Paite

Shona

Isaiah

20

1Assuria kumpipa Sargon sawla Tartan Ashdod khuaa a honga, Ashdod khua a suala, a lak kumin;
1Negore rokusvika kwaTaritani paAshidhodhi, atumwa naSarigoni mambo weAsiria, akarwa neAshidhodhi nokurikunda;
2Huai laiin TOUPAN Amoz tapa Isai kamin, Kuan inla, na kawnga saiippuan phel inla, na khea na khedap koihin, chiin, a gena. Huchiin, huchibangin a hiha, vuaktang leh khedap bulh louin a paipai hi.
2nenguva iyo Jehovha akataura naIsaya mwanakomana waAmozi, achiti, Enda, undosunungura gudza riri pazviuno zvako, ubvise shangu yako parutsoka rwako. Iye akaita saizvozvo, akafamba asine nguvo, asine shangu.
3Huan, TOUPAN, Ka sikha Isai Aiguptate tungah leh Ethiopiate tungah chiamtehna leh thillamdang dinga kum thum suanga vuak tang leh khedap bun lou-a a pai bangin,
3Zvino Jehovha akati, Muranda wangu Isaya sezvaakafamba asine nguvo asine shangu makore matatu akava chiratidzo nechishamiso pamusoro peEgipita neItiopia;
4Assuria kumpipan Aigupta matte leh Ethiopia salte, a neu a lianin, vuaktang leh khedap bulh lou leh to dawkin Aiguptate zahlakna dingin a pi mang ding
4saizvozvo mambo weAsiria achaenda navatapwa veEgipita navakadzingwa veItiopia, vaduku navakuru Vasina nguvo vasina shangu, vakafukurwa zviuno, chive chinyadzo cheEgipita.
5Huchiin, a lamet pen uh Ethipiate leh a thupina pen uh Aiguptate jiakin mangbang tak leh zahlak takin a omta ding uhHuchiin, huai ni chiangin hiai tuipi geia miin, Ngaiin, i lamet pen, Assuria kumpipa laka honhumbit dinga honpanpihpa dinga i taina uh, lah hichi a hita ngala eite bangchiin i suakta ding ua? a chi ding uh, a chi a.
5Vachavhunduswa nokunyadziswa pamusoro peItiopia, chivimbo chavo, neEgipita rumbidzo yavo.
6Huchiin, huai ni chiangin hiai tuipi geia miin, Ngaiin, i lamet pen, Assuria kumpipa laka honhumbit dinga honpanpihpa dinga i taina uh, lah hichi a hita ngala eite bangchiin i suakta ding ua? a chi ding uh, a chi a.
6Vagere panyika iyi iri pamahombekombe egungwa vachati nezuva iro, Tarirai, ndizvo zvaita chivimbo chedu, kwataitizira tichitsvaka kurwirwa kuna mambo weAsiria; ko isu zvino tichapukunyuka sei?