1Aigupta gam puakgik, Ngaiin, TOUPA meipi hattak tunga tuangin, Aigupta gam a hongtungta, Aigupta gam millimte a maah a ling vonvon ding ua, Aiguptate lungtang lah a sung uah a zulmang mai ding.
1.Chirevo pamusoro peEgipita.Tarirai, Jehovha akatasva gore rinomhanya, oswedera Egipita; zvifananidzo zvichadedera pamberi pake, nomoyo weEgipita uchanyauka mukati mawo.
2Huan, Aigupta mite Aigupta mite mah sual dingin ka tokthou dinga; huchiin mi chihin amau unau sualin mi chihin amau insakinkhang sualin, a kikap ding uh; hua leh khua a kisual ding ua, gam leh gam a kisual ding uh.
2Ndichamutsa moyo yavaEgipita vamukire vaEgipita; mumwe nomumwe acharwa nehama yake, mumwe nomumwe nowakavakirana naye; guta richa mukira guta, ushe huchamukira ushe.
3Huchiin, Aiguptate kha a sung uah bangmahlou a bawlin a om dinga; a thusawm uh ka hihse ding; huchiin, milimte leh, bumsiamte thu a dong ding uh.
3Mweya weEgipita uchapera mukati mawo; ndichaparadza kufunga kwawo; vachandobvunza zvifananidzo, navanamazango, navauki nen'anga.
4Huan, Aigupta mite heutu tatse tak khutah ka pekhe dinga; huchiin kumpipa hangsanin a tunguah vai a hawmta ding, TOUPA, sepaihte TOUPAN a chi hi.
4Ndichaisa vaEgipita muruoko rwamambo ane hasha; mambo anomoyo mukukutu achavabata ushe, ndizvo zvinotaura Ishe, Jehovha wehondo.
5Huan, tuipi tuite a kang ding ua, lui lah a luang mangin a kangtat ta ding.
5Mvura ichapwa mugungwa, rwizi ruchaderera nokuoma.
6Luite lah a namsia uh a; Aigupta gam tuiluangte lah a kiam hiaihiai ding uh, a kang tat mai ding a; phailuangte leh tui loupate a vuai khin ding hi.
6Vacharamba nzizi, nehova dzeEgipita dzichava shoma nokupwa; tsanga nenhokwe dzichaoma.
7Nile lui kianga Nile lui gei mahmaha, gan tatna pawnte leh, Nile lui kianga thil chin tengtengte a hongkeu vek dinga, taihmangin a om dinga, a om nawn kei ding hi.
7Mafuro kunhivi dzaNairi, pamahombekombe aNairi, neminda yose yakadzvarwa yaNairi, zvichaoma, zvichatorwa nemhepo, hazvichazovipo.
8Ngamanmi te leng a kap ding ua, Nile luia ngakuai khaimi tengtengin a awm uh a kitum ding ua, tuia lenpi jak sekte a thadahgawpta ding uh.
8Vabati vehove vachachema, vose vanokandira zviredzo maNairi vachaungudza, vanokanda hutava hwavo mumvura vachapera simba.
9Huailouin leng jija hiahsiang khoih mite leh puan ngou gan mite a zahlak ding uh
9Uye vanobata neshinda yakanatswa, navanoruka micheka michena, vachanyadziswa.
10Huan, a suangkhuamte hihjanin a om dinga, kiloh sek mi tengteng a lungsim un a lungkham ding uh.
10Mbiru dzichaputswa-putswa; vose vanobatira mubayiro vachava neshungu pamweya.
11Zoan khuaa mi liante a hai hial ding ua, Pharo mipil pente lemtheihna sa lemtheihna bang lel a hong hita: Pharo kiangah, Mi pil tapa, nidanglai kumpipate tapa ka hi, bangchi dana chi sek na hi ua?
11Machinda eZoani mapenzi kwazvo; mano amakota akaisvochenjera aFarao ashanduka upenzi; munoreva seiko kuna Farao, muchiti, Ndini mwanakomana wavakachenjera, mwanakomana wamadzimambo akare?
12Na mi pilte koia om ahi ua? amau honhilh pah ngal uhen; Aigupta gam tunga thil tung ding, sepaihte TOUPA sehte, thei uhen.
12Varipiko zvino ivo vanhu vako vakachenjera? Ngavakuudze zvino; ngavazivise zvakafungwa naJehovha wehondo pamusoro peEgipita.
13Zoan khuaa mi liante mi hai a hong hita ua, Noph khuaa mi liante khem in a omta uh; Aigupta namte ninga suangten Aiguptate lah a vak mang saktaa.
13Machinda eZoani ava mapenzi, machinda eNofi akanyengerwa; vakarasisa Egipita nzira, ivo vaiva ibwe rekona ramarudzi avo.
14TOUPAN Aiguptate lakah phengphitna kha a omsakta; huchiin zukham mi a luaka a hoidoidoi bangin Aiguptate a nasep chiteng uah a paikawi sakta uh.
14Jehovha akadira mweya wokuramba mukati mavo; vakarasisa Egipita nzira pamabasa avo vose, somunhu akabatwa nedoro anodzedzereka pakurutsa kwake.
15Aiguptate adingin lutangin hiam, meiin hiam, tum nahhiangin hiam, pumpengin hiam a sepsak theih a om nawnta kei ding hi.
15Saka Egipita haingazovi nebasa chose, ringaitwa nomusoro kana nomuswe, kana nedavi romuchindwe kana nenhokwe.
16Huai ni chiangin Aiguptate numeite bang ahi ding ua: Sepaihte TOUPA khut sin a tung ua aki sin jiakin a ling un a lau ding uhi.
16Nezuva iro vaEgipita vachafanana navakadzi; vachadedera nokutya nokuda kokusimudzwa koruoko rwaJehovha wehondo; rwaanosimudza pamusoro pavo.
17Juda gama omte aiguptate adingin mulkimhuaitak a honghita ding ua, a min uh alohna peuh uah a kikta ding ua, amau tunga tung ding sepaihte TOUPA thuseh jiakin.
17Nyika yaJudha ichava chityiso cheEgipita; mumwe nomumwe anozviudzwa achatya nokuda komutemo waJehovha wehondo, waakatema pamusoro pavo.
18Huai ni chiangin Kanate paua pau leh, sepaihte TOUPA kiangah kichiamna thuchiam sekte, Aigupta gamsungah kho nga a om dinga: khat tuh Ni Khopi a chi ding uh.
18Nezuva iro maguta mashanu achavapo panyika yeEgipita, anotaura rurimi rweKanani, vachipika naJehovha wehondo; mumwe achaidzwa Guta rokuparadzwa.
19Huai ni chiangin Aigupta laitakah TOUPA adingin maitam a om dinga, a gamgi-ah TOUPA adingin suangphuh a om ding.
19Nezuva iro pakati penyika yeEgipita pachava nearitari kuna Jehovha, nembiru pamuganhu waro kuna Jehovha.
20Huai tuh Aigupta gama sepaihte TOUPA adingin chiamtehna leh theihna ahi ding: nuaisiahtte jiakin lah TOUPA a sam sin ngala ua, huchiin aman hondampa leh humbitpa a sawl dinga, aman amaute a honkhe ding.
20Zvichava chiratidzo nechapupu chaJehovha wehondo panyika yeEgipita; nekuti vachadanidzira kuna Jehovha nemhaka yavamanikidzi, uye achavatumira muponesi nemurwiri, iye achavaponesa.
21Huchiin TOUPA Aiguptate theih a hita dinga, Aigupta miten huai ni chiangin TOUPA a theita ding uh: ahi, kithoihna leh thilpiakin a be ding ua, a tangtun lai ding uhi.
21Jehovha achazviratidza kuEgipita, navaEgipita vachaziva Jehovha nezuva iro; zvirokwazvo vachamunamata nezvibayiro nezvipo, vachapikira Jehovha mhiko, nokuzviita.
22Huan, TOUPAN Aiguptate a vo ding a, a vo dinga, a hihdam lai ding; huchiin TOUPA kiangah a kik nawn ding ua, aman amaute ngetnate jain amaute a hihdamding hi.
22Jehovha acharova Egipita, achirova nokuporesazve; zvino vachadzokera kuna Jehovha, iye achanzwa kunyengetera kwavo achivaporesa.
23Huai ni chiangin Aigupta gam akipanin Assuria gam phain lam lian a om dinga; huchiin Assuria mite Aigupta gamah a hoh ding uh; Aigupta leng Assuria gamah a hoh ding uh. Aigupta miten Assuria mite toh Pathian a be khawmta ding uhi.
23Nezuva iro nzira huru ichavapo inobva Egipita ichienda Asiria; vaAsiria vachaenda Egipita, navaEgipita vachaenda Asiria; vaEgipita vachanamata pamwechete navaAsiria.
24Huai ni chiangin Israelte Aiguptate leh Assuriate toh a thumna ahi ding ua, lei laizang takah vualjawlna ahi ding uh:Sepaihte TOUPAN, Ka mi Aiguptate leh ka khut suak Assuriate leh ka goutan Israelte vualjawlin om uhen, chiin, vual a jawl ngala.
24Nezuva iro vaIsiraeri vachava rudzi rwechitatu vachitevera Egipita neAsiria, vachava ruropafadzo pakati penyika;
25Sepaihte TOUPAN, Ka mi Aiguptate leh ka khut suak Assuriate leh ka goutan Israelte vualjawlin om uhen, chiin, vual a jawl ngala.
25nekuti Jehovha wehondo akavaropafadza, achiti, VaEgipita, vanhu vangu, navaAsiria, basa ramaoko angu, navaIsiraeri, nhaka yangu, ngavaropafadzwe.