Zarma

Shona

Ecclesiastes

5

1 Ma si waasu ka salaŋ, Ni laakalo mo ma si waasu ka hay kulu ci Irikoy jine. Zama Irikoy go beene, ni mo go ganda, Woodin sabbay se naŋ ni sanno ma ciya ikayniyo.
1Ngwarira rutsoka rwako kana uchienda kuimba yaMwari; nekuti kuswedera kuzonzwa kunopfuura kubayira chibayiro chamapenzi; nekuti havazivi kuti vanoita zvakaipa.
2 Zama hindiri ga kaa muraadu boobo sabbay se, Saamo jinde mo, i g'a bay sanni boobo do.
2Usakurumidza nomuromo wako, moyo wako urege kukurumidza kutaura shoko pamberi paMwari; nekuti Mwari ari kudenga, iwe uri pasi; naizvozvo mashoko ako ngaave mashoma.
3 Waati kaŋ ni ga sarti sambu Irikoy jine, ma si alwaato harta, zama a si maa saamey kaani. Kala ni ma haya kaŋ ni n'a sarti sambu nd'a din bana.
3nekuti kurota kunouya namabasa mazhinji, nenzwi rebenzi namashoko mazhinji.
4 Dambe day ni ma si sarti sambu, da ni m'a sambu, ni ma s'a bana.
4Kana uchinge wapikira Mwari mhiko, usanonoka kuiripa; nekuti iye haafariri mapenzi; ripa zvaunopika.
5 Ni ma si yadda ni meyo ma ni gaahamo daŋ zunubi ra. Ma si ne mo Irikoy dontonanta se: «Ay daray no.» Ifo se no Irikoy ga futu ni jinda se, a ma ni kambe goyo mo halaci?
5Zviri nani kuti urege kupika, pakuti upike usingaripi.
6 Zama hindiri boobo da sanni boobo ra gonda yaamo. Day ni ma humburu Irikoy.
6Usatendera muromo wako kutadzisa nyama yako; usati pamberi pomutumwa waMwari, Yakanga iri mhosho; Mwari achatsamwireiko inzwi rako,akaparadza basa ramaoko ako?
7 Da ni di i ga talka kankam, i ga cimi ciiti nda adilitaray siirandi mo kawyey ra, ni ma si dambara nda woodin. Zama boro beeri ga boro kaŋ gaze nga gaa laakal, borey kaŋ yaŋ bis'ey mo go no.
7nekuti pazviroto zvizhinji napamashoko mazhinji pane zvisina maturo zvizhinji; asi iwe utye Mwari.
8 Farey albarka ga boro kulu nafa, bonkoono bumbo ga nafa a gaa.
8Kana uchiona murombo achimanikidzwa, nokururamisa nokururama zvichibviswa nesimba panyika, usashamiswa nazvo; nekuti mukuru kuvakuru vose anocherekedza; vamwe variko vakuru kwavari.
9 Boro kaŋ ga ba nzarfu si kungu nda nzarfu. Koyne, boro kaŋ ga ba yulwa si kungu nda tontoni. Woodin mo yaamo no.
9nekuti nyika inobatsirwa zvikuru nechinhu ichi, mambo anofarira kurimiwa kweminda.
10 Da arzaka tonton, a ŋwaakoy mo ga tonton. Ifo ga ti a koyo albarka, Kal a ma guna nda nga moy hinne?
10Anoda sirivha, haangagutswi nesirivha, naiye anoda zvakawanda, haangagutswi nezvakawanda; naizvozvo hazvina maturo.
11 Goy-teeri jirbo ga kaan, Baa a ŋwa ikayna wala iboobo no. Amma arzakante kunguyaŋ si naŋ a ma jirbi.
11Kana fuma ichiwanda, vadyi vanowandawo; mwene wayo anobatsirwei, asi kungoona nameso ake.
12 Hasaraw bambata go no kaŋ ay di beena cire: Duureyaŋ kaŋ i koyo go g'i batu, i ma ciya a se hasaraw hari.
12Hope dzomunhu, unobata, dzakanaka, kana achidya zvishoma kana zvizhinji; asi kuguta komufumi hakumutenderi kuvata.
13 Duura din mo ma halaci saaya jaŋay se. D'a na ize aru hay mo, A sinda hay kulu nga kambe ra.
13Kune chinhu chakaisvoipa, chandakaona pasi pezuva, fuma inochengetwa nomwene wayo, ichimuonesa nhamo.
14 Danga mate kaŋ a fatta nga nyaŋo gunda ra gaa-koonu, A ga ye ka dira yaadin koyne, mate kaŋ a kaa din. A si konda hay kulu mo a goyo riiba ra, Danga a si konda hay kulu nga kambe ra no.
14fuma iyo inopera nechinhu chakaipa chinomuwira; kana achinge abereka mwanakomana, haana chinhu muruoko rwake.
15 Woone mo hasaraw bambata no: Danga mate kaŋ cine boro kaa, yaadin no a ga ye. Ifo no ga ti a riiba kaŋ a ga ŋwa, Za kaŋ haw faaruyaŋ se no a goy?
15Sezvaakabuda mudumbu ramai vake, achadzokazve asina chinhu, sezvaakabuda; haana chaakatamburira, chaangatora, chaangaenda nacho muruoko rwake.
16 A jirbey kulu ra a go kubay ra ka margu nda hẽeni korno da doori nda dukuri.
16Nechinhu ichi chakaisvoipawo, kuti pazvose, sezvaakauya, saizvozvo achaendazve; zvino achawaneiko, zvaakatamburira mhepo?
17 Guna haŋ kaŋ ay di ga boori, a ga saba mo: boro ma ŋwa, a ma haŋ, a ma farhã mo nga goyo kulu ra kaŋ a ga taabi nd'a beena cire, a fundo jirbi kayney kaŋ Irikoy n'a no, zama woodin ga ti a baa.
17Mazuva ake osewo anodya murima, anotambudzika kwazvo; anourwere neshungu.
18 Boro kulu kaŋ no koyne, kaŋ Irikoy n'a no arzaka nda duure, a n'a no mo dabari a ma ŋwa i gaa, a ma du nga baa ka farhã nga goyo ra. Woodin mo Irikoy nooyaŋ no.
18Tarirai, zvandakaona kuti zvakanaka, zvinofanira munhu, ndiko kuti adye, amwe, afarire zvinhu zvakanaka pakubata kwake kose kwaanobata pasi pezuva, mazuva ose oupenyu hwake hwaakapiwa naMwari; nekuti ndiwo mugove wake.
19 Zama a si fongu sorro boobo nga fundi jirbey gaa, zama Irikoy n'a bine toonandi nda nga farhã harey.
19Munhu mumwe nomumwewo, akapiwa naMwari fuma nezvakawanda, akapiwawo simba kuti azvidye nokutora icho chipo chinobva kuna Mwari.
20nekuti iye haangarangariri zvikuru mazuva oupenyu hwake, nekuti Mwari anopindura pamufaro womoyo wake.