1Ava ndivo vanakomana vaDhavhidhi, vakamuberekerwa paHebhuroni: Wedangwe Amunoni, mwana waAhinowami muJezireeri; wechipiri Dhanyeri waAbhigairi muKarimeri;
1大衛的子孫大衛在希伯崙所生的兒子是:長子暗嫩,是耶斯列人亞希暖生的;次子但以利,是迦密人亞比該生的;
2wechitatu Abhusaromu mwanakomana waMaaka, mukunda waTarimai mambo weGeshuri; wechina Adhonia mwanakomana waHagiti;
2三子押沙龍,是基述王達買的女兒瑪迦生的;四子亞多尼雅,是哈及的兒子;
3weshanu Shefatia waAbhitari, wetanhatu Itireami kuna Egira mukadzi wake.
3五子示法提雅,是亞比他生的;六子以特念,是大衛的妻子以格拉生的。
4Wakaberekerwa vatanhatu paHebhuroni, akabata ushepo makore manomwe nemwedzi mitanhatu; akabata ushe paJerusaremu makore makumi matatu namatatu.
4這六個兒子是大衛在希伯崙生的;大衛在希伯崙作王七年六個月;在耶路撒冷作王三十三年。
5Ava ndivo vaakaberekerwa paJerusaremu: Shimea, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni, ivo vana, vaBhatishua mukunda waAmieri;
5大衛在耶路撒冷所生的兒子是:示米亞、朔罷、拿單、所羅門,這四個兒子是亞米利的女兒拔.書亞生的。
6naIbhari, naErishama, naErifereti;
6還有益轄、以利沙瑪、以利法列、
7naNoga, naNefegi, naJafia;
7挪迦、尼斐、雅非亞、
8naErishama, naEriadha, naErifereti, ivo vapfumbamwe.
8以利沙瑪、以利雅大、以利法列等九人。
9Ndivo vose vaiva vana vaDhavhidhi, vanakomana vavarongo vasingaverengwi; uye Tamari wakange ari hanzvadzi yavo.
9他們都是大衛的兒子,此外還有他們的妹妹他瑪,以及妃嬪所生的兒子。
10Mwanakomana waSoromoni akanga ari Rehobhoami, mwanakomana wake Abhia, mwanakomana wake Asa, mwanakomana wake Jehoshafati;
10所羅門的子孫所羅門的兒子是羅波安,羅波安的兒子是亞比雅,亞比雅的兒子是亞撒,亞撒的兒子是約沙法,
11mwanakomana wake Joramu, mwanakomana wake Ahazia, mwanakomana wake Joashi;
11約沙法的兒子是約蘭,約蘭的兒子是亞哈謝,亞哈謝的兒子是約阿施,
12mwanakomana wake Amazia, mwanakomana wake Azaria, mwanakomana wake Jotamu;
12約阿施的兒子是亞瑪謝,亞瑪謝的兒子是亞撒利雅,亞撒利雅的兒子是約坦,
13mwanakomana wake Ahazi, mwanakomana wake Hezekia, mwanakomana wake Manase;
13約坦的兒子是亞哈斯,亞哈斯的兒子是希西家,希西家的兒子是瑪拿西,
14mwanakomana wake Amoni, mwanakomana wake Josiya.
14瑪拿西的兒子是亞們,亞們的兒子是約西亞。
15Vanakomana vaJosiya: Wedangwe Johwanani, wechipiri Jehoyakimu, wechitatu Zedhekia, wechina Sharumi.
15約西亞的兒子是:長子約哈難、次子約雅敬、三子西底家、四子沙龍。
16Vanakomana vaJehoyakimu: Mwanakomana wake Jekonia, mwanakomana wake Zedhekia.
16約雅敬的兒子是耶哥尼雅和西底家。
17Vanakomana vaJekonia, vakatapwa. Shearitieri mwanakomana wake,
17被擄後的王族家譜被擄的耶哥尼雅的兒子是撒拉鐵、
18naMarikirami, naPedhaya, naShenazari, Jekamia, Hoshama, naNedhabhia.
18瑪基蘭、毗大雅、示拿薩、耶加米、何沙瑪和尼大比雅。
19Vanakomana vaPedhaya: Zerubhabheri, naShimei; vanakomana vaZerubhabheri: Meshurami, naHanania; uye Sheromiti akanga ari hanzvadzi yavo;
19毗大雅的兒子是所羅巴伯和示每;所羅巴伯的兒子是米書蘭和哈拿尼雅,還有他們的妹妹示羅密。
20naHashubha, naOheri, naBherekia, naHasadhia, naJushabhiheshedhi, ivo vashanu.
20又有哈舒巴、阿黑、比利家、哈撒底、于沙.希悉等五人。
21Vanakomana vaHanania: Peratia, naJeshaya; vanakomana vaRefaya, vanakomana vaArinani, vanakomana vaObhadhiya, vanakomana vaShekania.
21哈拿尼雅的兒子是毗拉提和耶篩亞;還有利法雅的眾子、亞珥難的眾子、俄巴底亞的眾子和示迦尼的眾子。
22Vanakomana vaShekania: Shemaya; navanakomana vaShemaya; Hatushi, naIgari, naBharia, naNearia, naShafati, ivo vatanhatu.
22示迦尼的子孫如下:示迦尼的兒子是示瑪雅;示瑪雅的兒子是哈突、以甲、巴利亞、尼利雅、沙法共六人。
23Vanakomana vaNearia: Erioenai, naHizikia, naAzirikami, ivo vatatu.
23尼利雅的兒子是以利約乃、希西家、亞斯利干共三人。
24Vanakomana vaErioenai: Hodhavhia, naEriashibhi, naPeraya, naAkubhi, naJohwanani, naDheraya, naAnani, ivo vanomwe.
24以利約乃的兒子是何大雅、以利雅實、毗萊雅、阿谷、約哈難、第來雅、阿拿尼共七人。