1Zvino uswededze kwauri Aroni, mukuru wako, navanakomana vake pamwechete naye, vabude pakati pavana vaIsiraeri, kuti andishumire pabasa roupristi, vanoti; Aroni, naNadhabhi, naAbhihu, naEreazari, naItamari, ivo vanakomana vaAroni.
1 «Ni ma ni nya-izo Haruna maanandi ni do, d'a ize arey mo a banda, k'i fay Israyla izey game ra, zama i ma goy ay se alfagataray goyey ra, Haruna nda nga izey neeya, Nadab da Abihu nda Eliyezar da Itamar.
2Uitire Aroni, mukuru wako, nguvo tsvene, akudzwe nadzo, uye huve ukomba.
2 Ni ma bankaaray hananteyaŋ te ni beero Haruna se, a darza d'a beera se.
3Utaure navose vane moyo yakachenjera, vandakazadza nomweya wouchenjeri, kuti vaitire Aroni nguvo dzokumuita mutsvene nadzo, kuti andishumire pabasa roupristi.
3 Ni ma salaŋ mo bine ra laakalkooney se, borey kaŋ yaŋ ay toonandi nda laakal biya, i ma bankaaray te Haruna se, zama i m'a fay waani, a ma goy ay se alfagataray ra.
4nguvo dzaunofanira kuita ndidzo: Hombodo yechipfuva, neefodhi, nejasi, nenguvo yakarukwa, nenguwani, nebhanhire, ngavaitire Aroni, mukoma wako, navanakomana vake nguvo tsvene, kuti andishumire pabasa roupristi.
4 Bankaarayey kaŋ dumi i ga te mo neeya: gande daabiro da efod* kwaay da kwaay ize da jabba taalamante nda boŋtobay da guddama. I ma bankaaray hananteyaŋ te mo ni beero Haruna nda nga izey se, zama a ma goy ay se alfagataray ra.
5Ngavatore ndarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka.
5 I m'i ta da wura silli nda suudi nda suniya nda iciray, lin* baano taafeyaŋ gaa.
6Efodhi ngavaiite nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romubati wakachenjera.
6 I ma efod kwaayo te mo da wura, da silli suudi nda suniya nda iciray, lin baano taafe gaa, gonitaray goy.
7Ngaive namabandi maviri pamafudzi akabatanidzwa pamiromo yayo miviri; kuti ibatanidzwe saizvozvo.
7 I ma te a gaa jase boŋ hinka kaŋ ga me hinka margu ka haw care gaa.
8Nebhanhire rakarukwa nomubati wakachenjera, riri pamusoro payo, rokuisunga naro, ngariitwe saiyo, uye chive chinhu chimwe chete nayo, iitwe nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.
8 Guddama kaŋ go efod kwaayo gaa mo, ikulu kaymi goy fo. I m'i te da wura, da silli suudi nda suniya nda iciray, lin baano taafe gaa.
9Utorewo mabwe maviri eonikisi, ugonyora pamusoro pawo mazita avana vaIsiraeri,
9 Ni ma oniks* tondi hinka mo sambu ka Israyla izey maayey hantum i gaa.
10mazita matanhatu pabwe rimwe, namazita matanhatu akasara pane rimwe ibwezve, pakuzvarwa kwavo.
10 I ma maa iddu hantum tondi fo gaa. Maa iddo kaŋ cindi mo, m'i hantum tondi fa gaa, i hayyaŋey boŋ.
11Unyore pamabwe iwayo maviri, sebasa romuvezi wamabwe, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa, mazita avana vaIsiraeri; uanyudze muzviruva zvendarama.
11 Tondi gaa hantumko goy no i g'a te d'a, danga kawaatimi hantumyaŋ no. Ni ma tondi hinka din hantum da Israyla izey maayey, k'i daŋ wura taalamante jisiyaŋ nango ra.
12Zvino uise mabwe iwayo maviri pamabandi apamafudzi eefodhi, kuti ave mabwe okurangaridza vana vaIsiraeri; Aroni ngaatakure mazita awo pamberi paJehovha pamafudzi ake maviri, chive chokurangaridza.
12 Ni ma tondi hinka din dake efod kwaayo jase boŋey boŋ, fonguyaŋ tondiyaŋ no Israyla izey se. Haruna g'i maayey jare nga jasey gaa Rabbi jine, fonguyaŋ hari no.
13Unofanira kuitawo zviruva zvendarama,
13 Ni ma jisiyaŋ nango te da wura taalamante.
14nezviketani zviviri zvendarama yakaisvonaka; uzviite sorwonzi rwakakoshwa, ugoisa zviketani izvo zvakamoniwa pazviruva izvozvo.
14 Ni ma te sisiri hinka mo, wura zalla wane yaŋ, danga korfayzeyaŋ cine no n'i g'i te d'a, biyanteyaŋ. Ni ma sisiri biyantey din haw jisiyaŋ harey nangey din gaa.
15Unofanira kuitawo hombodo yechipfuva yokutonga, rive basa romubati wakachenjera; uiite ifanane neefodhi, uiite nendarama, nezvakarukwa, zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.
15 Ni ma ciiti gande daabiri te mo nda gonitaray goy, danga efod kwaayo goyo cine. Ni m'a te da wura, da silli suudi nda suniya nda iciray. Lin baano taafe gaa no ni g'a te.
16Ngaive nenhivi ina dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureba kwayo kuite sapanosvika mimwe, noupamhi hwayo sapanosvika mimwewo.
16 A kambey kulu ma saba. I ma taabu care gaa, a salleyaŋo kambe gaaba fo, a tafayyaŋo mo kambe gaaba fo.
17Uise mukati mayo zviruva zvinamabwe, misara mina yamabwe; mumwe musara uve nesadhio, netopasi, nekabhunakeri. Ndiwo musara wokutanga.
17 Ni ma tondi daŋyaŋ do te a gaa tondi sasare taaci. Sasare sintina ra: sardiyus* fo da topaz* fo da karbonkal* fo;
18Pamusara wechipiri samaragidhino, nesafiri, nedhaimani,
18 sasare hinkanta ra: krisolit* fo da safir* fo da daminti fo;
19pamusara wechitatu hiakindi, neagati, neametisi;
19 sasare hinzanta ra: opal fo da kalsedoni* fo da amotosto fo;
20pamusara wechina beriri neonikisi, nejasipiri; ngaapotedzwe nendarama muzviruva zvawo.
20 sasare taacanta ra: beril* fo da oniks fo da yaspidi* fo. Tondey din, i g'i jisi ngey wura taalamante jisiyaŋ nangey ra.
21Mabwe iwayo ngaave namazita avana vaIsiraeri ane gumi namaviri, sezvinoita mazita avo; ngaave namarudzi ane gumi namaviri, rimwe nerimwe rive nezita raro, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa.
21 I ga to iway cindi hinka, Israyla izey maayey boŋ, danga kawaatimi hantumyaŋ cine, i afo kulu nda nga maa, kunda way cindi hinka se.
22Napahombodo yechipfuva unofanira kuita zviketani zvakafanana norwonzi, zvendarama yakamoniwa yakaisvonaka.
22 Gande daabiro gaa mo ni ma sisiri biyanteyaŋ te da wura zalla.
23Uitewo pahombodo yechipfuva zvindori zviviri zvendarama, ugoisa zvindori izvo zviviri pamicheto miviri yehombodo yechipfuva.
23 Gande daabiro gaa mo ni ma korbay hinka te, wura wane yaŋ. Ma korbay hinka din daŋ daabiro kambu hinka gaa beene.
24Zvino uise zviketani zviviri zvendarama yakamoniwa pazvindori zviviri zviri pamicheto yehombodo yechipfuva.
24 Ni ma wura sisiri biyante hinka daŋ korbay hinka din ra, gande daabiro kambu hinka gaa beene.
25Nemimwe miromo miviri yezviketani zviviri zvakamoniwa uzviise pazviruva zviviri, uzviise pamabandi apamafudzi eefodhi nechemberi kwayo.
25 Sisiri biyante hinka din meyo, ni m'i daŋ sarkuyaŋ hari hinka din gaa. Ni m'i daŋ efod kwaayo jase boŋey gaa a jine haray.
26Uitewo zvindori zviviri zvendarama, ugozviisa pamicheto miviri yehombodo yechipfuva pamupendero wayo uri kurutivi rweefodhi nechomukati.
26 Ni ma wura korbay hinka te. Ni m'i daŋ gande daabiro kambu hinka meyey gaa, kaŋ go efod kwaayo gaa a ra haray.
27Unofanira kuitawo zvindori zviviri zvendarama, ugozviisa pamabandi maviri apamafudzi eefodhi zasi nechemberi kwayo, pedo payakabatanidzwa napo, pamusoro pebhanhire reefodhi rakarukwa nouchenjeri.
27 Ni ma wura korbay hinka te koyne. M'i daŋ efod kwaayo jase boŋ hinka cire jine haray, a marguyaŋo do maanante, efod kwaayo guddama se beene.
28Zvino ngavasunganidze hombodo yechipfuva nezvindori zvayo pazvindori zveefodhi norwonzi rutema, kuti ruve pamusoro pebhanhire reefodhi rakarukwa nouchenjeri, kuti hombodo yechipfuva irege kusununguka paefodhi.
28 I ma gande daabiro haw a korbayey gaa k'i margu nda efod kwaayo korbayey da suudi korfo zama gande daabiro ma goro efod kwaayo guddama se beene, zama gande daabiro ma si feeri ka fun efod kwaayo gaa se.
29Naizvozvo Aroni anofanira kutakura mazita avana vaIsiraeri pahombodo yechipfuva yokutonga pamoyo wake, kana achipinda panzvimbo tsvene, kuti chive chirangaridzo pamberi paJehovha nguva dzose.
29 Haruna ga Israyla izey maayey jare nga bina boŋ, ciiti gande daabiro ra, saaya kaŋ a ga furo nangu hananta ra. Fonguyaŋ no duumi Rabbi jine.
30Unofanira kuisawo muhombodo yechipfuva yokutonga Urimi neTumimi, kuti zvive pamoyo waAroni kana achipinda pamberi paJehovha; Aroni agotakura kutongwa kwavana vaIsiraeri pamoyo wake pamberi paJehovha nguva dzose.
30 Ni ma Urim* nda Tummin* mo daŋ ciiti gande daabiro ra. I ga goro Haruna bina boŋ saaya kaŋ a ga furo Rabbi jine. Yaadin no Israyla izey ciito go d'a Haruna boŋ, a g'a jare nga bina boŋ duumi.
31Unofanira kuita jasi reefodhi rose romucheka mutema.
31 Ni ma kwaay izo kaŋ boŋ i ga efod kwaayo dake te, a kulu nda fatala suudi.
32Ngarive neburi rokupinza musoro pakati paro, rive nomupendero wakarukwa unopoteredza buri raro, sapaburi renguvo yokurwa, kuti irege kubvaruka.
32 I ga jinda te kurkutu a bindo ra, kaymi goy wane. I g'a kay ka windi danga wongu kwaay cine, zama a ma si kortu se.
33Pamipendero yaro unofanira kuita matamba ezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, anopoteredza mupendero, nezvitare zvinorira zvendarama pakati pawo kunhivi dzose.
33 Ni ma garenad* himandiyaŋ te a windanta kulu gaa ganda meyo gaa, suudi nda suniya nda iciray wane yaŋ, hala nda wura lond'izeyaŋ i bindey ra a windanta.
34Ngapave nechitare chimwe nedamba rimwe, chitare chimwe nedamba rimwe pamipendero yejasi kunhivi dzose.
34 Wura lond'ize fo nda garenad fo, wura lond'ize fo nda garenad fo ma bara kwaay izo meyo gaa ganda a windanta.
35Aroni ngaarifuke kana achishumira, kuti kurira kwazvo kunzwike, kana achipinda panzvimbo tsvene pamberi paJehovha, uye kana achibuda, kuti arege kufa.
35 A ga goro Haruna gaahamo gaa goyo teeyaŋ se. I ga maa i yooje mo waati kaŋ a ga furo nangu hananta ra Rabbi jine, d'a fattayaŋ waate mo, zama a ma si bu se.
36Unofanira kuitawo bwendefa rendarama yakaisvonaka, ugonyora pamusoro paro sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa, uchiti: MUTSVENE KUNA JEHOVHA.
36 Ni ma walhã te da wura zalla ka hantum a gaa danga kawaatimi hantumyaŋ ya-cine: ‹HANANTE NO RABBI SE.›
37Uriise parwonzi rutema, rigoiswa panguwani, rive nechemberi kwenguwani.
37 Ni m'a haw da korfo suudi, a ma goro boŋtoba boŋ, boŋtoba sukuto gaa no a ga goro.
38Ngarive pahuma yaAroni, Aroni atakure zvakaipa zvingavapo pazvinhu zvitsvene, zvichaitwa zvitsvene navana vaIsiraeri pazvipo zvavo zvitsvene zvose; rinofanira kugara pahuma yake nguva dzose, kuti ivo vagamuchirwe pamberi paJehovha.
38 A ga goro Haruna sukuto gaa. Haruna mo ga jinay hanantey taaley muraadu sambu, kaŋ yaŋ Israyla izey ga hanandi ngey nooyaŋ hanney kulu ra. A ma goro a sukuto gaa waati kulu, zama i ma ciya gaakuranteyaŋ Rabbi jine.
39Unofanira kuitawo nguvo yakarukwa yomucheka wakaisvonaka, uye uite nguwani yomucheka wakaisvonaka, uye uitewo bhanhire, rive basa romusoni anogona.
39 Lin baano no ni ga jabba kay d'a. Ni ma boŋtoba mo te da lin baano fatala. Ni ma guddama taalamante te.
40Navanakomana vaAroni unofanira kuvaitira nguvo, uvaitirewo mabhanhire, uvaitirewo nguwani dzomusoro, vakudzwe nadzo, uye huve ukomba.
40 Ni ma jabbayaŋ te Haruna izey mo se. Ni ma guddamayaŋ te i se, ni ma fatala fuulayaŋ te i se mo, i darza d'i beera se.
41Udzifukidze Aroni, mukoma wako, pamwechete navanakomana vake; uye uvazodze, nokuvagadza, nokuvatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi.
41 Ni g'i daŋ ni beero Haruna nda nga izey kulu gaa, k'i tuusu nda ji, k'i fay waani, k'i kambey toonandi zama i ma goy ay se alfagataray goyey ra.
42Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya;
42 Ni ma mudunyaŋ te i se, lin baano fatala wane yaŋ, zama i m'i gaa-kooney daabu, i ma to canta gaa kala tanje gaa.
43ngaafukwe naAroni navanakomana vake kana vachipinda mutende rokusangana, uye kana vachiswedera paaritari kushumira panzvimbo tsvene; kuti varege kuzvitorera mhosva, vakafa; ngauve mutemo usingaperi kwaari nokuvana vake vanomutevera.
43 I ma goro Haruna nda nga izey gaa i furoyaŋ kulu kubayyaŋ hukumo ra, wala mo saaya kaŋ i ga maan sargay feema do goy teeyaŋ se, nangu hananta ra, zama i ma si taali sambu ka bu se. A ga ciya farilla kaŋ ga duumi a se d'a haamey se mo a banda.»