1Jehovha, rangarirai Dhavhidhi Nedambudziko rake rose;
1 Zijiyaŋ dooni no. Ya Rabbi, ma fongu Dawda gaa a kankamey kulu sabbay se.
2Namapikiro ake kuna Jehovha, Nokupika kuna Wamasimba waJakove, achiti,
2 Zeyaŋo kaŋ a te Rabbi se, Da sarto kaŋ a sambu Yakuba wane Hinkoyo se, ka ne:
3Zvirokwazvo handingapindi mutende reimba yangu, Kana kukwira pamubhedha wandakawadzirwa;
3 «Daahir, ay si furo ay windo ra, Ay si kaaru mo ay daarijo boŋ,
4Handingatenderi meso angu kuvata, Kana mafungiro angu kukotsira;
4 Ay s'ay moy no jirbi, ay si dusungu mo,
5Kusvikira ndawanira Jehovha nzvimbo, Netabhenakeri dzaWamasimba waJakove.
5 Kala day d'ay du Rabbi se nangu jina, Kaŋ ga ti Yakuba wane Hinkoyo se nangoray.»
6Tarirai, takazvinzwa muEfurata; Takazviwana pasango reJaari.
6 A go, iri maa a baaru Efrata ra, Iri n'a gar Yaar farey ra.
7Tichapinda mutabhenakeri dzake; Tichanamata pachitsiko chetsoka dzake.
7 Iri ma furo a nangora ra, Iri ma sududuyaŋ te a ce taamey furkanga do.
8Simukai Jehovha, mupinde pamungazorora; Imi, neareka yesimba renyu.
8 Ya Rabbi, ma tun ka koy ni fulanzamyaŋ nango do, Nin da ni hino sundurko.
9Vapiristi venyu ngavafukidzwe nokururama; Uye vatsvene venyu ngavapururudze nomufaro .
9 Ni alfagey ma daabu nda adilitaray, Ni wane hanantey mo ma doon farhã sabbay se.
10Nokuda kwaDhavhidhi muranda wenyu Regai kuramba chiso chomuzodziwa wenyu.
10 Ma si ni moyduma bare ka kaa ni wane suubananta gaa ni tamo Dawda sabbay se.
11Jehovha akapika kuna Dhavhidhi; Haangashanduki pazviri, achiti, Zvibereko zvomuviri wako ndizvo zvandichaisa pachigaro chako choushe.
11 Rabbi ze Dawda se da cimi, A si bare ka fay d'a mo. A ne: «Ni ize gundey ra no ay ga afo dake ni karga boŋ.
12Kana vana vako vachichengeta sungano yangu Nezvipupuriro zvangu zvandichavadzidzisa, Navana vavowo vachagara pachigaro chako choushe nokusingaperi.
12 Da ni izey n'ay sappa d'ay seeda kaŋ ay g'i dondonandi nd'a haggoy, Kal i banda mo ma goro ni karga boŋ hal abada.»
13nekuti Jehovha wakasanangura Ziyoni; Akarida kuti huve ugaro hwake.
13 Zama Rabbi na Sihiyona suuban, A yalla-yalla nd'a ma ciya nga se nangoray.
14Pano ndipo pandinozorora nokusingaperi; Ndichagara pano; nekuti ndakapada.
14 A ne: «Woone ya ay fulanzamyaŋ do no hal abada. Noodin no ay ga goro, zama ay yalla-yalla nd'a.»
15Ndicharopafadza zvokudya zvaro kwazvo; Ndichagutisa varombo varo nezvokudya.
15 Ay g'a ŋwaaro albarkandi nda yulwa, Ay g'a laamikoyey kungandi nda ŋwaari.
16Vapristi varo ndichavafukidzawo noruponeso; Vatsvene varo vachapururudza nomufaro.
16 A alfagey mo, ay g'i daabu nda faaba, A wane hanantey mo ga doon farhã sabbay se.
17Ipapo ndichameresera Dhavhidhi runyanga; Ndakagadzirira muzodzwa wangu mwenje.
17 Noodin no ay ga naŋ Dawda hillo ma zay, Ay jin ka fitilla soola ay suubananta se.
18Vavengi vake ndichavafukidza nokunyadziswa; Asi korona yake ichapenya pamusoro pake.
18 Ay g'a ibarey daabu nda haawi, Amma a koytaray fuula ga nyaale ay suubananta boŋ.