Shona

Zarma

Genesis

5

1Iri ibhuku renhoroondo yedzinza raAdhamu. Pazuva Mwari raakasika munhu nemufananidzo waMwari.
1 Adamu bandey tira neeya: Hano kaŋ hane Irikoy na boro taka, danga Irikoy alhaalo cine no a n'a te.
2Wakavasika murume nemuka­dzi; ndokuvaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, pazuva ravakasikwa.
2 Alboro nda wayboro a n'i taka. A n'i albarkandi, a n'i maa daŋ boro, zaaro kaŋ a n'i taka.
3Zvino Adhamu wakararama makore zana nemakumi matatu, akabereka mwanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti.
3 Adamu te jiiri zangu nda waranza, gaa no a na ize fo hay nga bumbo alhaalo cine, danga nga himando boŋ. A n'a maa daŋ Sita.
4Zvino mazuva aaAdhamu shure kwekubereka kwake Seti aiva makore mazana masere; akabereka vanakomana nevanasikana.
4 Sita hayyaŋo banda Adamu jirbey jiiri zangu ahakku no. A ye ka izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
5Zvino mazuva ose eupenyu hwaAdhamu aiva makore mazana mapfumba­mwe nemakumi matatu, ndokufa.
5 Jirbey kulu kaŋ yaŋ Adamu te, jiiri zangu yagga da waranza no, waato din gaa no a bu.
6Zvino Seti wakararama makore zana nemashanu, akabereka Enosi;
6 Sita mo te jiiri zangu nda igu, gaa no a na Enosu hay.
7Seti ndokurarama makore mazana masere nemanomwe shure kwekubereka kwake Enosi, ndokubereka vanakomana nevanasikana.
7 Enosu hayyaŋo banda Sita funa ka tonton jiiri zangu ahakku nda iyye. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
8Zvino ose mazuva aSeti aiva makore mazana mapfumbamwe negumi nema­viri, ndokufa.
8 Sita jirbey kulu, jiiri zangu yagga da iway cindi hinka no, gaa no a bu.
9Zvino Enosi wakararama makore makumi mapfumbamwe, ndokubereka Kenani;
9 Enosu mo te jiiri wayga, gaa no a na Kenan hay.
10Zvino Enosi wakararama shure kwekubereka kwake Kanani makore mazana masere negumi nemashanu; ndokubereka vanako­mana nevanasikana;
10 Kenan hayyaŋo banda Enosu funa ka tonton jiiri zangu ahakku nda iway cindi gu. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
11Zvino mazuva ose aEno­si aiva makore mazana ma­pfumbamwe nemashanu, ndokufa.
11 Enosu jirbey kulu, jiiri zangu yagga nda igu no, gaa no a bu.
12Zvino Kanani wakararama makore makumi manomwe, akabereka Maharareri;
12 Kenan te jiiri wayye, gaa no a na Mahalalel hay.
13Kanani ndokurarama shure kwekubereka kwake Maharareri makore mazana masere nemakumi mana; ndokubereka vanakomana nevanasikana.
13 Mahalalel hayyaŋo banda Kenan funa ka tonton jiiri zangu ahakku nda waytaaci. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
14Nemazuva ose aKanani aiva makore mazana mapfumbamwe negumi, ndokufa.
14 Kenan jirbey kulu, jiiri zangu yagga nda iway no, gaa no a bu.
15Zvino Maharareri wakararama makore makumi matanhatu nemashanu, akabereka Jaredhi.
15 Mahalalel te jiiri waydu cindi gu, gaa no a na Yaredu hay.
16Maharareri ndokuraramama­ shure kwekubereka kwake Jare­dhi makore mazana masere nemakumi matatu, ndokubereka vanakomana nevanasikana.
16 Yaredu hayyaŋo banda Mahalalel funa ka tonton jiiri zangu ahakku nda waranza. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
17Uye mazuva ose aMaharareri aiva makore mazana masere nemakumi mapfumbamwe nemashanu, ndokufa.
17 Mahalalel jirbey kulu, jiiri zangu ahakku nda wayga cindi gu no, gaa no a bu.
18Zvino Jaredhi wakararama makore zana nemakumi matanhatu nemaviri, akabereka Enoki.
18 Yaredu te jiiri zangu nda waydu cindi hinka, gaa no a na Annuhu hay.
19Zvino Jaredhi wakararama shure kwekubereka kwake Enoki Jaredhi makore mazana masere; ndokubereka vanakomana nevanasikana;
19 Annuhu hayyaŋo banda Yaredu funa ka tonton jiiri zangu ahakku. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
20Zvino mazuva ose aJaredhi aiva makore mazana mapfu­mbamwe nemakumi matanhatu nemaviri, ndokufa.
20 Yaredu jirbey kulu, jiiri zangu yagga nda waydu cindi hinka no, gaa no a bu.
21Zvino Enoki wakararama makore makumi matanhatu nemashanu, ndokubereka Metu­sera.
21 Annuhu te jiiri waydu cindi gu, gaa no a na Metusala hay.
22Zvino Enoki wakafamba naMwari shure kwekubereka kwake Metusera makore mazana matatu; ndokubereka vanakomana nevanasikana.
22 Metusala hayyaŋo banda Annuhu dira Irikoy banda jiiri zangu hinza. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
23Nemazuva ose aEnoki aiva makore mazana matatu nema­kumi matanhatu nemashanu.
23 Annuhu jirbey kulu, jiiri zangu hinza nda waydu cindi gu no.
24Enoki ndokufamba naMwari, uye haachipo, nekuti Mwari wakamutora.
24 Annuhu soobay ka dira Irikoy banda kal a daray borey se, zama Irikoy n'a sambu.
25Zvino Metusera wakararama makore zana nemakumi masere namanomwe, ndokubereka Rameki;
25 Metusala te jiiri zangu nda wahakku cindi iyye, gaa no a na Lameku hay.
26Zvino Metusera wakararama shure kwekubereka kwake Rameki ma­kore mazana manomwe namakumi masere namaviri; ndokubereka vanakomana nevanasikana.
26 Lameku hayyaŋo banda Metusala funa ka tonton jiiri zangu iyye nda wahakku cindi hinka. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
27Zvino mazuva ose aMetusera aiva makore mazana mapfu­mbamwe nemakumi matanhatu nemapfu­mbamwe, ndokufa.
27 Metusala jirbey kulu, jiiri zangu yagga nda waydu cindi yagga no, gaa no a bu.
28Rameki ndokurarama makore zana nemakumi masere nemaviri; ndokubereka mwanakomana.
28 Lameku te jiiri zangu nda wahakku cindi hinka, gaa no a na ize alboro fo hay
29Zvino wakamutumidza zita kuti Nowa, achiti: Uyu achanyaradza pabasa redu nepakushingaira kwemaoko edu, nekuda kwepasi Jehovha paakapa rushambwa.
29 k'a maa daŋ Nuhu. A ne: «Nga no g'iri kunfa iri goyo d'iri kambey taabo se, laabo kaŋ Rabbi laali din sabbay se.»
30Rameki akararama shure kwekubereka kwake Nowa, Rameki akagara makore ana mazana mashanu namakumi mapfu­mbamwe namashanu; akabereka vanako­mana navanasikana.
30 Nuhu hayyaŋo banda Lameku funa ka tonton jiiri zangu gu da wayga cindi gu. A na izeyaŋ hay, alboro nda wayboro.
31Nemazuva ose aRa­meki aiva makore mazana manomwe nemakumi manomwe nema­nomwe, ndokufa.
31 Lameku jirbey kulu, jiiri zangu iyye nda wayye cindi iyye no, gaa no a bu.
32Zvino Nowa waiva nemakore mazana mashanu, Nowa ndokubereka Shemu, naHamu, naJafeti.
32 Nuhu te jiiri zangu gu, gaa no a na Sem da Ham da Zafetu hay.