Zarma

Shona

Isaiah

9

1 Borey kaŋ dira kubay ra di kaari bambata. Borey kaŋ yaŋ go buuyaŋ biya laabo ra da goray, I boŋ no kaari bangay.
1Asi iye, aiva pakumanikidzwa, haangazovi nerima. Panguva yokutanga wakaninipisa nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, asi panguva yazvino akaikudza, kurutivi rwegungwa, mhiri kwaJoridhani, Garirea ravahedheni.
2 Ni na dumo din albarkandi, Ni na bine kaani tonton i se. I go ga farhã ni jine sanda heemar farhã cine, Sanda mate kaŋ cine borey ga farhã d'i go ga wongu arzaka fay.
2Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; vaigara munyika yomumvuri worufu, vakapenyerwa chiedza.
3 Zama ni g'a calu* bundo d'a tagale goobo ceeri, Danga kaynandikwa sarjilla nooya, sanda mate kaŋ ni te Midiyan zaaro ra cine.
3Makawanza rudzi, makawedzera mufaro wavo; vanofara pamberi penyu, sokufara kwavanhu panguva yokukohwa, sokufara kwavanhu kana vachigoverana zvakapambwa.
4 Zama tangami ra wongaari jinay kulu, Da bankaaray kaŋ i biilam kuri ra ga ciya tonyaŋ hari kaŋ danji ga ŋwa.
4nekuti makavhuna joko raivaremedza, netsvimbo yairova mafudzi avo, neshamhu yavaivamanikidza, sapamazuva avaMidhiani.
5 Zama _wandiya|_ ga ize hay iri se, Irikoy g'iri no ize alboro. Mayra ga goro a jase gaa mo. I g'a maa ce Saawareko kaŋ ga dambarandi, Irikoy Hina-Kulu-Koyo, Zamaney kulu Baaba, Laakal Kanay Mayraykoy.
5nekuti shangu imwe neimwe yomurwi, yakatsika nokutinhira, nenguvo yakanyikwa muropa, zvichapiswa, zvichava sehuni dzomoto.
6 A mayra tontonyaŋo da laakal kana mo sinda me. A ga may Dawda karga nd'a mayra boŋ, Zama a ma tabbat, A ma tonton mo cimi da adilitaray ra, Za sohõ ka koy hal abada. Rabbi Kundeykoyo himma no ga goyo din te.
6nekuti takazvarirwa Mwana, takapiwa Mwanakomana; umambo huchava pafudzi rake; zita rake richanzi, Anoshamisa, Gota, Mwari ane simba, Baba vokusingaperi, Muchinda worugare.
7 Koy Beero na sanni samba Yakuba do, Sanno zumbu mo Israyla boŋ.
7Kukura koumambo hwake nokorugare hazvina mugumo, agare pachigaro choushe chaDhavhidhi napaushe hwake, ahusimbise ahutsigire nokururamisira nokururama kubva zvino kusvikira panguva isingaperi. Kushingaira kwaJehovha wehondo kuchazviita.
8 Jama kulu ga bay, Danga Ifraymu da Samariya gorokoy nooya, Kaŋ yaŋ ga salaŋ boŋbeeray da bonjareyaŋ boŋ. I goono ga ne:
8Jehovha akatuma shoko kuna Jakove, rakaburukira pamusoro pavaIsiraeri.
9 «Fareej'izey kaŋ, Amma iri ga cina nda tondi jabante yaŋ. I na durmi nyaŋey beeri, Amma iri ga ye ka goy da sedreyaŋ*.»
9Vanhu vose vachaziva, ivo vaEfuremu navagere Samaria, ivo vanoti namanyawi avo nokuzvikudza kwemoyo yavo,
10 Amma Rabbi ga yanjekaariyaŋ tunandi Rezin se ka kande Ifraymu da Samariya gaa, A m'i ibarey tuti i gaa mo.
10Zvitinha zvawa, asi tichavaka namabwe akavezwa; mionde yatemwa, asi tichaisa misidhari panzvimbo yayo.
11 Suriyancey go wayna funay haray, Filistancey go wayna kaŋay harey. I ga me feeri no ka Israyla ŋwa. Kulu nda yaadin, Rabbi futa mana bare, Amma a kamba go sambante hala hõ.
11Naizvozvo Jehovha achavamutsira vadzivisi vaRezini, achasanganisa vavengi vake;
12 Kulu nda yaadin, jama mana bare ka ye bora kaŋ na ngey kar din do haray, I mana Rabbi Kundeykoyo ceeci.
12vaSiria pamberi, navaFirisitia mushure, vachapedza Isiraeri nomuromo wakashama. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.
13 Woodin sabbay se no Rabbi ga boŋo da sunfa pati Israyla gaa, Teenay kamba nd'a fun-tajo, zaari folloŋ ra no a g'i pati.
13Asi vanhu havana kutendeukira kuna iye akavarova, havana kutsvaka Jehovha wehondo.
14 Arkusu beeri nda boro beeri, Ngey no ga ti boŋo. Annabi* kaŋ go ga borey dondonandi da tangari mo, Nga no ga ti sunfa.
14Saka Jehovha achagura vaIsiraeri musoro nomuswe, davi romuchindwe nenhokwe, nomusi mumwe.
15 Zama jama wo jine borey goono g'i daŋ i ma siiri, I ganakoy mo ga halaci.
15Mukuru nowanokudzwa ndiwo musoro; muporofita, anodzidzisa nhema, ndiwo muswe.
16 Woodin se no Koy Beero si farhã d'i sahãkooney, A si bakar mo i alatuumey d'i wayborey kaŋ kurnyey bu se, Zama i afo kulu Irikoy wangayaŋ no, Laala goy teekoyaŋ mo no. I meyey kulu goono ga saamotaray salaŋ. Kulu nda yaadin, a futa mana bare, Amma a kamba go sambante hala hõ.
16nekuti vatungamiriri vavanhu ava vanovatsaukisa; vanotungamirirwa navo vanoparadzwa.
17 Zama laala ga ton sanda danji cine kaŋ goono ga subu karjikoy da karji nyayaŋ ŋwa. Daahir a ga ŋwa saajo tuuri zugey ra, Hala dullo ga ciciri ka ziji.
17Naizvozvo Ishe haangafariri majaya avo, haangavi netsitsi nenherera nechirikadzi dzavo; nekuti mumwe nomumwe wavo mumhuri waMwari nomuiti wezvakaipa, muromo mumwe nomumwe unotaura zvohupenzi. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.
18 Rabbi Kundeykoyo futa no ka laabo ton, Borey mo ciya danji ŋwaari. Boro si no mo kaŋ ga jalla nga nya-izo gaa.
18nekuti zvakaipa zvinopfuta somoto; unopedza rukato nemhinzwa; zvirokwazvo unopisa matenhere edondo, zvichikwira kudenga iri shongwe youtsi.
19 I ga hamay dandi kambe haray, amma i ga maa haray hala hõ. I ga ŋwa azawa kambe haray, amma i si kungu. Boro fo kulu ga nga bumbo kambe baso ŋwa.
19Nyika inotsva nokuda kokutsamwa kwaJehovha wehondo; vanhu vakaita sehuni dzinoveswa; hakuna munhu une nyasha nehama yake.
20 Manasse ga Ifraymu ŋwa, Ifraymu mo ga Manasse ŋwa. I ga gaaba nda Yahuda mo care banda. Kulu nda yaadin Rabbi futa mana bare, Amma a kamba go sambante hala hõ.
20Mumwe achabvuta kurudyi, asi achava nenzara; achadya kuruboshwe, asi havangaguti; mumwe nomumwe achadya nyama yoruoko rwake.
21VaManase vachadya vaEfuremu, navaEfuremu vaManase; ivo pamwechete vachamukira vaJudha. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.