Shona

Turkish

Psalms

15

1Jehovha, ndianiko angatsaukira mutende renyu? Ndianiko angagara pagomo renyu dzvene?
1Ya RAB, çadırına kim konuk olabilir?Kutsal dağında kim oturabilir?
2Uyo, anofamba asina mhosva, anoita zvakarurama, Anotaura chokwadi mumoyo make.
2Kusursuz yaşam süren, adil davranan,Yürekten gerçeği söyleyen.
3Iye asina makuhwa parurimi rwake, Asingaitiri shamwari yake zvakaipa, Asingatuki waagere naye.
3İftira etmez,Dostuna zarar vermez,Komşusuna kara çalmaz böylesi.
4Munhu akashata unorambwa naye; Asi anokudza vanotya Jehovha. Iye anoti kana achinge apika, haangazoshanduri shoko rake, kunyange zvikava zvakaipa kwaari.
4Aşağılık insanları hor görür,Ama RABden korkanlara saygı duyar.Kendi zararına ant içse bile, dönmez andından.
5Iye asingarevi mhindu pamari yake, Kana kugamuchira chipo pamusoro pausina mhosva. Munhu anoita zvinhu izvozvi haangatongozununguswi.
5Parasını faize vermez,Suçsuza karşı rüşvet almaz.Böyle yaşayan asla sarsılmayacak.