1Zvino negore rechinomwe Jehoyadha akazvisimbisa, akaita sungano navakuru vamazana, vaiti: Azaria mwanakomana waJerohami, naIshimaeri mwanakomana waJehohanani, naAzaria mwanakomana waObhedhi, naMaaseya mwanakomana waAdhaya, naErishafati mwanakomana waZikiri.
1Huan, a kum sagih kumin Jehoiada a kihatsaka, sepaih za heutu, jehoram tapa Azaria te, Jehohanan tapa Ismael te, Obed tapa Azaria te,. Adai tapa Maasei te, Zikri tapa Elisaphat te kiangah thu a khung hi.
2Vakapota nenyika yaJudha, vakakokera vaRevhi vapamaguta ose aJudha, navakuru vedzimba dzamadzibaba aIsiraeri, vakasvika Jerusaremu.
2Huan, Juda gamah a vak ua, Juda gam kho chiha Levite leh Israelte inkuan intekte a kaikhawm ua, Jerusalem a vatung tou uh.
3Ungano yose ikaita sungano namambo mumba maMwari. Iye akati kwavari, Tarirai, mwanakomana wamambo achabata ushe, sezvakarehwa naJehovha pamusoro pavanakomana vaDhavhidhi.
3Huan, kikaikhawmte tengtengin pathian in ah kumpipa kiangah thu a khung uh. Huan a kiang uah, ngai dih ua, TOUPAN David tapate tungtang thu a na gen bangin kumpipa tapa a lal ding ahi.
4Munofanira kuita kudai, imwi munopinda nesabata, chetatu chenyu chavapristi navaRevhi, munofanira kuva varindi vemikova;
4Na hih ding uh hichibang ahi, sianpute leh Levite khawlnia hongkuan sekte seh thuma khena seh khat kongkhakngakmite na hi ding ua;
5chimwe chetatu chinofanira kuva paimba yamambo, nechimwe chetatu pasuwo renheyo; navanhu vose vanofanira kuva pavazhe dzeimba yaJehovha.
5Huan, seh thuma khena seh khat kumpipa in ah na om ding ua; huan seh thuma khena seh khat kulh kongpi ah; huan mipi tengteng bel TOUPA in intual sungah a om ding uh.
6Asi ngakurege kuva nomunhu mumwe anopinda mumba maJehovha, asi vapristi navaRevhi vanobatamo; ivo ngavapinde nekuti vatsvene; asi vanhu vose vanofanira kurinda imba yaJehovha.
6Himahleh, siampute leh nasemmi Levite kia ngallou kuamah TOUPA in ah lut kei un, amau bel a siangthou jiak un a lut ding ua, mipi tengteng bel TOUPA hungaiha a om ding uh ahi.
7VaRevhi vanofanira kukomba mambo, mumwe nomumwe akabata nhumbi dzokurwa nadzo muruoko rwake; Ani naani anopinda paimba, anofanira kuurawa; mugare namambo kana achipinda uye kana achibuda.
7Huan, Leviten a galvan uh tawiin kumpipa a um ding ua; huan kuapeuh ina honglut thah ding ahia; huan kumpipa a pawt leh a lutin amah kiangah om jel un, a chi a
8Naizvozvo vaRevhi navaJudha vose vakaita zvose zvavakarairwa nomupristi Jehoyadha; mumwe nomumwe akatora vanhu vake, ivo vaifanira kupinda nesabata naivo vaifanira kubuda nesabata; nekuti mupristi Jehoyadha haana kutendera mapoka kuenda.
8Huchiin Levite leh Juda tengteng in siampu Jehoiada thupiak bangbang in a hih ua; huan, amaute heute chiat khawlnia hongkuan dingte leh khawnia tawp dingte a pi ua; siampu jehoiadain a tawp ding pawl lah a tawpsak nai ngal kei a.
9mupristi Jehoyadha akapa vakuru vamazana mapfumo, nenhovo, nenhovo duku, zvaiva zvamambo Dhavhidhi, zvakanga zviri mumba maMwari.
9Huan, siampu jehoiada in sepaih za heutute TOUPA ina om kumpipa David tei leh lum neu leh lum liante a piaa.
10Akarongedza vanhu vose, mumwe nomumwe akabata nhumbi dzokurwa nadzo muruoko rwake, kubva kurutivi rworudyi rweimba kusvikira kurutivi rworuboshwe rweimba, napaaritari neimba, vakakomba mambo.
10Huan, mite galvan tawi chiatin intaklam sang a a kipanin vei lamsang tanin maitam leh in umin kumpipa a umsaka.
11Ipapo vakabudisa mwanakomana wamambo, vakamudzika korona, vakamupa chipupuriro, vakamuita mambo; Jehoyadha navanakomana vake vakamuzodza; vakati, Mambo ngaararame!
11Huchiin kumpipa tapa a honpi khia ua, lallukhu a khusak ua, thutheihsakna a pia ua, kumpipain a bawl ua, Jehoiada leh a tapaten thau a nilh ua, pathianin kumpipa hondam hen, a chi ua.
12Zvino mambo Ataria vakati vachinzwa mhere-mhere yavanhu vakanga vachimhanya nokurumbidza mambo, vakapinda kuvanhu mumba maJehovha;
12Huan, Athaliain mipi kumpipa pahtawia a kiphu motmot husa uh a jakin TOUPA in ah mipi lakah a vahoha;
13akatarira, akaona mambo amire pambiru yake pavaipinda napo, navakuru navane hwamanda vamire kuna mambo; vanhu vose venyika vakafara, vakaridza hwamanda; vaimbiwo vakaridza zvokuridza nazvo, vakaraira vairumbidza nokuimba kwavo. Ipapo mambo Ataria vakabvarura nguvo dzavo, vakati, Ndamukirwa, ndamukirwa!
13Huan, a ena, ngaiin, kongpia khuam bulah kumpipa a dinga, a kiangah sepaih heutute leh pengkul mutmite toh; huan huai gama mi tengtengin nuam a sa mhmah ua, pengkulte a mut juajua ua; huan lasa miten a thil ging theite uh tumin phatna la a sa khawm uh. Hichiin Athaliain a puante a botkeka, Gamsawmna; gamsawmna ahi ve; achi a.
14Mupristi Jehoyadha akabudisa vakuru vamazana vairaira hondo, akati kwavari, Mubudisei pakati pemisara yavanhu; ani naani anomutevera iye, ngaaurawe nomunondo; nekuti mupristi wakati, Regai kumuuraya mumba maJehovha
14Huan, siampu jehoiadain sepaihte tunga heutu dia seh sepaih za heutute a pi khiaa, a kiang uah, sepaihte kikalah pawt sak unla, huan kuapeuh a juijui namsaua satlup hi hen, a chi a; siampu in TOUPA in ah jaw thah ding a hikei hi, a nachita ngala.
15Naizvozvo vakamudziurira nzira, vakaenda nenzira yaipinda mabhiza nayo kumba kwamambo, vakamuurayirapo.
15Huchiin lampi a awm ua, huan, sakol lutna kongpi ah kumpipa in ah a hoha, huaiah a that uh.
16Ipapo Jehoyadha akaita sungano, iye navanhu vose namambo, kuti vave vanhu vaJehovha.
16Huan, Jehoiada in amah leh mipi tengteng leh kumpipa kikalah TOUPA mite hi dingin thu a khungta.
17Vanhu vose vakaenda kumba kwaBhaari, vakaiputsa; vakaputsanya aritari dzake nemifananidzo yake, vakauraya Matani mupristi waBhaari pamberi pearitari.
17Huan, mipi tengteng Baal in ah a hoh ua, a hihsia ua, a maitam te, a limte a hihtam dimdem ua, Baal siampu Matam bel maitam bulah a that uh.
18Jehoyadha akaraira mabasa eimba yaJehovha kuti atarirwe navapristi vaRevhi, vakanga varongedzwa naDhavhidhi mumba maJehovha, kuti vapisire Jehovha zvipiriso zvinopiswa, sezvakanyorwa pamurayiro waMozisi, nomufaro nokuimba, sezvakanga zvarairwa naDhavhidhi.
18Huan, Jehoiada in, Mosi dan bua a gelh banga nuamsa tak leh lasa kawma, Davidin TOUPA ina TOUPA kianga halmang thillat lan dinga a naseh siampu Levite nuaia sem dingin Davd thupiak bangin TOUPA biakin ngakmi dingte a sep hi.
19Akagadzawo vatariri pamusuwo eimba yaJehovha, kuti parege kupinda munhu wakasvibiswa nechinhu chipi nechipi.
19Sangthou lou peuhmah a lut louhna ding un TOUPA in kongkhak ngak mite a sep hi.
20Akaenda ana vakuru vamazana, navaikudzwa, navabati vavanhu, navanhu vose venyika, vakaburusa mambo paimba yaJehovha, vakapinda mumba mamambo napasuwo rokumusoro, vakagadza mambo pachigaro choushe.
20Huan, ja tunga heutute, mi hoihte, mipi ukmi te, huai gam mi tengteng api a, TOUPA a ina kumpipa a vapi khia ua; kongkhak saknung jawah kumpipa in lamah a hoh ua, kumpipa a gam laltutphah ah a tusak ta uhi.Huchiin, huai gama mi tengteng nuamsa takin a om ua, khua galmuangin a omta a; Athalia bel namsauin a that uh.
21Naizvozvo vanhu vose venyika vakafara, guta rikanyarara; asi Ataria vakanga vamuuraya nomunondo.
21Huchiin, huai gama mi tengteng nuamsa takin a om ua, khua galmuangin a omta a; Athalia bel namsauin a that uh.