Shona

Paite

2 Chronicles

24

1Joashi akanga asvika makore manomwe pakutanga kwake kubata ushe; akabata ushe paJerusaremu makore makumi mana; zita ramai vake rakanga riri Zibhia weBheerishebha.
1Joas bel a lal pattungin kum sagiha upa ahi; Jerusalem ah kum sawmli a lala; a nu min Zibia, Beer-seba mi ahi.
2Joashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha mazuva ose omupristi Jehoyadha.
2Huan, Joasin siampu Jehoiada damsung in TOUPA mitmuhin thil hoih a hih.
3Jehoyadha akamutsvakira vakadzi vaviri; akabereka vanakomana navanasikana .
3Huan, Jehoiadain ji nih a nei a nei saka, tanu leh tapate a nei hi.
4Zvino shure kwaizvozvi Joashi akarangarira kuvandudza imba yaJehovha.
4Huan, hichi ahi a, huai nungin Joasin TOUPA in bawl phat lungsimin a nei a.
5Akakokera vapristi navaRevhi, akati kwavari, Budirai kumaguta aJudha, muunganidze kuvalsiraeri vose mari yokugadzirisa nayo imba yaMwari wenyu gore rimwe nerimwe; uye mubve machimbidzikira chinhu ichi! Asi vaRevhi havana kuchimbidzika.
5Siampute leh Levite a kaikhawma, Judate khua ahte hoh unla kum tenga na pathian in uh bawl phatna dingin Israel mi tengteng kiangah dangka vakhonkhawm dih ua, jekai kei un, chi a. Himahleh Levite a kintat tuan kei uh.
6Zvino mambo akadana mukuru Jehoyadha, akati kwaari, Makaregereiko kuraira vaRevhi kundounganidza mutero waMozisi muranda waJehovha paJudha napaJerusaremu napaungano yaIsiraeri, zviiswe patende rechipupuriro?
6Huan, kumpipan siampu lalpen Jehoiada a sama,. a kiangah, Bangdia Levite TOUPA sikha Mosi leh Israel mipite seh theihsakna puanin adia thoh bikhiah seh Juda mi leh Jerusalem mite thoh dinga phut lou na hia?
7nekuti vanakomana vaAtaria, mukadzi uya wakaipa, vakanga vaputsa imba yaMwari; nezvinhu zvose zveimba yaJehovha, zvakanga zvakatsaurirwa Mwari, vakazvipa vaBhaari.
7Mi gilounu Athalia tapaten lah pathian in a hihse khinta ngal uai, huan, TOUPA ina thillat tengteng Baal te a pe khin behlap lai ngal ua, achi a
8Naizvozvo mambo akaraira, vakaveza bhokisi, vakariisa kunze kwesuwo reimba yaJehovha.
8Huchiin, kumpipan thu a piaa, bawm a bawl ua, TOUPAin kongpi polamah a koih ua.
9Zvino vakatuma shoko pakati paJudha neJerusaremu, kuti vanhu vavigire Jehovha mutero wakarairwa vaIsiraeri murenje naMozisi muranda waMwari.
9Huan, gamdaia pathian sikha Mosiin Israel mite hih dinga thoh bikhiah a seh TOUPA dinga honthoh dingin Juda gam tengteng leh Jerusalem ah thu a thangsakta hi.
10Machinda ose navanhu vose vakafara, vakauya nazvo, vakazvikanda mubhokisi, kusvikira vapedza.
10Huchiin miliante leh mipite a kipak ua, a dangka te uh a honla ua, a khon khit masiah uh bawmah a hongkoih ekek maimah uhi.
11Zvino nguva dzose kana bhokisi richiiswa paimba yamambo namaoko avaRevhi, kana vakaona kuti mari zhinji yavamo, munyori wamambo nomutariri womupristi mukuru vakauya vakadurura zviri mubhokisi, vakaritora ndokuridzoserazve panzvimbo yaro. Vakaita kudaro zuva rimwe nerimwe, vakaunganidza mari zhinji.
11Huan, Leviten kumpipa upate kianga bawm a hontawi ua, dangka tampi a om chih a theih un kumpipa laigelhmi leh siampu kumpipa seh upain bawm akipan a bung khiaa, a la ua, a mun ah a koih nawn uh. huchibangin ni tengin a hih ua, dangka tampi a kholkhawm ta uhi.
12Zvino mambo naJehoyadha vakaipa vaibata mabasa paimba yaJehovha; vakaripira vavezi vamabwe namatanda, kuti vavandudze imba yaJehovha, navapfuri vamatare nendarira, kuti vagadzire imba yaJehovha.
12Huan, kumpipa leh jehoiadain TOUPA in nasem mite khutah a pia ua, TOUPA in bawl pha dingin suang sekmite leh khutsiamte a guai ua, huan, TOUPA in bawl pha dingin sik leh dala khutsiamte leng.
13Naizvozvo vabati vakabata, basa rikapedzwa navo; vakamutsiridza imba yaMwari sezvayakanga yakaita kare, vakaisimbisa.
13Huchiin, nasemmite asual ua, a sem hoih mahmah mai ua, Pathian in a ngei bang geihin a bawl pha ua, a dingkip nawn ta hi.
14Zvino vakati vapedza, vakauya nemari yakasara kuna mambo naJehoyadha, vakaita nayo midziyo yeimba yaJehovha, iri midziyo yokubata nayo, nokubayira nayo, nezvirongo nemidziyo yendarama nesirivha. Vaibayira zvipiriso zvinopiswa mumba maJehovha mazuva ose aJehoyadha.
14Huan, a zoh un dangka omlai teng kumpipa leh Jehoiada kiangah a hontawi ua, huaiin TOUPA ina nasep nadinga tuium-belsuan te latna tuiumbelsuan te, sikkeu te leh dangkasik tuiumbelsuante nangawn a bawl uh. Huchiin Jehoiada dam sungin TOUPA in ah halmang thillat alan thek uh.
15Asi Jehoyadha akazokwegura, akava namazuva mazhinji ndokufa; akanga ana makore ane zana namakumi matatu pakufa kwake.
15Himahleh Jehoiada bel upa pi tekkuna damin a sita. A sihin kum ja leh sawmthum upa ahi.
16Vakamuviga paguta raDhavhidhi pakati pamadzimambo; nekuti akanga aitira Mwari neimba yake zvakanaka pakati paIsiraeri.
16Huan Israelte lakah pathian tungah leh a in tungtanga thil a hih hoih jiakin David khopi ah kumpipate lakah a vui uhi.
17Zvino Jehoyadha akati afa, machinda aJudha akasvika, akanamata mambo. Ipapo mambo akavateerera.
17Huan, Jehoiada sih nungin Juda miliante ahong kuan ua, kumpipa kiangah toulutna a bawl uh. Kumpipan a thu uh a napom.
18Vakasiya imba yaJehovha Mwari wamadzibaba avo, vakashumira matanda okunamata nawo nezvifananidzo; Mwari akatsamwira Judha neJerusaremu pamusoro pemhaka iyi.
18Huchiin a pi leh pute uh Pathian TOUPA in a lehngatsan ua, Aserte leh milimte na a semta uh: huan, a khelhna uh jiakin Judate leh Jerusalem tungah hehna a hongtung ta hi.
19Kunyange zvakadaro akavatumira vaporofita kuzovadzoserazve kuna Jehovha; ivo vakavapupurira, asi vakaramba kunzwa.
19Himahleh TOUPA kianga pi kik dingin a kiang uah jawlneite a sawla, a mohdan te uh a theisak ua, himahleh a bil uh a doh nuam tuan kei uh.
20Ipapo Mweya waMwari wakauya pamusoro paZekariya, mwanakomana womupristi Jehoyadha, akamira pakakwirira pamberi pavanhu, akati kwavari, Zvanzi naMwari, Munodarikireiko mirairo yaJehovha, muchiramba kufara? Zvamasiya Jehovha, naiye wakakusiyayiwo.,
20Huan, siampu Jehoiada tapa Zekaria tungah Pathian kha a hongtunga, amah mipi tung lamah a dinga, a kiang uah, Pathian in hichiin a chi, Bangdia lamzan theihlouh loha TOUPA thupiak hihsia na hi ua? TOUPA na lehngatsan jiak un aman leng nou a honlehngatsan ahi, a chi a.
21Ipapo vakarangana, vakamutaka namabwe paruvazhe rweimba yaJehovha, varairwa namambo.
21Huan amah a sawmta ua, kumpipa thupiakin TOUPA biakin huangsungah suangin a denglumta uh.
22Nokudaro mambo Joashi haana kurangarira zvakanaka zvaakanga aitirwa naJehoyadha baba vake, asi akauraya mwanakomana wake. Zvino wakati achifa, akati, Jehovha ngaatarire chinhu ichi, achitsive.
22Huchibangin kumpipa Joasin a pa Jehoiada hehpihna thei gige louin a tapa a that ta hi. Huan, asih kuan in, TOUPAN a hongngaihtuah dinga, phu a honglak sak ding, a chi a.
23Zvino gore rakati ropera, hondo yavaSiria ikasvika kuzorwa naye; vakasvika paJudha napaJerusaremu vakaparadza machinda ose avanhu pakati pavanhu, vakatuma zvose zvavakapamba kuna mambo weDhamasiko.
23Huan, hichi ahia, kum a hongbeiin Suria sepaihten a hongsual ua; Juda gam leh Jerusalem ah al ut ua, a milian tengteng uh a hihman sak ua, Damaska kumpipa kiangah gallak sum tengteng a khak vekta uhi.
24Nekuti hondo yavaSiria yakauya neboka duku ravanhu; Jehovha akaisa pfumo guru-guru mumaoko avo, nekuti vakanga vasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo. Nokudaro vakaitira Joashi zvakanga zvatongwa naMwari.
24Suria sepaihte bel tawmchik kia a hongkuan ua; api leh pute uh Pathian TOUPA a lehngatsan jiak un TOUPAN sepaih tampite a khut uah a pia ahi. Huchibangin Joas tungah gawtna a tung sak uhi.
25Zvino vakati vabva kwaari (nokuti vakamusiya achirwara kwazvo), varanda vake vakarangana pamusoro pake nemhaka yeropa ravanakomana vomupristi Jehoyadha, vakamuurayira panhovo yake, akafa; vakamuviga muguta raDhavhidhi, asi havana kumuviga kumarinda amadzimambo.
25Huan, a paisan nung un (natna thupi tak thuakin a paisan ua) amah mite ngeiin siampu Jehoiada tapate sisan jiakin a sawm ua, a lupnaa lum lai a that ua, a sita hi: David khopi ah a vui ua, himahleh kumpipate hanah a phum tei kei uh.
26Vakarangana pamusoro pake ndivava: Zabhadhi mwanakomana waShimeati, mukadzi muAmoni, naJehozabhadhi mwanakomana waShimiriti mukadzi muMoabhu.
26Hiaite amah sawmmite ahi uh; Amon mi Simeath tapa Zabad leh Moab mi Simrith tapa Jehozabad.Huchiin a tapate tungah thute, a tunga puakgik tak hong kingak tungtang thu te; Pathian in a bawlphat tungtang thu te, ngai dih kumpipa tanchin hilhchianna bu ah gelh ahi. Huan, a sikin a tapa Amazia a lalta hi.
27Zvino kana zviri zvavanakomana vake, namashoko makuru avaporofita akarehwa pamusoro pake, nokumutsiridzwa kweimba yaMwari, tarirai zvakanyorwa padudziro yebhuku yamadzimambo. Amazia mwanakomana wake akamutevera paushe.
27Huchiin a tapate tungah thute, a tunga puakgik tak hong kingak tungtang thu te; Pathian in a bawlphat tungtang thu te, ngai dih kumpipa tanchin hilhchianna bu ah gelh ahi. Huan, a sikin a tapa Amazia a lalta hi.