1Zvino shure kwaizvozvo Dhavhidhi wakarwa navaFirisitia akavakunda; Dhavhidhi akatorera vaFirisitia chikuriri chomuzinda wavo.
1 Woodin banda Dawda ye ka Filistancey kar k'i kaynandi mo. Dawda n'i kwaara beero dabari ta Filistancey kambe ra.
2Akakunda Moabhuwo, akavayera nerwonzi, ambovavatisa pasi; akayera rwonzi ruviri vaifanira kuurawa, uye rwonzi rwakazara vaifanira kuregwa vari vapenyu. VaMoabhu vakaitwa varanda vaDhavhidhi vakamuvigira zvipo.
2 A na Mowab mo kar, a n'i kanandi sorro-sorro ka naŋ i ma kani ganda. A na sorro hinka candi kaŋ yaŋ i ga wi, sorro fo kubante mo kaŋ i ga naŋ da fundi. Mowab borey binde ciya Dawda tamyaŋ, i goono ga kand'a se jangal.
3Dhavhidhi akakundawo Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZhobha, pakuenda kwake kundotora ushe hwake paRwizi.
3 Hadad-Ezer, Rehob izo, Zoba bonkoono, Dawda n'i kar, waato kaŋ a go diraw ra ga koy ka nga waato mayra ta gooro me gaa.
4Dhavhidhi akamutorera vatasvi vamabhiza vane chiuru chimwe namazana manomwe, navaifamba namakumbo vane zviuru zvina makumi maviri; Dhavhidhi akagura marunda amakumbo amabhiza ose aikweva ngoro, asi wakachengetera ngoro dzine zana mamwe awo.
4 Dawda na bari-kari zambar fo da zangu iyye ta a gaa, da ce-koy zambar waranka. Dawda na torkey bariyey kulu tanjay kaajey beeri-beeri, amma a fay da haŋ kaŋ yaŋ ga wasa torko zangu se.
5Zvino vaSiria veDhamasiko vakati vachiuya kuzobatsira Hadhadhezeri mambo weZobha, Dhavhidhi akauraya vaSiria vane zviuru zvina makumi maviri nezviviri.
5 Waato kaŋ Suriya borey kaŋ yaŋ go Damaskos kaa zama ngey ma kande Zoba bonkoono Hadad-Ezer se gaakasinay, Dawda na boro zambar waranka cindi hinka kar Suriya borey ra mo.
6Dhavhidhi akaisa mapoka avarwi muSiria paDhamasiko; vaSiria vakava varanda vaDhavhidhi vakamuvigira zvipo. Jehovha akakundisa Dhavhidhi pose paakaenda.
6 Waato din gaa Dawda na wongu batukoyaŋ daŋ Damaskos kwaara, Suriya laabo ra. Suriyancey ciya Dawda tamyaŋ, i kande jangal mo. Rabbi na Dawda gaa nangu kulu kaŋ a ga koy.
7Dhavhidhi akatora nhovo dzendarama dzakanga dzakashongwa navaranda vaHadhadhezeri, akadziisa Jerusaremu.
7 Wura korayey kaŋ yaŋ go Hadad-Ezer tamey se ga jare doŋ, Dawda n'i ku ka kand'ey Urusalima.
8Mambo Dhavhidhi akatorawo ndarira zhinji kwazvo paBheta napaBherotai, aiva maguta aHadhadhezeri.
8 Hadad-Ezer birney ra, kaŋ ga ti Beta nda Berotay, Bonkoono Dawda na guuru-say boobo sambu.
9Zvino Toi mambo weHamati wakati anzwa kuti Dhavhidhi wakange aparadza hondo yose yaHadhadhezeri,
9 Waato kaŋ Hamat bonkoono Toy maa baaru kaŋ Dawda na Hadad-Ezer wongu marga kulu kar,
10Toi akatuma mwanakomana wake Joramu kuna mambo Dhavhidhi kumukwazisa nokumukorokotedza, pamusoro pokurwa kwake naHadhadhezeri wairwa naToi. Joramu akauya nemidziyo yesirivha, nemidziyo yendarama, nemidziyo yendarira.
10 kala Toy na nga ize Yoram donton bonkoono Dawda do zama nga m'a baani hã, nga m'a saabu mo, za kaŋ a na Hadad-Ezer wongu k'a kar. Zama Hadad-Ezer wo doona ka kande wongu Toy gaa. Yoram binde kande wura nda nzarfu jinay da guuru-say jinay nga banda.
11Neyiyiwo mambo Dhavhidhi wakaitsaurira Jehovha, pamwechete nesirivha nendarama yaakamutsaurira, yakabva kundudzi dzose dzaakanga akunda;
11 Bonkoono Dawda na woodin yaŋ fay waani Rabbi se, wura nda nzarfu kaŋ yaŋ a jin ka fay waani baa si, dumey kulu kaŋ a n'i mayra ta wane:
12kuvaSiria, navaMoabhu, navana vaAmoni, navaFirisitia, navaAmareki, nezvakanga zvatapwa kuna Hadhadhezeri mwanakomana waRehobhu, mambo weZobha.
12 Suriya wane, da Mowab, da Amon, da Filistancey, da Amalekancey, da Hadad-Ezer wongo arzaka, da Zoba bonkoono Rehob izo wano.
13Dhavhidhi akakurumbira kwazvo nguva yaakadzoka pakuuraya vaSiria paMupata woMunyu, vaiva varume vane zviuru zvine gumi nezvisere.
13 Dawda binde te maa waato kaŋ a ye ka kaa ka fun Suriya borey kaŋ yaŋ go Ciiri Gooro ra wiyaŋo do, boro zambar way cindi ahakku no.
14Akaisa mapoka avarwi paEdhomu; wakaisa mapoka avarwi paEdhomu yose, vaEdhomu vose vakava varanda vaDhavhidhi Jehovha akakundisa Dhavhidhi pose paakaenda.
14 A na batukoyaŋ daŋ Edom ra, Edom laabo kulu ra no a na batukoyaŋ daŋ. Edomancey kulu binde ciya Dawda tamyaŋ. Rabbi na Dawda gaa mo nangu kulu kaŋ a ga koy.
15Dhavhidhi akabata vaIsiraeri vose; Dhavhidhi akatonga vanhu vake vose akavaitira zvakarurama.
15 Dawda may Israyla kulu boŋ. A na cimi ciiti te mo adilitaray boŋ nga jama kulu se.
16Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye wairaira hondo, naJehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira;
16 Zeruwiya izo Yowab ga ti wongu marga jine bora. Ahilud izo Yehosafat, nga mo ga ti laabo baaru hantumkwa.
17Zadhoki mwanakomana waAhitubhi, naAhimereki mwanakomana waAbhiatari, vaiva vapristi, naSeraya waiva munyori.
17 Ahitub izo Zadok da Abiyatar izo Ahimelek, ngey no ga ti alfagey*. Seraya no ga ti bonkoono hantumkwa.
18Bhenaya mwanakomana waJehoyadha ndiye wairaira vaKereti navaPereti, uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva vapristi.
18 Yehoyda izo Benaya mo go bonkoono doogarey boŋ. Dawda izey mo gonda dabari.