1Zvino mushure memazuva mashanu, Ananiasi mupristi mukuru akaburuka nevakuru, neumwe mumiririri wainzi Teturo; vakamhan'arira Pauro kumutungamiriri.
1保罗受审
2Zvino wakati adamwa, Teturo akatanga kumupomera mhosva achiti: Rugare rukuru tinoruwana nemwi, nemabasa akanaka akaitika munyika ino neurongwa hwenyu;
2保罗传来了之后,帖土罗就控诉他说:“腓力斯大人,因着你的缘故,我们大大地享受着太平;因着你的远见,本国大事改革;
3tinozvigamuchira nemitoo yose nepanzvimbo dzose nekuvonga kukuru, imwi Ferikisi changamire mukuru.
3我们随时随地感激不尽。
4Asi kuti ndisaramba ndichikubatirirai, ndinokumbira zvikuru kwamuri kuti mutinzwe netsitsi dzenyu muchidimbu.
4现在我不想多烦扰你,只求你宽容一下,听我们讲几句话。
5Nekuti takawana kuti murume uyu ari hosha huru, unomutsa bongozozo pakati pevaJudha vose panyika yose, ari mutungamiriri weboka ravaNazarini.
5我们看这个人就像瘟疫一样,是煽动普天下犹太人生乱的人,又是拿撒勒派的首领。
6Iye wakaidzawo kushatisa tembere, tikamubata, tichida kumutonga nemurairo wedu.
6他还意图污秽圣殿,我们就把他捉住。
7Zvino mukuru wechuru Risiyasi ndokumutora nechisimba mumaoko edu,
7(有些抄本在此有以下一段:“我们想按照我们的律法审问他。7可是千夫长吕西亚来了,用武力把他从我们手中抢走,8还吩咐原告到你这里来。”)
8akaraira vapomeri vake kuti vauye kwamuri; kana mukamubvunzisisa momene muchawana ruzivo rwezvinhu izvi zvose zvatinomupomera.
8你亲自审问之后,就必清楚知道我们告他的一切事了。”
9NevaJudha vakabvumirawo, vachiti zvinhu izvi zvakadaro.
9犹太人也都跟他一同控告保罗,证实事情确是这样。
10Zvino Pauro akapindura mutungamiriri amuninira kuti ataure akati: Pamaziviro angu ava makore mazhinji muri mutongi kurudzi urwu, ndinozvidavirira nemufaro,
10保罗在腓力斯面前申辩总督向保罗示意,叫他说话,他就说:“我知道你在本国审案多年,所以乐意为自己申辩。
11nekuti kuti munzwisise kuti mazuva achigere kupfuura gumi nemaviri kubvira pandakakwira kuJerusarema kunonyengetera.
11你清楚知道,自从我上耶路撒冷去礼拜,到现在还没有十二天;
12Havana kundiwana mutembere ndichiita nharo nemunhu, kana kumutsira chaunga bongozozo kunyange musinagoge kana muguta;
12无论在殿里、会堂中或城里,他们都没有看见我跟人辩论,或煽动群众作乱,
13uye havagoni kupa uchapupu hwezvinhu zvavanondipomera ikozvino.
13也不能向你证明他们现在控告我的事。
14Asi ndinobvuma izvi kwamuri, kuti nenzira yavanoti yakatsauka, saiyoyo ndinoshumira Mwari wamadzibaba, ndichitenda zvinhu zvose zvakanyorwa pamurairo nepavaporofita;
14但有一件事我要向你承认,他们所称为异端的这道,我正是根据这道来敬拜我祖先的 神的。一切律法和先知所记的,我都相信。
15ndine tariro kuna Mwari, iyo yavanotendawo vamene, kuti kuchava nekumuka kwevakafa, zvose kwevakarurama nevasakarurama.
15我靠着 神所存的盼望,也是他们自己所期待的,就是义人和不义的人都要复活;
16Uye pachinhu ichi ini ndinoidza, kuti nguva dzose ndive nehana isina mhosva kuna Mwari nekuvanhu.
16因此,我常常勉励自己,对 神对人要常存无亏的良心。
17Zvino shure kwemakore mazhinji, ndakasvika kuzopa zvipo zvenyasha nezvibayiro kurudzi rwangu.
17过了几年我带着捐款回来赒济本国,同时也带了祭物,
18Ndiri pane izvozvo, vamwe vaJudha vakabva Asia vakandiwana ndakanatswa mutembere, ndisina chaunga kana bongozozo;
18他们看见我在殿里的时候,我已经行完了洁净礼,并没有和一大群人在一起,也没有生乱,
19vaifanira kuva pano pamberi penyu vachindipomera mhosva kana vaiva nekupokana neni.
19只有几个从亚西亚来的犹太人而已。他们若有事要控告我,就应该到你面前来控告。
20Kana kuti ivava ngavareve vamene kana vakawana chisakarurama mandiri musi wandakamira pamberi pedare remakurukota
20要不然,当我站在公议会中受审的时候,这些人若发现我有什么罪行,早就亲自说出来了。
21asi kunze kwemaererano neshoko iri rimwe randakadanidzira ndimire pakati pavo maererano nekumuka kwevakafa, ndinotongwa nhasi nemwi.
21如果有的话,就是我站在他们中间所喊的:‘我今天在你们面前受审,是为了死人复活的事’那一句话。”
22Asi Ferikisi wakati anzwa zvinhu izvi, ane ruzivo rwakanyanya rwenzira iyo, akambovadzosera achiti: Kana Risia, mutungamiri mukuru aburukira pano, ndichanyatsoongorora mhaka yenyu;
22腓力斯本来就详细晓得这道,却故意拖延他们,说:“等千夫长吕西亚来了,再断定你们的事。”
23akaraira mukuru wezana kuti achengete Pauro, uye ave nerusununguko, uye kuti varege kudzivisa umwe wevekwake kumushumira kana kumushanyira.
23于是吩咐百夫长看守保罗,但要宽待他,不可阻止亲友来照料他。
24Zvino shure kwemamwe mazuva, Ferikisi akasvika nemukadzi wake Drusira, waiva muJudhakadzi, akadana Pauro, akamunzwa pamusoro perutendo kuna Kristu.
24腓力斯听道后害怕起来过了几天,腓力斯和他的犹太妻子土西拉一同来到,他又传见保罗,听听他对基督耶稣的信仰。
25Zvino wakati achataura zvekururama, kuzvidzora, nekutonga kunouya, Ferikisi akabvunda akapindura akati: Enda ikozvino; kana ndikazova nenguva yakafanira, ndichakudana.
25保罗讲到公义、自制和将来的审判的时候,腓力斯就害怕起来,说:“你先走吧,等我有空的时候再叫你来。”
26Waitarisirawo kuti mari ichapiwa kwaari naPauro, kuti amusunungure; naizvozvo wakamudana kazhinji achitaura naye.
26同时他也希望保罗送钱给他,所以又多次传见他,和他谈话。
27Asi makore maviri akati azadziswa, Pokio Festo akapinda panzvimbo yaFerikisi, zvino Ferikisi wakada kufadza vaJudha akasiya Pauro akasungwa.
27过了两年,波求.非斯都接了腓力斯的任;腓力斯为要讨好犹太人,就把保罗留在监里。