1 Yahuda izey kunda baa mo i almayaaley se koy ka to Edom hirro gaa, ka koy Zin saajo gaa, dandi kamba haray; dandi kamba gaa no.
1Mugove worudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo wakasvikira
2 I dandi kambe hirro mana fun kala Ciiri Teeko me gaa, do-meyo kaŋ ga dandi kamba guna.
2Muganhu wavo wezasi wakabva pamuganhu weGungwa roMunyu, kubva apo pakapinda nyika mugungwa, panotarira kurutivi rwezasi;
3 A ye ka fatta Akrabbim zijiyaŋo dandi kamba, a bisa ka koy Zin, a ye ka ziji ka gana Kades-Barneya, ka gana Hezron do, a ziji ka gana ka koy Addar, a bare ka ye Karka,
3ndokupfuura zasi kwegomo reAkirabhimi, ndokupfuura nokurutivi rweZini, ndokukwira nechenyasi kweKadheshi-bharinea, ndokupfuura napaHezironi, ndokukwira napaAdhari, ndokudzoka napaKarika;
4 a bisa ka gana Azmon, ka fatta Misira gooro do haray. A hirrey mo go ga fun Teeku Beero gaa haray. Woodin no ga ciya araŋ hirro dandi kambe hara.
4ndokupfuura kusvikira paAzimoni, ndokubuda naparukova rweEgipita; muganhu uyu ndokuguma pagungwa; ndiwo unofanira kuva muganhu wezasi.
5 Wayna funay hirro mo, Ciiri Teeko no, ka koy hala Urdun isa bananta. Azawa kamba hirro mo ga tun teeko do-meyo gaa Urdun bananta.
5Muganhu wokumabvazuva wakatanga paGungwa roMunyu kusvikira pamuganhu waJoridhani. Muganhu worutivi rwokumusoro wakatanga apo panopinda nyika mugungwa kusvikira pamugumo waJoridhani,
6 Hirro ga ziji mo ka koy Bayt-Hogla, a bisa Bayt-Arba se azawa kambe hirro, a ziji koyne ka koy Bohan Ruben izey tondo gaa.
6ndokukwira kuBheti-hogira, ndokupfuura nokumusoro kweBheti-arabha; muganhu ndokukwira kubwe raBhohani, mwanakomana waRubheni;
7 Hirro ye ka ziji ka koy Debir za Akor gooro gaa. Yaadin mo no, azawa kamba go ga guna Jilgal haray, kaŋ go Adummin zijiyaŋo gaa haray, a go gooro se dandi kamba. Hirro bisa ka koy En-Semes harey gaa, nangey kaŋ yaŋ i ga fun go En-Rogel haray.
7muganhu ndokukwira nokuDhebhiri, uchibva pamupata weAkori, ndokudaro uchienda kumusoro wakatarisana neGirigari, pakatarisanazve negomo reAdhumimi, riri kurutivi rwezasi rworwizi; muganhu ndokupfuura napamvura yeEni-shemeshi, ndokuguma paEni-rogeri;
8 Hirro ye ka ziji ka gana Hinnom gooro gaa ka koy Yebus jabo gaa dandi kambe (Urusalima nooya.) Hirro ziji koyne ka koy tondo kaŋ go ga salle Hinnom gooro jine din boŋ bindi ra, wayna kaŋay haray, kaŋ go Refayim bananta azawa kambe.
8muganhu ndokukwira napamupata womwanakomana waHinomi, kusvikira kurutivi rwavaJebhusi zasi (ndiro Jerusaremu); muganhu ndokukwira kusvikira pamusoro wegomo riri pamberi pomupata weHinomi kumavirazuva, uri pamugumo kwazvo womupata weRefaimu, kurutivi rwokumusoro.
9 I na hirro candi koyne tondo boŋ bindo ra ka koy Neftowa mansaara do, ka fatta noodin kala Efron tondo birney do. I hirro candi ka koy Baala, kaŋ ga ti Ciriyat-Yeyarim.
9Muganhu ndokumonereka kubva pamusoro pegomo kusvikira kutsime remvura yeNefitoa, ndokuguma pamaguta pagomo reEfuroni; zvino muganhu ndokutarwa kusvikira Bhara (ndiro Kiriati-jearimi).
10 Hirro ye ka windi koyne Baala ka fun a wayna kaŋay Seyir tondo gaa, a bisa ka koy Yeyarim tondo jarga azawa kambe, Kesalon nooya. A zumbu koyne ka koy Bayt-Semes, ka gana Timna.
10Muganhu ndokudzoka uchibva paBhara nokumavirazuva kusvikira pagomo reSeiri, ndokupfuura nokurutivi rwegomo reJearimi nechokumusoro (ndiro Kesaroni), ndokuburukira kusvikira paBheti-shemeshi, ndokupfuura napaTimuna;
11 Hirro ye ka gana ka fun Ekron jarga azawa kamba. I na hirro candi ka koy Sikkeron, ka bisa ka koy Baala tondo gaa, a fatta Yabneyel haray. Hirro mana fun kala Teeku Beero gaa.
11muganhu ndokupfuura kurutivi rweEkironi, kumusoro; muganhu ndokumonereka kusvikira paShikeroni, ndokupfuura napagomo reBhara, ndokupfuura paJabhuneeri; muganhu ndokuguma pagungwa.
12 Wayna kaŋay hirro mo koy ka to hala teeko beero da nga tasasa gaa. Woodin no ga ti Yahuda izey hirro meyey nangu kulu, i almayaaley boŋ.
12Muganhu wokumavirazuva wakasvika kugungwa guru nenyika yaro. Ndiwo muganhu wavana vaJudha kunhivi dzose nemhuri dzavo.
13 A na Kaleb, Yefunna izo no baa Yahuda izey game ra, Rabbi lordo kaŋ a te Yasuwa se din boŋ. A n'a no Ciriyat-Arba. Arba woodin ya Anak baaba no (noodin no ga ti Hebron).
13Asi wakapa Karebhu mwanakomana waJefune mugove pakati pavana vaJudha; sezvakarairwa Joshua naJehovha, akamupa Kiriati-abha; Abha wakange ari baba vaAnaki (ndiro Hebhuroni).
14 Kaleb mo na Anak ize hinza gaaray ka dirandi noodin, ngey neeya: Sesay, da Ahiman, da Talmay, kaŋ yaŋ ga ti Anak izey.
14Karebhu akadzingapo vanakomana vatatu vaAnaki, vaiti: Sheshai, naAhimani, naTamai, vanakomana vaAnaki.
15 Noodin no a ye ka ziji ka koy ka Debir gorokoy wongu. Waato din Debir maa ga ti Ciriyat-Sefer.
15Akabvapo, akandorwa navaigara Dhebhiri; zita reDhebhiri kare raiva Kiriati-seferi.
16 Kala Kaleb ne: «Bora kaŋ na Ciriyat-Sefer kar k'a ŋwa mo, ay g'ay ize wayya kaŋ se i ga ne Aksa hiijandi bora se.»
16Karebhu akati, Munhu unorwa neKiriati-seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.
17 Kala Otniyel, Kenaz izo, Kaleb nya-ka-fo-sina ize na kwaara ŋwa. Kaleb mo na nga ize wayya Aksa hiijandi a se.
17Ipapo Otinieri, mwanakomana waKenazi, munin'ina waKarebhu, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Akisa, akava mukadzi wake.
18 A ciya mo, saaya kaŋ cine Aksa kaa kurnyo do, a na kurnyo daŋ a ma fari ŋwaaray nga baabo gaa. A zumbu ka fun nga farka boŋ. Kaleb mo ne a se: «Ifo no ni ga ba?»
18Zvino iye wakati achisvika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake; zvino iye akaburuka pambongoro yake, Karebhu akati kwaari, Unoreveiko?
19 Izo ne: «M'ay no albarka. Za kaŋ ni n'ay daŋ Negeb* laabo ra, m'ay no hari zuru mo.» Kal a n'a no hari zuru moyaŋ, wo kaŋ yaŋ go beene da wo kaŋ yaŋ go ganda cire mo.
19Akati, Ndipei chipo; zvamakandiisa kunyika yezasi, ndipeiwo matsime emvura. Akamupa matsime okumusoro namatsime ezasi.
20 Woone no ga ti Yahuda izey tubu i kundey almayaaley boŋ:
20Ndiyo nhaka yorudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo.
21 Yahuda izey kunda birney kaŋ yaŋ ga mooru Edom hirro gaa Negeb haray: Kabseyel, da Eder, da Yagur,
21Maguta okumudzivo orudzi rwavana vaJudha kumuganhu waEdhomu zasi akanga ari Kabhezeeri, neEdheri, neJaguri;
22 da Cina, da Dimona, da Adada,
22neKina, neDhimona, neAdhadha,
23 da Kedes, da Hazor, da Itnan,
23neKedheshi, neHazori, neItanani,
24 da Zif, da Telem, da Beyalot,
24neZifi, neTeremi, neBheroti;
25 da Hazor-Hadata, da Ciriyat-Hezron (nga no ga ti Hazor),
25neHazori-hadhata, neKerioti-hezironi (ndiro Hazori);
26 da Amam, da Sema, da Molada,
26neAmamu, neShema, neMoradha;
27 da Hazar-Gadda, da Hesmon, da Bayt-Pelet,
27neHazari-gadha, neHeshimoni, neBheti-pereti,
28 da Hazar-Suwal, da Beyer-Seba, da Biziyotiya,
28neHazari-shuari, neBheeri-shebha, neBhiziotia;
29 da Baala, da Ayim, da Ezem,
29neBhaara, neiyimi, neEzemi;
30 da Eltolad, da Kesil, da Horma,
30neEritoradhi, neKesiri, neHoma;
31 da Ziklag, da Madmanna, da Sansanna,
31neZikiragi, neMadhamana, neSanisana;
32 da Libeyot, da Silhim, da Ayin, da Rimmon. I kulu birni waranka cindi yagga no, da ngey kawyey i banda.
32neRebhaoti, neShirimi, neAini, neRimoni; maguta iwayo ose aiva namakumi maviri namapfumbamwe, pamwechete nemisha yawo.
33 Safela ra kwaarey neeya: Estayol, da Zora, da Asna,
33Pabani pakanga pane Eshitaori, neZora, neAshina;
34 da Zanowa, da En-Gannim, da Tappuwa, da Enam,
34neZaNowa, neEniganimi, neTapua, neEnami;
35 da Yarmut, da Adullam, da Soko, da Azeka,
35neJarimuti, neAdhuramu neSoko, neAzeka;
36 da Saarayim, da Aditayim, da Gedera, da Gederot-Ayim, birni way cindi taaci nooya da ngey kawyey.
36neSharaimi, neAdhitaimu, neGedhera, neGedherotaimi; maguta ane gumi namana, pamwechete nemisha yawo.
37 Zenan, da Hadasa, da Migdal-Gad,
37Zenani, neHadhasha, neMigadhari-gadhi;
38 da Dilan, da Mizpe, da Yokteyel,
38neDhirani, neMizipe, neJokiteeri;
39 da Lacis, da Bozkat, da Eglon,
39neRakishi, neBhosikati, neEgironi;
40 da Kabbon, da Lamam, da Citlis,
40neKabhoni, neRamani, neKiterishi;
41 da Gederot, da Bayt-Dagon, da Naama, da Makkeda, birni way cindi iddu nooya da ngey kawyey.
41neGedheroti, neBheti-dhagoni, neNaama, neMakedha; maguta ane gumi namatanhatu, pamwechete nemisha yawo.
42 Libna, da Eter, da Asan,
42Ribhina, neEteri, neAshani;
43 da Yefta, da Asna, da Nezib,
43neIfita, neShina, neNezibhi;
44 da Keyla, da Akzib, da Maresa, birni yagga nooya da ngey kawyey.
44neKeira, neAkizibhi, neMaresha; maguta anamapfumbamwe, pamwechete nemisha yawo.
45 Ekron d'a kwaarey d'a kawyey.
45Ekironi, nemisha yaro, nemisha miduku yaro;
46 Za Ekron gaa ka koy teeko gaa, wo kulu kaŋ yaŋ go Asdod tanjay, nga nda i kawyey.
46kubva paEkironi kusvikira pagungwa, maguta ose akanga ari parutivi rweAshidhodhi, pamwechete nemisha yawo.
47 Asdod d'a kwaarey d'a kawyey, Gaza d'a kwaarey d'a kawyey, hal a ma kaa Misira gooro gaa, da Teeku Beero, d'a tasasa.
47Ashidhodhi, nemisha yaro, nemisha miduku yaro; neGaza, nemisha yaro, nemisha miduku yaro, kusvikira kurukova rweEgipita, napagungwa guru nenyika yaro.
48 Tondey laabey ra mo i du: Samir, da Yattir, da Soko,
48Nokunyika yamakomo, Shamiri, neJatiri, neSoko;
49 da Danna, da Ciriyat-Sanna (Debir nooya),
49neDhana, neKiriatisana (ndiro Dhebhiri);
50 da Anab, da Estemo, da Anim,
50neAnabhi, neEshitemo, neAnimi;
51 da Gosen, da Holon, da Jilo, birni way cindi fo nooya da ngey kawyey.
51neGosheni, neHoroni, neGiro; maguta ane gumi nerimwe, pamwechete nemisha yawo.
52 Arab, da Duma, da Esan,
52Arabhu, neDhuma, neEshani;
53 da Yanim, da Bayt-Tappuwa, da Afeka,
53neJanimi, neBheti-tapua, neAfeka;
54 da Humta, da Ciriyat-Arba (Hebron nooya), da Ziyor, birni yagga nooya da ngey kawyey.
54neHumuta, neKiriati-abha (ndiro Hebhuroni), neZiori; maguta mapfumbamwe, pamwechete nemisha yawo.
55 Mawon da Karmel, da Zif, da Yuta,
55Maoni, neKarimeri, neZifi, neJuta;
56 da Yezreyel, da Yokneyam, da Zanowa,
56neJezireeri, neJokidheami, neZaNowa;
57 da Kayin, da Jibeya, da Timna, birni way nooya da ngey kawyey.
57neKaini, neGibhiya, neTimuna; maguta ane gumi, pamwechete nemisha yawo.
58 Halhul, da Bayt-Zur, da Gedor,
58Harikuri, neBheti-zuri, neGedhori;
59 da Maarat, da Bayt-Anot, da Eltekon, birni iddu nooya da ngey kawyey.
59neMaarati, neBheti-anoti, neEritekoni; maguta matanhatu, pamwechete nemisha yawo.
60 Ciriyat-Baal (danga Ciriyat-Yeyarim nooya), da Rabba, birni hinka nooya da ngey kawyey.
60Kiriati-bhaari (ndiro Kiriati-jearimi), neRabha; maguta maviri, pamwechete nemisha yawo.
61 Saajo ra i gonda: Bayt-Arba, da Middin, da Sekaka,
61Murenje pakanga pane Bheti-abha, neMidhini, neSekaka;
62 da Nibsan da Ciiri Birno, da En-Gedi, birni iddu nooya da ngey kawyey.
62neNibhishani, neGuta roMunyu, neEni-gedhi; maguta matanhatu, pamwechete nemisha yawo.
63 Yebusancey ciine ra binde, ngey kaŋ yaŋ goono ga goro Urusalima kwaara, Yahuda izey si hin k'i gaaray, amma Yebusancey goono ga goro Urusalima Yahuda izey banda hala hunkuna.
63Asi vana vaJudha vakanga vasingagoni kudzinga vaJebhusi vakanga vagere Jerusaremu; asi vaJebhusi vakagara Jerusaremu pamwechete navana vaJudha kusvikira nhasi.