1Vanakomana vaIsakari: Tora, naPua, naJashubhi, naShimironi, ivo vana.
1Huan Isakar tapate; Tola, Puah, Jasub, Simron, Li.
2Vanakomana vaTora: Uzi, naRefaya, naJerieri, naJamai, naIbhisami, naShemueri, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, idzo dzaTora; vaiva varume vane simba noumhare pakati pamarudzi avo, pamazuva aDhavhidhi vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu.
2Huan Tola tapate; Uzzi, Rephai, Jeriel, Jahmai, Ibsam, Semuel, a pipute uh inkote lupente, huaibel, Tola akipan te; a khangte ua mi hat hangsante: David damlaia a zah uh sing nih leh sang nih leh za guk ahi uh.
3Vanakomana vaUzi; Izirahiya; navanakomana vaIzirahiya: Mikaeri naObhadhiya, naJoeri, naIshia, ivo vashanu; ava vose vakanga vari vakuru.
3Huan Uzzi tapate; Izrahia: huan Izrahia tapate; Mikael, Obadia, Joel, Issia, nga: avek un mipipente ahi uh.
4Kwavari, kumarudzi avo nokudzimba dzamadzibaba avo, kwakanga kuna mapoka ehondo dzokurwa ane zviuru zvina makumi matatu nezvitanhatu; nekuti vakanga vana vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji.
4Huan amau toh, a pipute uh inkote danin, a khangte un, kidouna dinga sepaih pawlte ahi uh, sing thum leh sang guk; ji leh tapa tampi a nei ngal ua.
5Hama dzavo pakati pedzimba dzose dzaIsakari, ivo varume vane simba noumhare, vakasvika zviuru zvina makumi masere nezvinomwe, kana vachiverengwa mazita avo ose.
5Huan Isakar inkote tengteng laka, mi hat hangsante, a unaute uh a vek ua khangthusutnaa sutin, sang sagih leh sawmgiar ahi.
6Vanakomana vaBhenjamini: Bhera, naBhekeri, naJedhiyaeri, ivo vatatu.
6Benjamin tapate; Bela, Beker, Jediael, thum.
7Vanakomana vaBhera: Ezibhoni, naUzi, naUzieri, naJerimoti, naIri, ivo vashanu. Ivo vakanga vari vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, varume vane simba noumhare, vakaverengwa mazita avo vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namakumi matatu navana.
7Huan Bela tapate; Ezbon, Uzzi, Uzziel, Jerimoth, Iri, nga; pipute inkote lupente, mi hat hangsante; huan khangthusutnaa simin sing nih leh sang nih leh sawmthum leh li ahi uh.
8Vanakomana vaBhekeri: Zemira, naJoashi, naEriezeri, naErioenai, naOmiri, naJeremoti, naAbhiia, naAnatoti, naArimeti. Ivo vose vakanga vari vanakomana vaBhekeri.
8Huan Beker, tapate; Zemira, Joas, Elizer, Elioenai, Omri, Jeremoth, Abija, Anathoth, Alemeth. Hiaite tengteng Beker tapate ahi uh.
9Vakaverengwa mazita avo namarudzi avo, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, varume vane simba noumhare, vakasvika zviuru zvina makumi maviri namazana maviri.
9Huan khangthu sutnaa sim ahi ua, a khangte uh dungjuiin, a pipute uh inkote lupente, mi hat hangsante, sing nih leh za nih ahi uh.
10Vanakomana vaJedhiyaeri: Bhirihani, navanakomana vaBhirihani; Jehushi, naBhenjamini, naEhudhi, naKanani, naZetani, naTarishishi, naAhishahari.
10Huan Jediael tapate; Bilhan: huan Bilhan tapate; Jeus, Benjamin, Ehud, Kenaan, Zethan, tarsis, Ahisahar.
11Ivo vose vakanga vari vanakomana vaJedhiyaeri, vachiverengwa vakuru vedzimba dzamamdzibaba avo, varume vane simba noumhare, vakasvika zviuru zvine gumi nezvinomwe namazana maviri, vakanga vachigona kuenda kuhondo kundorwa.
11Hiaite tengteng Jediael tapate ahi uh, a pipute uh inkote lupente dungjuiin, mi hat hangsan, sing khat leh sang sagih leh za nih ahi uh, kidouna adia sepaih pawla kuankhe thei dingte.
12NaShupimiwo, naHupimi, vanakomana vaIri, naHushimi, vanakomana vaAheri.
12Suppim leng Huppim, Ir tapate, Husim, Aher tapate.
13Vanakomana vaNafutari: Jazieri, naGuni, naJezeri, naSharumi, vanakomana vaBhiriha.
13Naphtali tapate; Jahziel, Guni, Jezer, Sallum, Bilhah tapate.
14Vanakomana vaManase: Asirieri, waakaberekerwa nomukadzi wake; (murongo wake muArami akabereka Makiri baba vaGiriyadhi;
14Manassi tapate, Asriel, a jiin a suan: (a mei Aram numeiin Gilead pa Makir a suang hi;
15Makiri akawana mukadzi worudzi rwaHupimi naShupimi, zita rehanzvadzi yake raiva Maaka;) zita rowechipiri rakanga riri Zerofehadhi; Zerofehadhi akanga anavakunda.
15Huan Makirin Huppim leh Suppim sanggamnu a min Maak jiin pi a; ) huan a nihna min Zelophehadin tanute a nei hi.
16Maaka mukadzi waMakiri akabereka mwanakomana, akatumidza zita rake Pereshi; zita romunin'ina wake raiva Shereshi, vanakomana vake vakanga vari Urami naRakemi.
16Huan Maak Makir jiin tapa a neia, a minin Peres a saa; huan a unaupa min Seres ahi; huan a tapate Ulam leh Rakem ahi uh.
17Vanakomana vaUrami: Bhedhani. Ndivo vanakomana vaGiriyadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase.
17Huan Ulam tapate; Bedan. Hiaite Gilead tapate ahi uh Makir tapa, Manassi tapa.
18Hanzvadzi yake Hamoreketi akabereka Ishodhi, naAbhiezeri, naMara.
18Huan a sanggamnu Hammoieketin Ishbod, Abiezer, Mahlah a nei a.
19Vanakomana vaShemidha: Ahiani, naShekemu, naRiki naAniami.
19Huan Semid tapate Ahian, Sekem, Likhi, Aniam ahi uh.
20Vanakomana vaEfuremu: Shutera, naBheredhi mwanakomana wake, naTahati mwanakomana wake, naEreadha mwanakomana wake, naTahati mwanakomana wake,
20Huan Ephraim tapate; Suthelah, Bered a tapa, Tahath a tapa, Elead a tapa, Tahath a tapa,
21naZabhadhi mwanakomana wake, naShutera mwanakomana wake, naEzeri, naEreadhi; ivo vakaurawa navanhu veGati vakanga vakaberekerwa panyika iyo, nekuti vakanga vaburukira kwavari kuzotora zvipfuwo zvavo.
21Huan Zabad a tapa, Suthel a tapa, Ezer, Elead, a gante uh la mang dinga a hongpai suk gamsunga om Gath miten a thatta uh.
22Efuremu baba vavo akavachema mazuva mazhinji, hama dzake dzikauya kuzomubata ruoko.
22Huan a pa uh Ephraimin ni tampi a suna, huchiin a unaute amah lungmuan dingin a hong uh.
23Akapinda kumukadzi wake, iye akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Bheriya; nekuti imba yake yakanga ichitambudzika.
23Huan a ji kiangah a hoha, nau a paia, tapa a neia, a insung a tuahsiat jiakin a min dingin Beria a sata hi.
24Mukunda wake waiva Sheera, iye akavaka Bhetihoroni rezasi nerokumusoro, neUzenisheera.
24Huan a tanu Sira ahi a, Beth-horon nuainung leh tungtung leh Uzzen-sera lamnu.
25Mwanakomana waEfuremu aiva Refa, naReshefi, naTera mwanakomana wake, naTahani mwanakomana wake;
25Huan Repha a tapa ahi, Reseph leng; Reseph tapa Tela, Tahan a tapa;
26naRadhani mwanakomana wake, naErishama mwanakomana wake,
26Ladan a tapa, Ammihud a tapa, Elisam a tapa;
27naNuni mwanakomana wake, naJoshua mwanakomana wake.
27Nun a tapa, Josua a tapa.
28Nyika yavo nokwavakanga vagere ndiBhetieri nemisha yaro; nokumabvazuva, Naarani, nokumavirira Gezeri nemisha yaro; neShekemu nemisha yaro, kusvikira paAza nemisha yaro;
28Huan a neihte uleh a tennate uh Bethel leh huaia khuate ahi, suahlamah Naaran, tumlamah Gezer, huaia khopite toh, huaia Azzah leh khopite tanin:
29nokumiganhu yavana vaManase. Bhetisheani nemisha yaro, neTaanaki nemisha yaro, neMegidho nemisha yaro, neDhori nemisha yaro.
29Huan Manassi tate gamgi chinah, Beth-sean leh, a khopite, Taanak leh a khopite, Megiddo leh a khopite, Dor leh a khopite, Hiaite ah Israel tapa Joseph tate a teng uhi.
30Vanakomana vaAsheri: Imina, naIshivha, naIshivhi, naBheriya, naSera hanzvadzi yavo.
30Aser tapate; Imna, Isva, Isvi, Beria, Sera a sanggamnu uh.
31Vanakomana vaBheriya: Hebheri, naMarikieri, waiva baba vaBhirizaiti.
31Huan Beria tapate, Heber, Malkiel, Birzaith pa.
32Hebheri akabereka Jafureti, naShomeri, naHotami, naShua hanzvadzi yavo.
32Huan Heberin Japhlet, Somer, Hotham, Sua a sanggamnu uh a suang a.
33Vanakomana Jafureti: Pasaki, naBhimari, naAshivati. Ndivo vanakomana vaJafureti.
33Huan Japhlet tapate; Pasak, Bimhal, Asvat. Hiaite Japhlet tate ahi uh.
34Vanakomana vaShemeri: Ahi, naRoga, naJehubha, naArami.
34Huan Semer tapate; Ahi, Rohga, Jehubba, Aram.
35Vanakomana vaHeremi munin'ina wake: Zofa, naImina, naShereshi, naAmari.
35Huan Helem a unaupa tapate; Zopha, Imna, Seles, Amal.
36Vanakomana vaZofa: Shua, naHarineferi, naShuari, naBheri, naImira;
36Zopha tapate; Sua, Hernephar, Sual, Beri, Imra;
37naBheseri, naHodhi, naShama, naShirisha, naItirani, naBheera.
37Bezer, Hod Samma, Silsa, Ithran, Beera.
38Vanakomana vaJeteri: Jefune, naPisipa, naAra.
38Haun Jether tapate; Jephunne, Pispa, Ara.
39Vanakomana vaUra: Ara, naHanieri, naRizia.
39Huan Ulla tapate; Ara, Hanniel, Rizia.Hiaite tengteng Aser tate ahi uh, pipute inkote lupente, mihat, tel, hangsan, lalte laka lalte. Huan kidouna nasepna dinga Khangthusutnaa simin amau zah sing nih sang guk ahi uhi.
40Ava vose vaiva vana vaAsheri, vari vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, varume vakanga vakatsaurwa, vane simba noumhare, vakuru vamachinda. Vakaverengwa namazita avo, ivo vaigona kurwa, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvitanhatu.
40Hiaite tengteng Aser tate ahi uh, pipute inkote lupente, mihat, tel, hangsan, lalte laka lalte. Huan kidouna nasepna dinga Khangthusutnaa simin amau zah sing nih sang guk ahi uhi.