1Vanakomana vaRevhi: Gerishoni, naKohati, naMerari;
1Levi Tapate; Gersom, Kohath, Merari.
2navanakomana vaKohati: Amirami, naIshari, naHebhuroni, naUzieri,
2Huan Kohath tapate; Amaram, Izhar, Hebron, Uzziel.
3Vanakomana vaAmirami: Aroni, naMozisi, naMiriami. Vanakomana vaAroni: Nadhabhi, naAbhihu, naEriazari, naltamari.
3Huan Amram tate; Aron, Mosi, Miriam. Huan Aron tapate; Nadab leh Abihu, Eleazar leh Ithamar.
4Eriazari akabereka Pinehasi, Pinehasi akabereka Abhishua,
4Eleazarin Phineha a suanga, Phinehain Abisua a suanga;
5Abhishua akabereka Bhuki, Bhuki akabereka Uzi,
5Huan Abisuain Bukki a suanga, huan Bukkiin Uzzi a suanga;
6Uzi akabereka Zerahiya, Zerahiya akabereka Merayoti,
6Huan Uzziin Zerahia a suanga, Zerahiain Meraioth a suanga;
7Merayoti akabereka Amaria, Amaria akabereka Ahitubhi,
7Meraiothin Amaria a suanga, Amariain Ahitub a suanga;
8Ahitubhi akabereka Zadhoki, Zadhoki akabereka Ahimaazi,
8Ahitubin Zadok a suanga, Zadokin Ahimaaz a suanga;
9Ahimaazi akabereka Azaria, Azaria akabereka Johwanani,
9Huan Ahimaazin Azaria a suanga, Azariain Johanan a suanga;
10Johwanani akabereka Azaria (ndiye waibata basa romupristi muimba yakavakwa naSoromoni paJerusaremu;)
10Huan Johanan in Azaria a suanga, (amah Jerusalema Solomonin a lam in siampu nasep sempa ahi: )
11Azaria akabereka Amaria, Amaria akabereka Ahitubhi,
11Huan Azariain Amaria a suanga, Amariain Ahitub a suanga;
12Ahitubhi akabereka Zadhoki, Zadhoki akabereka Sharumi,
12Huan Ahitubin Zadok a suanga, Zadokin Sallum a suanga;
13Sharumi akabereka Hirikia, Hirikia akabereka Azaria,
13Huan Sallumin Hilkia a suanga, Hilkiain Azaria a suanga;
14Azaria akabereka Seraya, Seraya akabereka Jehozadhaki,
14Huan Azariain Serai a suanga, Seraiin Jahozadak a suanga;
15Jehozadhaki akatapwa, nguva yakatapa Jehovha Judha neJerusaremu noruoko rwaNebhukadhinezari.
15Huan Jahozadak saltanna lamah a pai hi, TOUPAN Nebukadnezzar khut a Juda leh Jerusalem a pi mang laiin.
16Vanakomana vaRevhi, Gerishomi, naKohati, naMerari.
16Levi tapate; Gersom, Kahath, leh Merari.
17Mazita avanakomana vaGerishomi ndiwo: Ribhini naShimei.
17Huan hiaite Gersom tapate minte ahi uh; Libni leh Simei.
18Vanakomana vaKohati: Amirami, naIshari, naHebhuroni, naUzieri;
18Huan Kohath tapate Amram, Ezhar, Hebron, Uzziel ahi uh.
19navanakomana vaMerari: Mari, naMushi. Uye ndidzo dzimba dzavaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo.
19Merari tapate; Mahli leh Musi. Huan hiaite a pipute uh inkote dungjuiin Levite inkuante ahi uh.
20VaGerishoni: Ribhini mwanakomana wake, naJahati mwanakomana wake, naZima mwanakomana wake,
20Gersom akipan; Libni a tapa, Jahath a tapa, Zimmah a tapa;
21naJoa mwanakomana wake, naIdho mwanakomana wake, naZera mwanakomana wake, naJeaterai mwanakomana wake.
21Joa a tapa, Iddo a tapa, Zera a tapa, Jeatherai a tapa.
22Vanakomana vaKohati: Aminadhabhu mwanakomana wake, naKora mwanakomana wake, naAsiri mwanakomana wake,
22Kohath tapate; Amminadab a tapa, Korah a tapa, Assir a tapa;
23naErikana mwanakomana wake, naAbhiasafit mwanakomana wake, naAsiri mwanakomana wake,
23Elkan a tapa, Ebiasaph a tapa, Assir a tapa;
24naTahati mwanakomana wake, naUrieri mwanakomana wake, naUzi mwanakomana wake, naShauri mwanakomana wake.
24Tahath a tapa, Uriel a tapa, Uzzia a tapa, Shaul a tapa.
25Vanakomana vaErikana: Amasai, naAhimoti.
25Huan Elkana tapate; Amasai, Ahimoth,
26Vanakomana vaErikana: Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,
26Elkan a hihleh: Elkan tapate; Zophai a tapa, Nahath a tapa;
27naEriabhi mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake.
27Eliab a tapa, Jeroham a tapa, Elkan a tapa.
28Vanakomana vaSamueri: wedangwe Joeri, nowechipiri Abhija.
28Huan Samuel tapate; ta masapen Joel, a zom Abija.
29Vanakomana vaMerari: Mari, naRibhini mwanakomana wake, naUza mwanakomana wake,
29Merari tapate; Mahli, Libni a tapa, Simei a tapa, Uzza a tapa;
30naShimira mwanakomana wake, naHagia mwanakomana wake, naAsaya mwanakomana wake.
30Sime a tapa, Haggi a tapa, Asai a tapa.
31Uye ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuzofambisa basa rokuimba mumba maJehovha, mushure mokuti areka yawana pokuzorora.
31Huan hiaite Davidin thukhunna bawm a khol nunga, TOUPA in sunga la nasepna tunga heutua a koihte ahi uh.
32Vaishumira pakuimba pamberi petabhenekari yetende rokusangana, kusvikira Soromoni avaka imba yaJehovha paJerusaremu; vakamira pabasa ravo, sezvavakanga vagoverwa napo.
32Huan Jerusalema Solomin TOUPA in a lam khit masiah, kihoupihna puanin biakbuk maah lain na a sem uhi: huan a thupiak bang jel un a nasepna uh a hih uhi.
33Ndivo vaimirapo navakomana vavo; kuvanakomana vaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoeri, mwanakomana waSamueri;
33Huan hiaite a ngakte leh a tapate ahi uhi. Kohath mite tapate ahihleh: Heman lasami, Joel tapa, Samuel tapa;
34mwanakomana waErikana, mwanakomana waJehorami, mwanakomana waErieri, mwanakomana waToa;
34Elkan tapa, Jeroham tapa, Eliel tapa, Toa tapa;
35mwanakomana waZufi, mwanakomana waErikana, mwanakomana waMahati, mwanakomana waAmasai,
35Zuph tapa, Elkan tapa, Mahath tapa, Amasai tapa;
36mwanakomana waErikana, mwanakomana waJoeri, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waZefaniya,
36Elkan tapa, Joel tapa, Azaria tapa, Zephania tapa;
37mwanakomana waTahati, mwanakomana waAsiri, mwanakomana waEbhiasafi, mwanakomana waKora;
37Tahath tapa, Assir tapa, Ebiasaph tapa, Korah tapa;
38mwanakomana waIshari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi, mwanakomana waIsiraeri.
38Ezhar tapa, Kohath tapa, Levi tapa, Israel tapa.
39Munin'ina wake Asafi, akanga amire kurudyi rwake, iye Asafi mwanakomana waBherekia, mwanakomana waShimea;
39Huan a unaupa Asaph, a taklam panga dingpa, Asaph Berekia tapa mahmah, Sime tapa;
40mwanakomana waMikaeri, mwanakomana waBhaaseya, mwanakomana waMarikija;
40Mikael tapa, Bassei tapa, Malkija tapa;
41mwanakomana waItini, mwanakomana waZera, mwanakomana waAdhaya;
41Ethni tapa, Zera tapa, Adai tapa;
42mwanakomana waEtani, mwanakomana waZima, mwanakomana waShimeri;
42Ethan tapa, Zimma tapa, Simei tapa,
43mwanakomana waJahati, mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waRevhi.
43Jahath tapa, Gersom tapa, Levi tapa,
44Kurubhosbwe rwavo, hama dzavo ivo vanakomana vaMerari: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki;
44Huan a khut veilam ah a unaute uh Merari tapate: Etham Kisi tapa, Abdi Malluk tapa;
45mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waAmazia, mwanakomana waHirikia;
45Hasabia tapa, Amazia tapa, Hilkia tapa;
46mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waBhani, mwanakomana waShemeri;
46Amazi tapa, Hani tapa, Semer tapa;
47mwanakomana waMari, mwanakomana waMushi, mwanakomana waMerari, mwanakomana waRevhi.
47Mahli tapa, Musi tapa, Merari tapa, Levi tapa.
48Hama dzavo ivo vaRevhi ndivo vakagoverwa mabasa ose patabhenekari yeimba yaJehovha.
48Huan a unaute uh Levi mite Pathian in biakbuka nasepna tengteng adinga seh ahi uhi.
49Asi Aroni navanakomana vake vaibayira paaritari yezvipiriso zvinopiswa, napaaritari yezvinonhuhwira, vaibata mabasa ose apanzvimbo tsvene-tsvene, nokuyananisira Isiraeri, vachiita zvose zvakarairwa naMozisi muranda waMwari.
49Himahleh Aron leh a tapaten halmang maitam tungah, gimlim maitam tungah, mun siangthou pena nasepna tengteng adingin a lan ua, Pathian sikha Mosiin thupiak tengteng dungjuia, Israel adingin tatna bawl dingin.
50Vanakomana vaAroni ndivo: Eriazari mwanakomana wake, naPinehasi mwanakomana wake, naAbhishua mwanakomana wake;
50Huan hiaite Aron tapate ahi uh; Eleazar tapa, Phineha a tapa, Abisua a tapa;
51naBhuki mwanakomana wake, naUzi mwanakomana wake, naZerahiya mwanakomana wake;
51Bukki a tapa, Uzzi a tapa, Zerahia a tapa;
52naMerayoti mwanakomana wake, naAmaria mwanakomana wake, naAhitubhi mwanakomana wake;
52Meraioth a tapa, Amaria a tapa, Ahitub a tapa:
53naZadhoki mwanakomana wake, naAhimaazi mwanakomana wake.
53Zadok a tapa, Ahimaaz a tapa.
54Kwavaigara, kwavaidzika matende avo panyika yavo, ndiko, vanakomana waAroni, vedzimba dzavaKohati, nekuti ndivo vakatanga kugoverwa,
54Huchiin hiaite a gamgite ua a puaninkaihnate uh dungjuia a tenna uh ahi: Aron tapate kiangah, Kohath mite inkotea, amaua lah inmun masapen ahi ngala.
55ivo vakapiwa Hebhuroni panyika yaJudha, namafuro aro akanga akapoteredza;
55Amau kiangah Juda gamah Hebron leh, a kim a vela a huapkhakte a pia uhi;
56asi minda yeguta, nemisha yaro, yakapiwa Karebhu mwanakomana waJefune.
56Himahleh huaia khopi munte leh khotate, Jephunne tapa Kaleb kiangah a pia uh.
57Vanakomana vaAroni vakapa maguta outiziro; aiti: Hebhuroni, neRibhina namafuro awo, neJatiri, neEshitemoa namafuro awo;
57Huan Aron tapate kiangah kihumbitna khopite a pia uh, Hebron; Libna leng a huapkhakte toh, Jattir, Estemo a huapkhakte toh;
58neHireni namafuro aro, neDhebhiri namafuro aro;
58Huan Hilen a huapkhakte toh, Debir a huapkhakte toh;
59neAshani namafuro aro, neBhetishemeshi namafuro aro.
59Huan Asan a huapkhakte toh, Bethsemes a huapkhakte toh:
60Uye vorudzi rwaBhenjamini: Gebha namafuro aro, neArimeti namafuro aro, neAnatoti namafuro aro. Maguta avo ose pakati pedzimba dzavo dzose, aiva maguta ane gumi namatatu.
60Huan Benjamin nam akipan; Geba a huapkhakte toh, Allemeth a huapkhakte toh, Anathoth a huapkhakte toh. A inkuante tengtenga a khopite tengteng uh khopi sawm le thum ahi hi.
61Vamwe vanakomana vaKohati vakapiwa nemijenya maguta ane gumi pakati pehafu yorudzi rwaManase, iyo hafu yaManase.
61Huan Kohath tapa omlaite kiangah aisana piak ahia, huai nam inkuan akipan, huai nam kimkhat akipan, Manassi kimkhat, khopi sawmte.
62Vanakomana vaGerishomi nedzimba dzavo, vorudzi rwaIsakari, novorudzi rwaAsheri, novorudzi rwaNafutari, novorudzi rwaManase paBhashani, vakapiwa maguta ane gumi namatatu.
62Huan Gersom tapate ahihleh, a inkuante uh dungjuiin, Isakar nam akipan, Aser nam akipan, Naphtali nam akipan, Basana Manassi nam akipan, khopi sawmlethum.
63Vanakomana vaMerari nedzimba dzavo vakapiwa nemijenya vorudzi rwaRubheni, novorudzi rwaGadhi, novorudzi rwaZebhuruni, maguta ane gumi namaviri.
63Merari tapate kiangah aisana piak ahi, a inkote uh dungjuiin, Reuben nam akipan, Gad nam akipan, Zebulun nam akipan, khopi sawm le nihte.
64Vana vaIsiraeri vakapa vaRevhi maguta namafuro awo.
64Huan Israel taten Levi mite kiangah khopite a huapkhakte uh toh a pia uhi.
65Vakavapa nemijenya maguta iwayo akarehwa mazita awo vorudzi rwavana vaJudha, novorudzi rwavana vaSimioni, novorudzi rwavana vaBhenjamini.
65Huan Juda tate nam akipan, Simeon tapa nam akipan, Benjamin tate nam akipan, hiai khopi minlohte, aisanin a pia uhi.
66Asi vamwe vedzimba dzavana vaKohati vakanga vana maguta panyika yavo, vorudzi rwaEfuremu.
66Huan Kohath tapa inkote laka khenkhatten Ephraim nam akipan amau gamgi khopite a nei uhi.
67Vakavapa maguta outiziro, aiti: Shekemu kunyika yamakomo aEfuremu namafuro aro, neGezeri namafuro aro;
67Huan amau kiangah bitna khopite a pia uh, Ephraim singtang gama Sekem a huapkhakte toh; Gezer leng a huapkhakte toh;
68neJokimeami namafuro aro, neBhetihoroni namafuro aro,
68Huan Jokmeam a huapkhakte toh, Beth-horon a huapkhakte toh;
69neAjaroni namafuro aro, neGatirimoni namafuro aro;
69Huan Aijalon a huapkhakte toh, Gath-rimmon a huapkhakte toh;
70vehafu yorudzi rwaManase vakapiwa Aneri namafuro aro, ndizvo zvakapiwa vamwe veimba yavana vaKohati.
70Huan Manassi nam kimkhat akipan; Aner a huapkhakte toh; Bileam a huapkhakte toh, Kohath tapate inko laka omlaite din.
71Vanakomana vaGerishomi vakapiwa pakati peimba yehafu yorudzi rwaManase, Gorani paBhashani namafuro aro, neAshitaroti namafuro aro;
71Gersom tapa kiangah, Manassi nam kimkhat inkuan akipana piak ahi, Basana Golan a huapkhakte toh, Astaroth a huapkhakte toh:
72novorudzi rwaIsakari: Kedheshi namafuro aro, neDhabherati namafuro aro,
72Isakar nam akipanin; Kedesh a huapkhakte toh, Daberath a huapkhakte toh;
73neRamoti namafuro aro, neAnemi namafuro aro;
73Huan Ramoth, a huapkhakte toh, Anem a huapkhakte toh:
74novorudzi rwaAsheri: Mashari namafuro aro, neAbhidhoni namafuro aro;
74Huan Aser nam akipanin; Masal a huapkhakte toh, Abdon a huapkhakte toh;
75neHukoki namafuro aro, neRehobhi namafuro aro,
75Huan Hukok a huapkhakte toh, Rehob a huapkhakte toh:
76novorudzi rwaNafutari: Kedheshi paGarire namafuro aro, neHamoni namafuro aro, neKiriataimi namafuro aro.
76Huan Naphtali nam akipanin; Galilia Kedesh a huapkhakte toh, Hammon a huapkhakte toh, Kiriathaim a huapkhakte toh.
77Vamwe vavaRevhi, ivo vanakomana vaMerari, vakapiwa vorudzi rwaZebhuruni: Rimono namafuro aro, neTabhori namafuro aro;
77Levi mite omlaite kiangah, Merari tapate, Zebulun nam akipana piak ahi, Rimmono a huapkhakte toh, Tabor a huapkhakte toh:
78uye mhiri kwaJoridhani paJeriko, kumabvazuva aJoridhani, vorudzi rwaRubheni, vakapiwa Bhezeri riri kurenje namafuro aro, neJaza namafuro aro,
78Huan Jeriko a Jordan khen, Jordan suahlam pang, Reuben nam akipana, amaute piak ahi, gamdaia Bezer a huapkhakte toh, Jahzah a huapkhakte toh,
79neKedhemoti namafuro aro, neMefati namafuro aro;
79Huan Kedemoth a huapkhkate toh, Mephaath a huapkhakte toh:
80novorudzi rwaGadhi: Ramoti paGiriyadhi namafuro aro, neMahanaimu namafuro aro,
80Huan Gad nam akipanin; Gilead a Ramoth a huapkhakte toh, Mahanaim a huapkhakte toh,Huan Hesbon a huapkhakte toh, Jazer a huapkhakte toh.
81neHeshibhoni namafuro aro, neJazeri namafuro aro.
81Huan Hesbon a huapkhakte toh, Jazer a huapkhakte toh.