1Pururudzai Jehovha, imwi nyika dzose.
1感恩诗。全地应当向耶和华欢呼。(本节在《马索拉抄本》包括细字标题)
2Shumirai Jehovha nomufaro; Uyai pamberi pake muchiimba.
2应当欢欢喜喜事奉耶和华,欢唱着到他的面前。
3Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
3要知道耶和华是 神;他创造了我们,我们是属他的(“我们是属他的”有古抄本作“不是我们自己”);我们是他的子民,也是他草场上的羊。
4Pindai pamasuwo ake muchivonga, Napavazhe dzake muchirumbidza; Chimuvongai, murumbidze zita rake.
4应当充满感恩进入他的殿门,满口赞美进入他的院子;要感谢他,称颂他的名。
5nekuti Jehovha akanaka; tsitsi dzake dziripo nokusingaperi; Nokutendeka kwake kumarudzi namarudzi.
5因为耶和华本是美善的,他的慈爱存到永远,他的信实直到万代。