Shona

聖經新譯本

Numbers

36

1Zvino vakuru vedzimba dzama dzibaba vemhuri yavana vaGiriyadhi, mwanakomana waManase, vemhuri dzavana vaJosefa, vakaswedera, vakataura pamberi paMozisi, napamberi pamachinda, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba avana vaIsiraeri,
1女繼承人之結婚條例約瑟後裔的家族中,有瑪拿西的孫子、瑪吉的兒子基列的子孫,他們族中的首領都前來,在摩西面前,在各家族作首領的領袖面前,和在以色列人面前說:
2vakati, Jehovha akaraira tenzi wangu, kuti agovere nyika nemijenya pakati pavana vaIsiraeri, ive nhaka yavo; uyezve, tenzi wangu wakarairwa naJehovha kupa vanasikana vaZerofehadhi, munin'ina wedu, nhaka yake.
2“耶和華曾經吩咐我主要憑抽籤把地分給以色列人為業;我主也受了耶和華的吩咐,要把我們兄弟西羅非哈的產業分給他的眾女兒。
3Zvino kana ivo vakawanikwa nomumwe wavanakomana vamarudzi mamwe avana vaIsiraeri, nhaka yavo ichafanira kubviswa panhaka yamadzibaba edu, ikawedzerwa panhaka yorudzi kwavanozondogara; saizvozvo ichabviswa panhaka yatakapiwa nemijenya.
3但是,如果她們嫁給以色列中別的支派的人,她們的產業就必從我們祖宗的產業中被取去,加在他們丈夫支派的產業上;這樣,我們抽籤所得的產業就失去了。
4Zvino kana gore reJubheri ravana vaIsiraeri richisvika, nhaka yavo ichawedzerwa panhaka yorudzi kwavagere; naizvozvo nhaka yavo ichabviswa panhaka yorudzi rwamadzibaba edu.
4到了以色列人的禧年,她們的產業就要加在她們丈夫支派的產業上;這樣,她們的產業就要從我們祖宗支派的產業中被拿去了。”
5Zvino Mozisi akaraira vana vaIsiraeri sezvakataura Jehovha, akati, Rudzi rwavana vaJosefa runotaura kwazvo.
5摩西照著耶和華的話,吩咐以色列說:“約瑟支派的人說得對。
6Ndiro shoko rakarairwa naJehovha pamusoro pavanasikana vaZerofehadhi: Ngavawanikwe navavanoda; asi ngavawanikwe naveimba yorudzi rwababa vavo.
6論到西羅非哈的眾女兒,耶和華吩咐的話是這樣:‘她們可以隨意嫁自己喜歡的人,但是,只能嫁給同族同支派的人作妻子。
7Naizvozvo hapana nhaka yavana vaIsiraeri ingabva kuno rumwe rudzi ikaenda kuno rumwe; nekuti vana vaIsiraeri vanofanira, mumwe nomumwe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadzibaba avo.
7這樣,以色列人的產業,就不會從一個支派轉到另一個支派去;因為以色列人要各自守住自己祖宗支派的產業。
8Mwanasikana mumwe nomumwe ane nhaka parudzi rupi norupi rwavana vaIsiraeri, ngaawanikwe nomumwe weimba yorudzi rwababa vake, kuti vana vaIsiraeri, mumwe nomumwe, vagare nhaka yamadzibaba avo.
8從以色列支派中得了產業的女子,要嫁給自己祖宗支派的人作妻子,好使以色列人可以各自承受自己祖宗的產業。
9Naizvozvo hapana nhaka ingazobva kuno rumwe rudzi, ikaenda kuno rumwe rudzi, nekuti marudzi avana vaIsiraeri achanamatira, rumwe norumwe, nhaka yarwo.
9這樣,以色列人的產業,就不會從一個支派轉到另一個支派去;因為以色列人的支派要各自守住自己的產業。’”
10Vanasikana vaZerofehadhi vakaita sezvakarairwa Mozisi naJehovha.
10耶和華怎樣吩咐摩西,西羅非哈的眾女兒就怎樣行。
11Nekuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNowa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanunguna vababa vavo.
11西羅非哈的女兒瑪拉、得撒、曷拉、密迦、挪阿,都嫁給了自己叔伯的兒子作妻子。
12Vakawanikwa padzimba dzavana vaManase, mwanakomana waJosefa, nhaka ikagara parudzi rweimba yababa vavo.
12她們嫁給了約瑟的兒子瑪拿西子孫家族的人作妻子;她們的產業仍然留在自己的支派中。
13Ndiyo mirairo nemitemo, yakarairwa vana vaIsiraeri naJehovha nomuromo waMozisi pamapani eMoabhu paJoridhani paJeriko.
13這是耶和華在耶利哥對面,約旦河邊的摩押平原,藉著摩西向以色列人吩咐的命令和典章。