1Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo, Muguta raMwari wedu, mugomo rake dzvene.
1 Dooni. Kora izey baytu fo no.
2Rakanaka pakukwirira kwaro, mufaro wapasi pose, Ndizvo zvakaita gomo reZiyoni, pamativi okumusoro, Ndizvo zvakaita guta raMambo mukuru.
2 Rabbi wo Beeraykoy no, kaŋ to sifayaŋ gumo, Iri Irikoyo gallo ra, a tondi kuuku hanna ra nooya.
3Padzimba dzaro dzamambo Mwari wakazviratidza kuti ndiye nhare.
3 Sihiyona tondo ya Koy Beero gallo no kaŋ go azawa kambe, Kayyaŋ-hanno-koy no, farhã hari no ndunnya kulu se.
4nekuti tarirai, madzimambo akaungana, Akapfuura pamwechete.
4 Irikoy na nga boŋ bayrandi, Nga ya wongu fu no gallo faadey ra.
5Vakariona, vakashamiswa; Vakavhunduka, vakakurumidza kutiza.
5 Zama a go, bonkooney margu, care banda mo no i bisa.
6Vakabatwapo nokudedera; Nokurwadziwa, somukadzi anopona.
6 Kaŋ i di, i to da dambara, i laakaley tun hal i zuru.
7Munoputsa zvikepe zveTarishishi, Nemhepo, inobva mabvazuva.
7 Jijiriyaŋ n'i di noodin, Sanda wayboro kaŋ goono ga hay-zaŋay gurzuga cine.
8Sezvatakanzwa, ndizvo zvatakaona Paguta raJehovha wehondo, iro guta raMwari wedu; Mwari acharisimbisa nokusingaperi.
8 _Ni n'i pati-pati mo, sanda mate kaŋ cine|_ ni na Tarsis hiyey pati-pati nda wayna funay hawo.
9Takafunga unyoro bwenyu, Mwari, Mukati metemberi yenyu.
9 Sanda mate kaŋ cine iri maa, yaadin cine mo no iri di, Rabbi Kundeykoyo gallo ra, iri Irikoyo gallo ra. Irikoy g'a sinji hal abada. (Wa dangay)
10Sezvakaita zita renyu, Mwari, Ndizvo zvakaitawo kurumbidzwa kwenyu kusvikira kumigumo yapasi pose; Ruoko rwenyu rworudyi ruzere nokururama.
10 Ya Irikoy, iri fongu ni baakasinay suujo gaa ni fuwo bindo ra.
11Gomo reZiyoni ngarifare, Vakunda vaJudha ngavafare kwazvo, Nokuda kwezvamakatonga.
11 Ya Irikoy, mate kaŋ cine ni maa bara, Yaadin cine mo no ni sifayaŋo bara nd'a hala ndunnya me. Ni kambe ŋwaaro to da adilitaray.
12Poteredzai Ziyoni, mupote naro, Muverenge shongwe dzaro.
12 Sihiyona tondo ma farhã, Yahuda ize wayey ma te bine kaani ni ciitey sabbay se.
13Cherekedzai zvakanaka rusvingo rwaro, Fambai pakati pedzimba dzaro dzamambo; Kuti muzoudza vazukuru venyu vanotevera.
13 Wa Sihiyona ra windi, w'a banda mo casu, W'a cinari kuukey kabu.
14Nekuti Mwari ndiye Mwari wedu nokusingaperi-peri; Iye achava muperekedzi wedu kusvikira pakufa.
14 W'a wongu fuwey guna ka boori, w'a faadey gana, Zama araŋ ma du ka ci zamana kaŋ ga dake araŋ gaa se.
15 Zama Irikoyo wo iri Irikoyo no hal abada abadin. A ga ciya iri se jine candiko ka koy hal iri buuyaŋ hane.