1Ndiwoka marudzi aEsau unova Edhomu:
1エサウ、すなわちエドムの系図は次のとおりである。
2Esau wakatora vakadzi vake kuvakunda veKanani, Adha, mukunda waEroni muHeti, naHoribhama mukunda waAna, mukunda waZibhioni muHivhi,
2エサウはカナンの娘たちのうちから妻をめとった。すなわちヘテびとエロンの娘アダと、ヒビびとヂベオンの子アナの娘アホリバマとである。
3naBhasimati mukunda waIshimaeri hanzvadzi yaNebhayoti.
3また、イシマエルの娘ネバヨテの妹バスマテをめとった。
4Adha ndokubereka Esau Erifazi; Bhasimati ndokubereka Rueri;
4アダはエリパズをエサウに産み、バスマテはリウエルを産み、
5Ohoribhama ndokubereka Jeushi naJarami naKora; ava vanakomana vaEsau, vaakaberekerwa panyika yeKanani.
5アホリバマはエウシ、ヤラム、コラを産んだ。これらはエサウの子であって、カナンの地で彼に生れた者である。
6Zvino Esau wakatora vakadzi vake nevanakomana vake nevakunda vake, nemweya yose yeimba yake, nemombe dzake nezvipfuwo zvake zvose, nenhumbi dzake dzose dzaakange awana munyika yeKanani, ndokuenda kune imwe nyika achibva pachiso chaJakove munin'ina wake.
6エサウは妻と子と娘と家のすべての人、家畜とすべての獣、またカナンの地で獲たすべての財産を携え、兄弟ヤコブを離れてほかの地へ行った。
7Nekuti zvipfuwo zvavo zvakange zvakawanda zvokuti vaiva vasingagoni kugara pamwe, uye nyika yeutorwa hwavo yakange isingagoni kuvatakura nekuda kwezvipfuwo zvavo.
7彼らの財産が多くて、一緒にいることができなかったからである。すなわち彼らが寄留した地は彼らの家畜のゆえに、彼らをささえることができなかったのである。
8Esau ndokugara kugomo reSeiri; Esau ndiye Edhomu.
8こうしてエサウはセイルの山地に住んだ。エサウはすなわちエドムである。
9Zvino awa marudzi aEsau, baba vevaEdhomu, kugomo reSeiri;
9セイルの山地におったエドムびとの先祖エサウの系図は次のとおりである。
10awa mazita evanakomana vaEsau, Erifazi mwanakomana waAdha mukadzi waEsau, Rueri mwanakomana waBhasimati mukadzi waEsau.
10エサウの子らの名は次のとおりである。すなわちエサウの妻アダの子はエリパズ。エサウの妻バスマテの子はリウエル。
11Nevanakomana vaErifazi vaiva Temani, Omari, Zefo, naGatamu, naKenazi.
11エリパズの子らはテマン、オマル、ゼポ、ガタム、ケナズである。
12Zvino Timuna waiva murongo waErifazi, mwanakomana waEsau; wakaberekera Erifazi muAmareki; ava vanakomana vaAdha mukadzi waEsau.
12テムナはエサウの子エリパズのそばめで、アマレクをエリパズに産んだ。これらはエサウの妻アダの子らである。
13Zvino ava vanakomana vaRueri, Nahati naZera, Shama naMiza; ava vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau.
13リウエルの子らは次のとおりである。すなわちナハテ、ゼラ、シャンマ、ミザであって、これらはエサウの妻バスマテの子らである。
14Zvino ava madzishe evana vaOhoribhama mukunda waAna, mukunda waZibhioni mukadzi waEsau; ndokuberekera Esau Jeushi naJarami naKora.
14ヂベオンの子アナの娘で、エサウの妻アホリバマの子らは次のとおりである。すなわち彼女はエウシ、ヤラム、コラをエサウに産んだ。
15Awa madzishe pakati evana vaEsau: Vanakomana vaErifazi dangwe raEsau: Ishe Temani, ishe Omari, ishe Zefo, ishe Kenazi,
15エサウの子らの中で、族長たる者は次のとおりである。すなわちエサウの長子エリパズの子らはテマンの族長、オマルの族長、ゼポの族長、ケナズの族長、
16ishe Kora, ishe Gatamu, ishe Amareki; awa madzishe aErifazi munyika yeEdhomu; ava vanakomana vaAdha.
16コラの族長、ガタムの族長、アマレクの族長である。これらはエリパズから出た族長で、エドムの地におった。これらはアダの子らである。
17Uye ava vanakomana vaRueri mwanakomana waEsau: Ishe Nahati, ishe Zera, ishe Shama, ishe Miza; aw madzishe aRueri munyika yeEdhomu; ava vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau.
17エサウの子リウエルの子らは次のとおりである。すなわちナハテの族長、ゼラの族長、シャンマの族長、ミザの族長。これらはリウエルから出た族長で、エドムの地におった。これらはエサウの妻バスマテの子らである。
18Uye ava vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau: Ishe Jeushi, ishe Jarami, ishe Kora; ava madzishe aOhoribhama, mukunda waAna, mukadzi waEsau.
18エサウの妻アホリバマの子らは次のとおりである。すなわちエウシの族長、ヤラムの族長、コラの族長。これらはアナの娘で、エサウの妻アホリバマから出た族長である。
19Ava vanakomana vaEsau, uye madzishe avo; unova Edhomu.
19これらはエサウすなわちエドムの子らで、族長たる者である。
20Ava vanakomana vaSeiri muHori, vagari venyika: Rotani naShobharu naZibhioni naAna
20この地の住民ホリびとセイルの子らは次のとおりである。すなわちロタン、ショバル、ヂベオン、アナ、
21naDhishoni naEzeri naDhishani; ava madzishe evaHori, vanakomana vaSeiri munyika yeEdhomu.
21デション、エゼル、デシャン。これらはセイルの子ホリびとから出た族長で、エドムの地におった。
22Uye vanakomana vaRotani vaiva Hori naHemani; nehanzvadzi yaRotani aiva Timuna.
22ロタンの子らはホリ、ヘマムであり、ロタンの妹はテムナであった。
23Uye ava vanakomana vaShobharu: Avhani naManahati naEbhari Shefo naOnamu.
23ショバルの子らは次のとおりである。すなわちアルワン、マナハテ、エバル、シポ、オナム。
24Uye ava vanakomana vaZibhioni: Vose Aja naAna; ndiAna akawana matsime emvura inopisa murenje achifudza madhongi aZibhioni baba vake.
24ヂベオンの子らは次のとおりである。すなわちアヤとアナ。このアナは父ヂベオンのろばを飼っていた時、荒野で温泉を発見した者である。
25Uye ava vanakomana vaAna: Dhishoni naOhoribhama, mukunda waAna.
25アナの子らは次のとおりである。すなわちデションとアホリバマ。アホリバマはアナの娘である。
26Ava vanakomana vaDhishoni: Hemudhani naEshibhani naIturani naKerani.
26デションの子らは次のとおりである。すなわちヘムダン、エシバン、イテラン、ケラン。
27Ava vanakomana vaEzeri: Bhirihani naZaavhani naAkani.
27エゼルの子らは次のとおりである。すなわちビルハン、ザワン、アカン。
28Ava vanakomana vaDhishani: Uzi naArani.
28デシャンの子らは次のとおりである。すなわちウズとアラン。
29Ava madzishe evaHori: Ishe Rotani, ishe Shobharu, ishe Zibhioni, ishe Ana,
29ホリびとから出た族長は次のとおりである。すなわちロタンの族長、ショバルの族長、ヂベオンの族長、アナの族長、
30she Dhishoni, ishe Ezeri, ishe Dhishani; awa madzishe evaHori, nemarudzi avo munyika yeSeiri.
30デションの族長、エゼルの族長、デシャンの族長。これらはホリびとから出た族長であって、その氏族に従ってセイルの地におった者である。
31Uye awa madzimambo akatonga munyika yeEdhomu, Mambo asati atonga vana vaIsiraeri:
31イスラエルの人々を治める王がまだなかった時、エドムの地を治めた王たちは次のとおりである。
32Uye Bhera mwanakomana waBheori wakatonga paEdhomu; uye zita reguta rake rainzi Dhinihabha.
32ベオルの子ベラはエドムを治め、その都の名はデナバであった。
33Zvino Bhera wakafa, Jobhabhu mwanakomana waZera weBhozara akatonga pachinzvimbo chake.
33ベラが死んで、ボズラのゼラの子ヨバブがこれに代って王となった。
34Jobhabhu ndokufa, Hushamu wenyika yavaTemani akatonga pachinzvimbo chake.
34ヨバブが死んで、テマンびとの地のホシャムがこれに代って王となった。
35Hushamu ndokufa; Hadhadhi, mwanakomana waBhedhadhi, uya akarova Midhiani kusango reMoabhu, akatonga pachigaro chake; uye zita reguta rake rainzi Avhiti.
35ホシャムが死んで、ベダデの子ハダデがこれに代って王となった。彼はモアブの野でミデアンを撃った者である。その都の名はアビテであった。
36Hadhadhi ndokufa; Samura weMasereka akatonga pachinzvimbo chake.
36ハダデが死んで、マスレカのサムラがこれに代って王となった。
37Samura ndokufa; Shauri weRehobhoti paRwizi akatonga pachinzvimbo chake.
37サムラが死んでユフラテ川のほとりにあるレホボテのサウルがこれに代って王となった。
38Shauri ndokufa; Bhaarihanani mwanakomana waAkibhori akatonga pachinzvimbo.
38サウルが死んでアクボルの子バアル・ハナンがこれに代って王となった。
39Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori ndokufa, Hadhari akatonga pachinzvimbo chake; uye zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMehazahadhi.
39アクボルの子バアル・ハナンが死んで、ハダルがこれに代って王となった。その都の名はパウであった。その妻の名はメヘタベルといって、メザハブの娘マテレデの娘であった。
40Uye awa mazita emadzishe ekwaEsau, nedzimba dzavo, nenzvimbo dzawo, nemazita avo: Ishe Timuna, ishe Arivha, ishe Jeteti;
40エサウから出た族長の名は、その氏族と住所と名に従って言えば次のとおりである。すなわちテムナの族長、アルワの族長、エテテの族長、
41nashe Ohoribhama, nashe Era, nashe Pinoni;
41アホリバマの族長、エラの族長、ピノンの族長、
42ishe Kenazi, ishe Temani, ishe Mibhizari,
42ケナズの族長、テマンの族長、ミブザルの族長、マグデエルの族長、イラムの族長。これらはエドムの族長たちであって、その領地内の住所に従っていったものである。エドムびとの先祖はエサウである。
43ishe Magidhieri, ishe Iramu; awa madzishe aEdhomu, maererano nenzvimbo dzavo dzekugara, munyika yenhaka yavo. Ndiye Esau, baba vaEdhomu.
43マグデエルの族長、イラムの族長。これらはエドムの族長たちであって、その領地内の住所に従っていったものである。エドムびとの先祖はエサウである。