamuwana pabindu raNabhoti muJezereeri.
21 Yoram ne: «I ma soola!» I n'a wongu torka soola. Israyla bonkoono Yoram mo da Yahuda bonkoono Ahaziya fatta, boro kulu go nga torka ra, zama i ma Yehu kubay. I n'a gar Nabot, Yezreyel bora faro ra.
22Zvino Joramu wakati achiona Jehu, akati, Kuno rugare here, nhai Jehu? Iye akapindura, akati, Rugare rwei! Kana ufeve hwamai vako Izebheri nouruoyi hwavo huchiripo huzhinji hwakadai!
22 A ciya mo, saaya kaŋ Yoram di Yehu, a ne: «D'a ta day, baani no?» Nga mo tu ka ne: «Mana baani hala day ni nya Yezabel waykuurutara d'a ziimatara ga baa ya-cine?»
23Ipapo Joramu akadzosa ngoro yake, akatiza, akati kuna Ahazia, Tanyengerwa Ahazia!
23 Yoram na nga kambe bare ka zuru ka ne Ahaziya se: «Amaana ŋwaayaŋ go no, ya Ahaziya!»
24Ipapo Jehu akabwembura uta hwake nesimba rose, akapfura Joramu pakati pamafudzi ake, museve ndokubuda napamoyo wake, akawira mungoro yake.
24 Yehu mo na nga biraw candi nda nga gaabo me. A du ka Yoram hay walhẽy bindi ra, hangawo mo fatta bina do haray. Yoram kaŋ mo nga torka ra.
25Zvino Jehu akati kuna Bhidhikari, mukuru wake wehondo, Musimudze, umurashire pabindu romunda waNabhoti muJezereeri; nekuti urangarire kuti Jehovha wakataura izvi pamusoro pake, musi watakatasva mabhiza isu vaviri tichitevera Ahabhi baba vake.
25 Kala Yehu ne nga sooja Bidkar se: «A sambu k'a furu Nabot Yezreyel bora faro ra. Zama ni ga fongu alwaato kaŋ in da nin kaaru k'a kaayo Ahab banda gana, Rabbi na alhakko din dake a boŋ, ka ne:
26Zvanzi naJehovha, Zvirokwazvo, ndakaona zuro ropa raNabhoti, neropa ravanakomana vake; ini ndichakutsiva pabindu iri romunda, ndizvo zvinotaura Jehovha. Naizvozvo zvino, mutore umukandire pabindu romunda, sezvakataurwa naJehovha.
26 ‹Sikka si bi ay di Nabot d'a izey kuri.› Yaadin Rabbi ne. ‹Ay mo na banandi te ni se faro ra,› Rabbi ne. Sohõ kala ni m'a sambu k'a furu faro ra, Rabbi sanno boŋ.»
27Asi Ahazia mambo waJudha, wakati achizviona, akatiza nenzira yakapfuura napaimba yomunda, Jehu akamutevera, akati, Muuraye naiyewo mungoro. Vakamubaya pajinga pegomo reGuri riri paIbhureami. Akatizira Megidho, akafirapo.
27 Amma alwaato kaŋ Yahuda bonkoono Ahaziya di woodin, a na Bayt-Hagan fonda gana ka zuru. Yehu mo n'a ce gana. A ne: «Wa nga mo kar torka ra.» I n'a kar mo, Gur zijanta ra, kaŋ go Ibleyam jarga. A zuru ka koy hala Mejiddo. Noodin no a bu.
28Varanda vake vakamutakurira Jerusaremu nengoro, vakamuviga pahwiro hwake kuna madzibaba ake muguta raDhavhidhi. :.
28 A bannyey n'a sambu torko ra ka kond'a Urusalima. I n'a fiji nga saara ra a kaayey banda Dawda birno ra.
29Ahazia akatanga kubata ushe hwaJudha pagore regumi nerimwe raJoramu mwanakomana waAhabhi.
29 Ahab haama Yoram mayra jiiri way cindi fa ra no Ahaziya te bonkooni Yahuda boŋ.
30Zvino Jehu wakati achisvika paJezereeri, Izebheri akazvinzwa; akazodza kumeso kwake, nokushongedza musoro wake, akatarira napahwindo.
30 Saaya kaŋ Yehu kaa Yezreyel, Yezabel maa baaru. Kal a na nga moy taalam, a na nga boŋ haw ka niigaw finetaro gaa.
31Zvino Jehu akati achipinda napasuwo, akati, Kunorugare here, nhai iwe Zimiri, muurayi watenzi wako?
31 Kaŋ Yehu furo windi meyo gaa, waybora ne: «Ya nin Zimri, ni windi koyo wiikwa, baani mo no?»
32Iye akatarira kumusoro kuhwindo, akati, Ndianiko unonzwana neni? Ndianiko? Ipapo varanda vaviri kana vatatu vakatarira kwaari napahwindo.
32 Kala Yehu na nga moyduma sambu finetaro do haray ka ne: «May no ay do haray? May no?» Kala mantaw hinka wala ihinza n'a niigaw.
33Akati, Musundire pasi. Naizvozvo vakamusundira pasi, rimwe ropa rake rikachambwadzira pamadziro napamabhiza, akamutsika namakumbo ake.
33 Yehu ne: «W'a jindaw ganda!» Kal i n'a jindaw ganda. A kuro dooru cinaro da bariyey boŋ. Kal i n'a taamu-taamu ngey ce taamey cire.
34Zvino wakati apinda, akadya nokumwa, akati, Zvino chiendai mundotarira mukadzi uyo akatukwa, mumuvige, nekuti mukunda wamambo.
34 Saaya kaŋ Yehu furo, a ŋwa ka haŋ. Kal a ne: «Wa laakal da wayboro laala din, i m'a fiji mo, zama bonkooni ize no.»
35Vakaenda kundomuviga, asi havana kuwana chinhu, asi dehenya rake, netsoka, nezvanza zvamaoko ake.
35 I koy mo zama ngey m'a fiji se, amma i mana gar kal a boŋ kurbo d'a cey d'a kambe faata hinne.
36Naizvozvo vakadzoka vakamuudza. Iye akati, Ndiro shoko raJehovha, raakataura nomuranda wake Eria muTishibhi, zvaakati, Imbwa dzichadya nyama yaIzebheri panyika yeJezereeri;
36 I ye ka kaa ka ci Yehu se. A ne: «Rabbi sanno neeya, kaŋ a ci nga annabo Iliya Tisbi bora me ra, ka ne: ‹Yezreyel faro ra no hansey ga Yezabel hamo ŋwa.
37uye chitunha chaIzebheri chichava somupfudze pamusoro pomunda panyika yeJezereeri; naizvozvo havangati, uyu ndiye Izebheri.
37 Yezabel buukwa mo ga ciya sanda birji faro moyduma boŋ, Yezreyel faro ra, hal i si hin ka ne Yezabel no woone.› »