1Tanghou gaw huaia muanna toh a hoihjaw, in kinaknaa dim sangin.
1Chimedurwa chakaoma chechingwa norugare, Chinopfuura imba izere nezvakabayiwa nokukakavara.
2Sikha pil taka hihin tapa zumhuaina omsak tungah vai a hawm ding, huan unaute laka goutanna ah tan a nei ding hi.
2Muranda, anoita nouchenjeri, angaraira mwanakomana anonyadzisa, Achidya nhaka pamwechete navana.
3Huansiangna bel dangka ading ahi, huan meipi dangkaeng ading: himahleh TOUPAN lungtangte a endik.
3Hari yokunyausa ndeyesirivha, nevira nderendarama; Asi Jehovha anoidza moyo yavanhu.
4Hoihlou hihmin gilou mukte a limsaka; huan juauhatin siatna lei a bil a doh hi.
4Munhu, anoita zvakaipa, anoteerera miromo yakaipa; Murevi wenhema anorerekera nzeve yake kururimi rwakashata.
5Kuapeuh genthei musitin amah Bawlpa a simmoh ahi; huan kuapeuh tuahsiatni a kipak gawt louhin a om kei ding hi.
5Ani naani anoseka murombo, anozvidza Muiti wake; Anofara pamusoro penjodzi yavamwe, haangakoni kurohwa.
6Naupangte naupangte mi upate manglukhu ahi uh; huan naupang thupina a pate uh ahi.
6Vazukuru ikorona yavatana; Kukudzwa kwavana ndiwo madzibaba avo.
7Thugen hoih mi hai toh a kilawm kei: muk juauthei lal toh a kilawm kei sem.
7Kutaura kwamanyawi hakufaniri benzi; Zvikuru kutaura kune nhema hakufaniri muchinda.
8A nei mit ah thilpiak suangmantam bang ahi: koilam peuha a kiheina ah, a lohching hi.
8Fufuro yakaita sebwe rinokosha kana ichitarirwa nomwene wayo; Pose painoringira inofadza.
9Kuapeuh tatlekna khuhin itna a zong hi: himahleh kuapeuh thubuaia nuam nasain lawm pite a khendalh hi.
9Munhu anofukidza kudarika komumwe, anotsvaka rudo; Asi anoramba achimutsa shoko, anoparadzanisa shamwari dzinodana.
10Theihsiamna nei mi sungah taina a lut thuk jaw mihai sunga vuakna za khat sangin.
10Munhu ane njere anobayiwa nokutukwa Kupfuura benzi nokurohwa rune zana.
11Mi hoihlouin helna kia a zonga; huaijiakin sawltak khel amah dou dinga sawlin a om ding.
11Munhu anomoyo wokumukira anongotsvaka zvakaipa; Asi achatumirwa nhume inomoyo mukukutu.
12Vompi a noute laksaka omin mi tuak hen, a hainaa mi hai sangin.
12Zviri nani kuti munhu asangane nechikara chatorerwa vana, Pakuti asangane nebenzi paupenzi hwaro.
13Kuapeuh hoih sika gilou kipahman pia, a in akipan gilou a pai mang kei ding.
13Ani naani anoripidzira zvakanaka nezvakaipa, Zvakaipa hazvingabvi paimba yake.
14Kinakna kipatna min tui a khahkhiak bang ahi: buaijiakin kinakna a om main, kiselna pai sanin.
14Kuvamba kokukakavara kwakafanana nokudziurira mvura; Saka rega rukave, kurwa kusati kwasvika.
15Kuapeuh gilou siamtangsak, kuapeuh mi diktat mohpaih, amau gel TOUPA adingin kihhuai ahi tuaktuak uhi.
15Anopembedza akaipa, nounopa wakarurama mhosva, Vose vari vaviri vanonyangadza Jehovha.
16Huaijiakin pilna lei dingin mi hai khut ah a man a om ahia, theihsiamna a neikei chih theiin?
16Mari iri muruoko rwebenzi neiko kuti ritenge uchenjeri, Zvarisina njere.
17Lawmin chiklaipeuhin a it gigea, huan vangtahna dingin unau khat a piang hi.
17Shamwari inoda nguva dzose; Hama inoberekerwa kuti ibatsire pakutambudzika.
18Mi theihsiamna beiin khut a benga, a inveng maah mohkhu dingin a hongom.
18Munhu anoshaiwa njere, ndiye anozvisunga noruoko rwake, Achizviitira wokwake rubatso.
19Kinakna deihin tatlekna a deih hi: kuapeuh a kongpi dom sangin siatna a zong hi.
19Anoda kukakavara, anoda kudarika, Anokurisa suwo rake, anotsvaka kuparadzwa.
20Kuapeuh lungtang sia neiin hoih a mu kei: huan lei hoihlou nei siatna ah a puk hi.
20Anomoyo usakarurama haawani zvakanaka; Ano rurimi rusakarurama anowira munjodzi.
21Kuapeuh mi hai suangin a lungkhamna dingin a suanga; huan mi hai pan nuamsakna a neikei.
21Anobereka benzi achazonzwa shungu; Baba vebenzi havana mufaro.
22Lungtang nuamsa damdawi hoih ahi: himahleh lungsim puakkham in guhte a keusak.
22moyo wakafara unobatsira munhu kupora; Asi mweya wakaputsika unowomesa mafupa.
23Mi gilouin a sunga kipanin thilpiak a la khiaa, vaihawmna lampi kilawmlou sak dingin.
23Munhu akaipa anogamuchira fufuro inobva muchipfuva, Kuti aminamise nzira dzokururamisira.
24Theihsiamna nei mi maah pilna a om: himahleh mi hai mitte lei tawpah a om hi.
24Uchenjeri huri pamberi poane njere, Asi meso ebenzi ari pamigumo yenyika.
25Tapa hai a pa adingin lungkhamna ahi, amah piangsaknu adingin khatna.
25Mwanakomana benzi anochemedza baba vake, Anoitira mai vakamubereka zvinovava.
26Mi diktat gawt leng a hoih keia, mi lian a tanna uh jiaka jep leng.
26Uye, kuranga akarurama hakuzakanaka, Nokurova vakuru nokuda kokururama kwavo.
27Kuapeuh a thute sitin theihna a neia: huan kuapeuh lungsim vot akipan theisiam mi ahi.Mi hai nangawn, a daih dide laiin, pila sim ahi: a mukte a chih laiin, pilvang banga ngaih ahi.
27Anozvidzora pamashoko ake, ane zivo; Uye ane mweya wakagadzikana, munhu wenjere.
28Mi hai nangawn, a daih dide laiin, pila sim ahi: a mukte a chih laiin, pilvang banga ngaih ahi.
28Kunyange nebenzi, kana rinyerere, ringanzi rakachenjera; Anobumira muromo wake, achanzi akangwara.