Shona

1 Chronicles

1

1Adhamu, naSeti, naEnoshi;2naKanani, naMaharareri, naJaredhi;3naEnoki, naMetusera, naRameki;4naNowa, naShemi, naHamu, naJafeti.5Vanakomana vaJafeti: Gomeri, naMagogi, naMadhai, naJavhani, naTubhari, naMesheki, naTirasi.6Vanakomana vaGomeri: Ashikenazi, naDhifati, naTogarima.7Vanakomana vaJavhani: Erisha, naTarishishi, naKitimi, naRodhanimi.8Vanakomana vaHamu: Kushi, naMiziraimu, naPuti, naKanani.9Vanakomana vaKushi: Shebha, naHavhira, nasabata, naRaama, naSabhiteka. Vanakomana vaRaama: Shebha, naDhedhani.10Kushi akabereka Nimurodhi; iye akatanga kuva munhu ane simba panyika.11Mizirami akabereka Rudhimi, naAnamimi, naRehabhimi, naNafutuhimi,12naPatirusimi, naKasiruhimi (VaFirisitia vakabva kwaari), naKafitorimi.13Kanani akabereka Zidhoni mwana wake wedangwe, naHeti,14navaJebhusi, navaAmori, navaGirigashi;15navaHivhi, navaAriki, navaSini,16navaArivhadhi, navaZemari, navaHamati.17Vanakomana vaShemi: Erami, naAshuri, naAripakishadhi, naRudhi, naArami, naUzi, -naHuri, naGeteri, naMesheki.18Aripakishadhi akabereka Shera, Shera akabereka Ebheri.19Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri, zita romumwe raiva Peregi. Nekuti pamazuva ake nyika yakakamurwa, zita romunin'ina wake raiva Jokitani.20Jokitani akabereka Arimodhadhi, naSherefi, naHazarimavheti, naJera,21naHadhorami, naUzari, naDhikira,22naEbhari, naAbhimaeri, .naShebha,23naOfiri, naHavhira, naJobhabhu. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.24Shemi, naAripakishadhi naShera,25naEbheri, naPeregi, naReu,26naSerugi, naNahori, naTera,27Abhuramu (ndiye Abhurahamu).28Vanakomana vaAbhurahamu: Isaka, nalshimaeri.29Ndiwo marudzi avo: Mwana wedangwe waIshimaeri, Neabhaioti, tevere Kedhari, naAbhidheeri, naMibhisami,30naMishima, naDhuma, naMasa; naHadhadhi, naTema,31naJeturi, naNafishi, naKedhema. Ndivo vanakomana vaIshimaeri.32Vanakomana vaKetura, murongo waAbhurahamu: Iye wakabereka Zimirani, naJokishani, naMedhani, naMidhiani, naIshibhaki, naShua. Vanakomana vaJokishani: Shebha, naDhedhani.33Vanakomana vaMidhiani: Efa, naEferi, naHanoki, naAbhidha, naEridha. Ava vose vaiva vanakomana vaKetura.34Abhurahamu akabereka Isaka. Vanakomana vaIsaka: Esau, naIsiraeri.35Vanakomana vaEsau: Erifazi, naReueri, naJeushi, naJarami, naKora.36Vanakomana vaErifazi: Temani, naOmari, naZefi, naGatami, naKenazi, naTimina, naAmareki.37Vanakomana vaReueri: Nahati, naZera, naShama, naMiza.38Vanakomana vaSheiri: Rotani, naShobhari, naZibheoni, naAna, naDhishani.39Vanakomana vaRotani: Hori, naHomami; Timina waiva hanzvadzi yaRotani.40Vanakomana vaShobhari: Ariani naManahati, naEbhari, naShefi naOnami. Vanakomana vaZibheoni: Aia naAna.41Vanakomana vaAna: Dishoni. Vanakomana vaDhishoni: Hamurani naEshibhani naItirani naKerani.42Vanakomana vaEzeri: Bhirihani naZaavani, naJaakani. Vanakomana vaDhishani: Uzi naArani.43Zvino ndiwo madzimambo akabata ushe panyika yaEdhomu, valsiraeri vachigere kuva namambo, Bhera mwanakomana waBheori; zita reguta rake raiva Dhinihabha.44Bhera akafa, Jobhabhu mwanakomana waZera weBhozira akamutevera paushe.45Jobhabhu akafa, Hushani wenyika yavaTemani akamutevera paushe.46Hushani akafa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, wakadeya kuuraya Midhiani pamunda waMoabhi, akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Avhiti47Hadhadhi akafa, Samira weMasireka akamutevera paushe.48Shamira akafa, Shauri weRehobhoti paRwizi akamutevera paushe.49Shauri akafa, Bhaarihanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paushe.50Bhaarihanani akafa, Hadhadhi akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Pai; uye zita romukadzi wake raiva Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMezahabhi.51Hadhadhi akafa. Madzishe eEdhomu ndiwo: Ishe Timina, nashe Aria, nashe Jeteti,52nashe Ohoribhama, nashe Era, nashe Pinoni,53nashe Kenazi, nashe Temani, nashe Mibhazari,54nashe Magidhieri, nashe Irami. Ndiwo madzishe aEdhomu.