Shona

聖經新譯本

1 Chronicles

2

1Ndivo vanakomana vaIsiraeri: Rubheni, naSimioni, naRevhi, naJudha, naIsakari naZebhuruni,
1以色列的子孫以色列的兒子是:流本、西緬、利未、猶大、以薩迦、西布倫、
2naDhani, naJosefa naBhenjamini, naNafutari, naGadhi, naAsheri.
2但、約瑟、便雅憫、拿弗他利、迦得和亞設。
3Vanakomana vaJudha: Eri, naOnani, naShera; vanakomana ava vatatu akavaberekerwa naBhatishua muKanani. Asi Eri, mwana wedangwe waJudha, akanga ari munhu akaipa pamberi paJehovha, akamuuraya.
3猶大的子孫猶大的兒子是珥、俄南和示拉。這三人是迦南人書亞的女兒所生的。猶大的長子珥行耶和華看為惡的事,耶和華就使他死去。
4Tamari mukadzi womwana wake, akamuberekera Perezi naZera. Vanakomana vose vaJudha vakanga vari vashanu.
4猶大的媳婦他瑪,給猶大生了法勒斯和謝拉。猶大共有五個兒子。
5Vanakomana vaPerezi: Hezironi naHamuri.
5法勒斯的兒子是希斯崙和哈母勒。
6Vanakomana vaZera: Zimiri, naEtani, naHemani, naKarikori, naDhara; vose vari vashanu.
6謝拉的兒子是心利、以探、希幔、甲各和大拉,共五人。
7Vanakomana vaKarimi: Akari, mutambudzi walsiraeri, wakatadza pachinhu chakanga chakayeriswa.
7迦米的兒子是亞干;這亞干偷取了當毀滅之物,連累了以色列人。
8Vanakomana vaEtani: Azara.
8以探的兒子是亞撒利雅。
9Vanakomanawo vaHezironi, vaakaberekerwa: Jerameeri, naRami, naKerubhai.
9希斯崙的子孫希斯崙所生的兒子是耶拉篾、蘭和基路拜。
10Rami akabereka Aminadhabhu, Aminadhabhu akabereka
10蘭生亞米拿達;亞米拿達生拿順;拿順是猶大人的領袖。
11Nashoni, muchinda wavana vaJudha; Nashoni akabereka Sarima, Sarima akabereka Bhowasi;
11拿順生撒門;撒門生波阿斯。
12Bhowasi akabereka Obhedhi, Obhedhi akabereka Jese;
12波阿斯生俄備得;俄備得生耶西。
13Jese akabereka mwana wake wedangwe Eriabhi, tevere Abhinadhabhu wechipiri, naShimea wechitatu;
13耶西生長子以利押、次子亞比拿達、三子示米亞、
14naNetaneri wechina, naRadhai weshanu;
14四子拿坦業、五子代拉、
15naOzemi wetanhatu, naDhavhidhi wechinomwe.
15六子阿鮮、七子大衛。
16Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi. Vanakomana vaZeruya: Abhishai, naJoabhu, naAsaheri, vatatu.
16他們的姊妹是洗魯雅和亞比該。洗魯雅的兒子是亞比篩、約押和亞撒黑,共三人。
17Abhigairi akabereka Amasa; baba vaAmasa vaiva Jeteri muIshimaeri.
17亞比該生亞瑪撒;亞瑪撒的父親是以實瑪利人益帖。
18Karebhu mwanakomana waHezironi akaberekerwa vana nomukadzi wake Azubha, uye naJerioti; ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri, naShobhabhi, naAridhoni.
18迦勒的子孫希斯崙的兒子迦勒與妻子阿蘇巴生了兒子,也和耶略生了兒子;她的兒子是耶設、朔罷和押墩。
19Azubha akafa, Karebhu akawana Efurata, wakamuberekera Huri.
19阿蘇巴死了,迦勒又娶以法他;以法他給他生了戶珥。
20Huri akabereka Uri, Uri akabereka Bhezari.
20戶珥生烏利;烏利生比撒列。
21Shure kwaizvozvo Hezironi akapinda kumukunda waMakiri baba vaGiriyadhi, waakawana asvika makore ana makumi matanhatu; iye akamuberekera Segubhi.
21後來希斯崙在六十歲的時候,娶了基列的父親瑪吉的女兒,與她同房,她就給他生了西割。
22Segubhi akabereka Jairi, akanga ana maguta ana makumi maviri namatatu panyika yeGiriyadhi.
22西割生睚珥;睚珥在基列地有二十三座城。
23Geshuri naArami vakatorera vaJairi maguta avo, pamwechete neKenati nemisha yaro, maguta ana makumi matanhatu. Ava vose vaiva vanakomana vaMakiri baba vaGiriyadhi.
23基述人和亞蘭人卻從他們那裡奪取了睚珥的村鎮,以及基納和基納的村莊,共六十座城。以上這些人都是基列的父親瑪吉的子孫。
24Zvino Hezironi akati afa paKarebhiefirata, Abhija mukadzi waHezironi akamuberekera Ashuri baba vaTekoa.
24希斯崙在迦勒.以法他死後,他的妻子亞比雅給他生了亞施戶;亞施戶是提哥亞的父親。
25Vanakomana vaJerameeri, mwanakomana wedangwe waHezironi, vaiva, Rami wedangwe, naBhuna, naOreni, naOzemi, naAhija.
25耶拉篾的子孫希斯崙的長子耶拉篾的兒子是蘭、布拿、阿連、阿鮮和亞希雅。
26Zvino Jerameeri akanga anomumwe mukadzi, ainzi Atara; iye akanga ari mai vaOnami.
26耶拉篾另有一個妻子,名叫亞他拉,是阿南的母親。
27Vanakomana vaRami, wedangwe waJerameeri, vaiva Maazi, naJamini, naEkeri.
27耶拉篾的長子蘭的兒子是瑪斯、雅憫和以結。
28Vanakomana vaOnami vaiva Shamai, naJadha. Vanakomana vaShamai: Nadhabhi naAbhishuri.
28阿南的兒子是沙買和雅大;沙買的兒子是拿答和亞比述。
29Zita romukadzi waAbhishuri raiva Abhihairi; iye akamuberekera Abhani, naMoridhi.
29亞比述的妻子名叫亞比孩;亞比孩給他生了亞辦和摩利。
30Vanakomana vaNadhabhi: Seredhi, naApaimi; asi Seredhi akafa asina vana.
30拿答的兒子是西列和亞遍;西列至死沒有兒子。
31Vanakomana vaApaimi: Ishi. Vanakomana vaIshi: Sheshani. Vanakomana vaSheshani: Arai.
31亞遍的兒子是以示;以示的兒子是示珊;示珊的兒子是亞來。
32Vanakomana vaJadha, munin'ina waShamai: Jeteri, naJonatani; Jeteri akafa asina vana.
32沙買的兄弟雅大的兒子是益帖和約拿單;益帖至死沒有兒子。
33Vanakomana vaJonatani: Pereti naZaza. Ndivo vaiva vanakomana vaJerameeri.
33約拿單的兒子是比勒和撒薩。以上這些人都是耶拉篾的子孫。
34Zvino Sheshani akanga asina vanakomana, asi vanasikana. Sheshani akanga ano muranda, muEgipita, ainzi Jara.
34示珊沒有兒子,只有女兒;示珊有一僕人,是埃及人,名叫耶哈。
35Sheshani akapa Jara muranda wake mukunda wake ave mukadzi wake; iye akamuberekera Atai.
35示珊把女兒嫁給僕人耶哈作妻子,她給耶哈生了亞太。
36Atai akabereka Natani, Natani akabereka Zabhadhi;
36亞太生拿單;拿單生撒拔。
37Zabhadhi akabereka Efirari, Efirari akabereka Obhedhi;
37撒拔生以弗拉;以弗拉生俄備得。
38Obhedhi akabereka Jehu, Jehu akabereka Azaria;
38俄備得生耶戶;耶戶生亞撒利雅。
39Azaria akabereka Herezi, Herezi akabereka Ereasa;
39亞撒利雅生希利斯;希利斯生以利亞薩。
40Ereasa akabereka Sisimai, Sisimai akabereka Sharumi;
40以利亞薩生西斯買;西斯買生沙龍。
41Sharumi akabereka Jekamia, Jekamia akabereka Erishama.
41沙龍生耶加米雅;耶加米雅生以利沙瑪。
42Vanakomana vaKarebhu munin'ina waJerameeri, vaiva Mesha dangwe rake, akanga ari baba vaZifi; navanakomana vaMaresha baba vaHebhuroni.
42迦勒其他的子孫耶拉篾的兄弟迦勒的子孫如下:他的長子是米沙,是西弗的父親;他的兒子是瑪利沙,是希伯崙的父親。
43Vanakomana vaHebhuroni: Kora, naTapua, naRekemi, naShema.
43希伯崙的兒子是可拉、他普亞、利肯和示瑪。
44Shema akabereka Rahami, baba vaJorikeami; Rekemi akabereka Shamai.
44示瑪生拉含,是約干的父親;利肯生沙買。
45Mwanakomana waShamai akanga ari Maoni; Maoni akanga ari baba vaBhetizuri.
45沙買的兒子是瑪雲;瑪雲是伯.夙的父親。
46Efa murongo waKarebhu, akabereka Harani, naMoza, naGazezi; Harami akabereka Gazezi.
46迦勒的妾以法生哈蘭、摩撒和迦謝;哈蘭生迦卸。
47Vanakomana vaJadha: Regemi, naJotamu, naGeshani, naPereti, naEfa, naShaafi.
47雅代的兒子是利健、約坦、基珊、毗力、以法和沙亞弗。
48Maaka, murongo waKarebhu, akabereka Shebheri naTirihana.
48迦勒的妾瑪迦生示別和特哈拿;
49Iye akaberekawo Shaafi baba vaMadhimana, Shevha baba vaMakibhena, nababa vaGibhiya; mukunda waKarebhu akanga ari Akisa.
49又生麥瑪拿的父親沙亞弗、抹比拿的父親和基比亞的父親。迦勒的女兒是押撒。
50Ndivo vanakomana vaKarebhu: Mwanakomana waHuri, wedangwe waEfurata: Shobhari baba vaKiriati-jearimi;
50以上這些人是迦勒的子孫。以法他的長子戶珥的兒子是基列.耶琳的父親朔巴、
51Sarima baba vaBheterehemu, Harefi baba vaBhetigadheri.
51伯利恆的父親薩瑪、伯迦得的父親哈勒。
52Shobhari baba vaKiriati-jearimi akanga ana vanakomana: Haroe, nehafu yorudzi rwavaMenuhoti.
52基列.耶琳的父親朔巴的子孫是哈羅以,以及半數米努.哈人。
53Marudzi aKiriati-jearimi: Valtiri, navaPuti, navaShumati, navaMishirai; kwavari ndiko kwakabva vaZorati navaEshitaori.
53基列.耶琳的眾家族是以帖人、布特人、舒瑪人、密來人;從這些家族中又生出瑣拉人和以實陶人。
54Vanakomana vaSarima: Bheterehemu, navaNetofati, Atirotibhetijoabhi, nehafu yorudzi rwavaManahati, navaZori.
54薩瑪的子孫是伯利恆人、尼陀法人、亞他綠.伯.約押人、半數瑪拿哈人、瑣利人;
55Uye marudzi avanyori, aigara paJabhezi: VaTirati, vaShimeati, navaSukati. Ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.
55住在雅比斯的經學家的眾家族,有特拉人、示米押人和蘇甲人。他們都是基尼人,是利甲家的祖先哈末的後代。