Shona

Swahili: New Testament

Revelation

8

1Wakati azarura chisimbiso chichinomwe, kunyarara kukavapo kudenga kunenge sehafu yeora.
1Na Mwanakondoo alipouvunja mhuri wa saba, kukawa kimya mbinguni kwa muda wa nusu saa.
2Ipapo ndakaona vatumwa vanomwe vamire pamberi paMwari; kukapiwa kwaari hwamanda nomwe.
2Kisha nikawaona wale malaika saba wanaosimama mbele ya Mungu wamepewa tarumbeta saba.
3Zvino mumwe mutumwa wakauya, akamira paaritari, ane mudziyo wezvinonhuhwira wendarama; kukapiwa kwaari zvinonhuhwira zvizhinji kuti azvipe pamwe neminyengetero yavatsvene vose pamusoro pearitari yendarama, yakange iri pamberi pechigaro cheushe.
3Malaika mwingine akafika, akiwa anachukua chetezo cha dhahabu, akasimama mbele ya madhabahu ya kufukizia ubani. Naye akapewa ubani mwingi autoe sadaka pamoja na sala za watu wote wa Mungu, juu ya madhabahu ya dhahabu iliyo mbele ya kiti cha enzi.
4Uye utsi hwezvinonhuhwira hwakakwira pamberi paMwari hwuchibva muruoko rwomutumwa pamwe neminyengetero yavatsvene.
4Moshi wa ubani ukapanda juu, pamoja na sala za watu wa Mungu, kutoka mikononi mwake huyo malaika aliyekuwa mbele ya Mungu.
5Mutumwa akatora mudziyo wezvinonhuhwira, akauzadza nomoto wearitari, akaukandira panyika; ipapo kukavapo namanzwi nekutinhira nemheni nokudengenyeka kwenyika.
5Kisha malaika akakichukua hicho chetezo, akakijaza moto wa madhabahuni akakitupa duniani. Kukawa na ngurumo, sauti, umeme na tetemeko la ardhi.
6Ipapo vatumwa vanomwe vakange vane hwamanda nomwe vakazvigadzirira kuridza.
6Kisha wale malaika saba wenye tarumbeta saba wakajiweka tayari kupiga mbiu ya mgambo.
7Mutumwa wekutanga wakaridza, kukauya chimvuramabwe nemoto zvakavhenganiswa neropa, zvikakandirwa panyika; nechetatu chemiti chikatsva, neuswa unyoro hwose hwakapiswa.
7Malaika wa kwanza akapiga tarumbeta yake. Mchanganyiko wa mvua ya mawe na moto, pamoja na damu, ukamwagwa juu ya nchi. Theluthi moja ya nchi ikaungua, theluthi moja ya miti ikaungua, na majani yote mabichi yakaungua.
8Zvino mutumwa wechipiri wakaridza, chimwe segomo guru rinopfuta nemoto chikakandwa mugungwa. chetatu chegungwa ndokuva ropa;
8Malaika wa pili akapiga tarumbeta yake. Na kitu kama mlima mkubwa unaowaka moto ukatupwa baharini. Theluthi moja ya bahari ikawa damu,
9uye chetatu chezvisikwa zvakange zviri zvipenyu mugungwa chikafa, nechetatu chezvikepe chikaparadzwa.
9theluthi moja ya viumbe vya baharini vikafa na theluthi moja ya meli zikaharibiwa.
10Zvino mutumwa wechitatu wakaridza, kukawa nyeredzi huru kubva kudenga, ichipfuta semwenje, ikawira pamusoro pechetatu chenzizi nepamusoro pezvitubu zvemvura.
10Kisha malaika wa tatu akapiga tarumbeta yake. Na nyota kubwa ikiwaka kama bonge la moto, ikaanguka kutoka mbinguni, na kutua juu ya theluthi moja ya mito na chemchemi za maji.
11Zvino zita renyeredzi rakange richinzi, Gavakava; chetatu chemvura ndokuva gavakava, nevanhu vazhinji vakafa nemvura, nekuti yakange yavaviswa.
11(Nyota hiyo inaitwa "Uchungu.") Basi, theluthi moja ya maji yakawa machungu; watu wengi wakafa kutokana na maji hayo, kwa sababu yaligeuka kuwa machungu.
12Zvino mutumwa wechina wakaridza, chetatu chezuva chikarohwa, nechetatu chemwedzi, nechetatu chenyeredzi, kuti chetatu chazvo chisvibiswe, uye kuti chetatu chemasikati chirege kuvhenekera, neusiku saizvozvo.
12Kisha malaika wa nne akapiga tarumbeta yake. Ndipo theluthi moja ya jua, ya mwezi na ya nyota ikapata pigo; hata mwangaza ukapoteza theluthi moja ya mng'ao wake. Theluthi moja ya mchana ikakosa mwanga, hali kadhalika na theluthi moja ya usiku.
13Zvino ndakatarira, ndikanzwa mutumwa achibhururuka nepakati pedenga, achiti nenzwi guru: Mune nhamo, Mune nhamo, Mune nhamo, vagari vepanyika, nekuda kwemamwe manzwi ehwamanda evatumwa vatatu vachazoridza!
13Kisha nikatazama, nikasikia tai akiruka juu kabisa angani anasema kwa sauti kubwa, "Ole, ole, ole kwa wanaoishi duniani wakati malaika watatu waliobaki watakapopiga tarumbeta zao!"