1Ndinosimudzira meso angu kwamuri, Iyemi, munogara kudenga.
1 Zijiyaŋ dooni no. Ya beeney ra gorokwa, nin no ay go ga guna.
2Tarirai, meso avaranda sezvaanotarira ruoko rwatenzi wavo, Uye meso omurandakadzi sezvaanotarira ruoko rwatenzikadzi wake; Saizvozvo meso edu anotarira kuna Jehovha Mwari wedu, Kusvikira atinzwira nyasha.
2 A go, sanda mate kaŋ cine bannyayaŋ moy go ngey koyo kambe do haray, Wala sanda koŋŋa kaŋ a moy go nga fu-nya kambe do haray, Yaadin cine no iri moy go Rabbi iri Irikoyo do haray, Hal a ma gomni te iri se.
3Tinzwirei nyasha, Jehovha, tinzwirei nyasha; nekuti tapera kwazvo nokuzvidzwa.
3 Ya Rabbi, ma gomni goy te iri se. Ma gomni goy te iri se zama iri kungu nda donda-caray gumo.
4Mweya wedu wapera chose Nokushora kwavanogara havo zvakanaka, Uye noruzvidzo rwavanozvikudza.
4 Iri laami bu gumo da arzakantey hahaarayaŋey, Da boŋbeeraykoyey donda-cara mo.