Zarma

Shona

1 Samuel

5

1 Filistancey binde na Irikoy sundurko sambu Eben-Ezer kwaara ka kond'a Asdod.
1Zvino vaFirisitia vakatora areka yaMwari, vakabva nayo Ebheniezeri, vakaiisa Ashidhodhi,
2 Filistancey konda Irikoy sundurko k'a daŋ Dagon windo ra, k'a sinji i tooro Dagon jarga.
2VaFirisitia vakatora areka yaMwari vakaiisa mumba maDhagoni, vakaigadzika kurutivi rwaDhagoni.
3 A suba hala Asdod borey ga tun za da hinay, kal i di Dagon go ganda birante nga moyduma boŋ Rabbi sundurko jine. I ye ka Dagon sambu ka kayandi nga nango ra.
3Zvino veAshidhodhi vakati vachimuka mangwanani, onei Dhagoni wawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha. Vakatora Dhagoni, vakamugadzikazve panzvimbo yake.
4 A wane suba koyne kaŋ i tun da hinay, kala Dagon go koyne, a kaŋ nga moyduma boŋ Rabbi sundurko jine. Dagon boŋo d'a kambe faatey go ga gusam fuwo me gaa haray, gaaham suntulo hinne ka cindi Dagon se.
4Zvino vakati vachimuka mangwanani, onei Dhagoni wawira pasi nechiso pamberi peareka yaJehovha; nomusoro waDhagoni nezvanza zvamaoko ake ose maviri zvakanga zvavhunika, zviri pachikumbaridzo chomukova; Dhagoni wakange asarirwa nomuviri woga.
5 Woodin se no Dagon alfagey da borey kaŋ yaŋ ga kaa Dagon diina fuwo do kulu si fuwo me kutijo taamu hala ka kaa sohõ Asdod ra.
5Saka vapristi vaDhagoni, navose vanopinda mumba maDhagoni, havatsiki pachikumbaridzo chaDhagoni paAshidhodhi kusvikira nhasi.
6 Amma Rabbi kamba ga tin Asdod borey boŋ. A n'i halaci mo, a n'i kar da jaŋyaŋ, za Asdod ka koy a hirro me.
6Asi ruoko rwaJehovha rwakatambudza veAshidhodhi, akavaparadza nokuvarova namamota, ivo veAshidhodhi nenyika yavo.
7 Waato kaŋ cine Asdod borey di yaadin cine no a bara, i ne: «Israyla Irikoyo sundurko si goro iri do, zama a kamba go ga tin iri nda iri tooro Dagon boŋ.»
7Zvino varume veAshidhodhi vakati vachiona kuti ndizvo zvavanoitirwa, vakati, Areka yaMwari waIsiraeri ngairege kugara pakati pedu; nekuti ruoko rwake runotitambudza isu namwari wedu Dhagoni.
8 I binde donton ka Filistancey mayraykoyey kulu ce ngey do ka ne: «Mate no iri ga te nda Israyla Irikoyo sundurko?» I tu ka ne: «Kal i ma Israyla Irikoyo sundurko sambu ka kond'a Gat.» I binde na Israyla Irikoyo sundurko sambu ka kond'a noodin.
8Naizvozvo vakatuma nhume kundounganidza kwavari madzishe ose avaFirisitia, vakati, Tichaita seiko neareka yaMwari waIsiraeri? Vakapindura, vakati, Areka yaMwari waIsiraeri ngaiiswe Gati. Vakaisa areka yaMwari ikoko.
9 A ciya mo, waato kaŋ i kand'a, kala Rabbi kamba gaaba nda kwaara din da kankami gaabikooni. A na kwaara borey mo kar, ikayna nda ibeeri. Ngey mo, jaŋyaŋ soobay ka te i gaa.
9Vakati vaiisako, ruoko rwaJehovha rukavhundusa guta nokuvhundusa kukuru; akarova varume veguta, vaduku navakuru, vakapomerwa mamota.
10 I binde na Irikoy sundurko samba a ma koy Ekron. Sundurko noodin tooyanta, kala Ekron borey na jinde tunandi ka ne: «I na Israyla Irikoyo sundurko bare a ma kaa iri do, zama a m'iri nd'iri jama wi!»
10Naizvozvo ivo vakatumira areka yaMwari Ekironi. Zvino areka yaMwari yakati yasvika Ekironi, veEkironi vakachema kwazvo, vakati, Vauya neareka yaMwari waIsiraeri kwatiri, kuzotiuraya, isu navanhu vedu.
11 I binde na Filistancey mayraykoyey kulu margu ka ne: «Wa Israyla Irikoyo sundurko samba nangu fo. Wa naŋ a ma ye nga nango ra koyne, a ma si iri nd'iri jama wi.» Zama kankami kaŋ wasa buuyaŋ na kwaara kulu kubay. Irikoy kamba mo tin gumo noodin.
11Naizvozvo vakatuma nhume kundounganidza madzishe ose avaFirisitia, vakati, Tumai areka yaMwari waIsiraeri, ibve, idzoserwe kunzvimbo yayo, kuti irege kutiuraya, isu navanhu vedu; nekuti guta rose rakanga ravhunduswa nokuvhunduswa korufu; ruoko rwaJehovha rwakavatambudza zvikuru ipapo.
12 Borey kaŋ yaŋ mana bu mo jaŋ n'i di. Kwaara hẽeno mo ziji hala beene.
12Varume, vasina kufa, vakarohwa namamota, kuchema kweguta kukakwira kudenga.