1Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; Irwai navanorwa neni.
1AGUAGUATE, O Jeova, ayo y umaguaguaguateyo; mumo yan ayo y amumumujo.
2Torai nhovo huru neduku, Musimuke kundibatsira.
2Mantiene y patang yan guinegüe, ya tojgue para unayudayo.
3Vhomoraiwo pfumo, mudzivire nzira yavanonditeverera, Itiyi kumweya wangu, Ndini muponesi wako.
3Ya chule y lansa ya patang y chalan contra ayo y pumetsisigueyo: alog ni antijo: Guajo y satbasionmo.
4Vanotsvaka mweya wangu ngavanyadziswe, vazvidzwe; Vanofunga kundiitira zvakaipa ngavadzoserwe shure vakanganiswe.
4Polo ya ufanmamajlao, ya ufanquinenfunde y umaliligao y antijo: polo ya ufanalo tate ya ufanmamajlao y jumajaso y taelayejo.
5Ngavafanane nehundi inopupuruswa nemhepo, Mutumwa waJehovha achivasundira.
5Polo sija ya calang y paja gui menan y manglo: ya y angjet Jeova ufanchineneg sija.
6Nzira yavo ngaive nerima, itedze, Mutumwa waJehovha achivateverera.
6Polo y chalanñija ya jomjom yan palagse: ya y angjet Jeova ufanpinetsigue sija.
7nekuti ndisina mhosva vakandivanzira mimbure yavo muhunza, Ndisina mhosva vakacherera mweya wangu hunza.
7Sa sin causa manatog para guajo y lagua gui joyo: ya sin causa manmanguadog joyo para y antijo.
8Kuparadzwa ngakumuwire akangofara; Uye mumbure wake waakavanza ngaumubate amene; Ngaawiremo aparadzwe.
8Polo ya ufato guiya güiya ya yinilang ni ti jatungo: polo ya y lagua ni janaaatog, ucone maesagüe: yan y jalom yinilang nae upodong güe.
9Mweya wangu uchafarira Jehovha Uchafarira kuponesa kwake.
9Ya umagof y antijo gui as Jeova: ya umagof gui satbasionña.
10mafupa angu ose achati, Jehovha ndianiko akafanana nemi, imwi munorwira murombo panaiye akamukurira nesimba, Iye murombo nomushaiwi panowanomupamba?
10Todo y telangjo y ilegñija: Jeova, jaye parejumo? ni unalibre y mamoble gui mas manmetgot qui güiya: magajet na y mamoble yan y mannesesitao, guinin y jachulelejguan?
11Zvapupu zvisina kururama zvinosimuka; Zvinondibvunza zvinhu zvandisingazivi
11Mangajulo testigon mandague: ya jafaesenyo ni y ti jutungo.
12Zvakanaka zvangu vanozvitsiva nezvakaipa, Vachibira mweya wangu.
12Manaeyo ni taelaye pot y mauleg, ya manataelaye y antijo.
13Asi kana ndirini, pakurwara kwavo ndakafuka masaga; Ndakatambudza mweya wangu ndichitsanya; Munyengetero wangu ukadzokera kuchipfuva changu.
13Lao guajo anae manmalango sija, magagojo y luto: junatriste y antijo yan umayunat: y tinaetaejo tumalo jalom gui pechoco.
14Ndakaita seyaiva shamwari yangu kana hama yangu; Ndakakotama ndichichema, somunhu anochema mai vake.
14Mamomocat yo ya ileleco: Güiya buente y gachongjo, pat y chelujo: ya tumecon yo triste calang uno ni y umuugung pot si nanaña.
15Asi pakugumburwa kwangu vakafara, vakaungana pamwechete; Vanhu vakarashwa kwazvo vakaungana kuzorwa neni, navandakanga ndisingazivi; Vakandibvambura, vasingaregi;
15Lao anae desgrasiaoyo, sija manmagof ya mandaña: ya y gosnamaase mandaña contra guajo ya guajo ti jutungo: sija matitegyo ya ti manbasta.
16Savadadiri vakaipa pamitambo Vakandirumanyira meno avo.
16Parejo yan y áplacha na minefea gui fandango, janachéchegcheg y nifenñija guiya guajo.
17Jehovha, muchatarira izvozvo kusvikira rinhiko? Rwirai mweya wangu pakuparadza kwavo, Mudikamwa wangu pashumba.
17Jeova, asta ngaean nae unatan? nalibre y antijo gui yinilangña, yan y beya y corasonjo gui león.
18Ndichakuvongai paungano huru; Ndichakurumbidzai pakati pavanhu vazhinji.
18Junae jao grasias gui dangculon y inetnon taotao: ya jualaba jao gui entalo linajyan taotao.
19Vanondivenga ndisina mhosva ngavarege kufara pamusoro pangu; Uye vanondivenga ndisina mhosva ngavarege kubwaira neziso.
19Chamo pumopolo na ufanmamagof guiya guajo y enimigujo sin jafa? ni ayo y chumatlieyo sin causa jaachetgue yo nu y atadog.
20Nekuti havatauri rugare; Asi vanofungira avo vanyerere panyika mashoko okunyengera.
20Sa ti manguecuentos pas: ya contra y manmanso gui tano jajajaso y finijo dinague.
21Zvirokwazvo, vakandishamisira miromo yavo; Vakati, Hekani, hekani! Meso edu akazviona.
21Magajet na jabababa y pachotñija contra guajo; ilegñija: Ja, ja y atadogmameja lumie.
22Makazviona, Jehovha; regai kunyarara; Ishe, regai kugara kure neni.
22Unlie este, O Jeova; chamo famatquiquilo: O Jeova, chamo chachago guiya guajo.
23Zvimutsei, mukai mundiruramisire; Mutambe mhaka yangu, Mwari wangu naShe wangu.
23Jaso ya fagmata para y juisioco; junggan, para y causaco Yuusso yan y Señotto.
24Nditongerei, Jehovha Mwari wangu, nokururama kwenyu; Ngavarege kufara pamusoro pangu.
24Jusgayo taemanoja y tininasmo, O Jeova, Yuusso, ya chamo pumopolo na ufanmamagof guiya guajo.
25Ngavarege kuti mumoyo mavo, Hekani, ndizvo zvatanga tichida; Ngavarege kuti, Tamumedza.
25Chamo pumopolo na ujaalog gui corasonñija: Ja, taegüije manmalagojit; chamo pumopolo na ujaalog: Jita jagas tacalamot güe.
26Ngavanyadziswe, vazvidzwe pamwechete, ivo vanofarira kutambudzika kwangu; Ngavafukidzwe nokunyara nokuzvidzwa, ivo vanozvikudza pamusoro pangu.
26Polo ya ufanmamajlao ya ufañatsaga ayo sija y manmagof pot y manadañujo: polo ya ufanminagago ni y minamajlao yan y disonra y munadangculo sija contra guajo.
27Ngavadanidzire nomufaro, vafare, ivo vanoda kururamiswa kwemhaka yangu; Ngavarambe vachiti, Jehovha ngaakudzwe, Iye, anofarira kufara komuranda wake.
27Polo ya ufanagang ni minagof ya ufanmagof y gumaeya y tinas na causaco: junggan, polo ya ujaalog siempre: innadangculo si Jeova, ni y yaña na memegae y tentagoña.
28Ipapo rurimi rwangu ruchataura zvokururama kwenyu, Nezvokurumbidzwa kwenyu zuva rose.
28Ya y jilajo usangan ni y tininasmo, yan todotdia ni y alabansamo.