1Ahazi akanga ana makore makumi maviri pakutanga kwake kubata ushe; akabata ushe paJerusaremu makore gumi namatanhatu; asi haana kuita zvakarurama pamberi paJehovha, sababa vake Dhavhidhi;
1Ahaz bel a lal pattungin kum sawmniha upa ahi a; huan, Jerusalem ah kum sawm leh kum guk a lala: a pu David bangin TOUPA mitmuhin thil hoih a hih tei kei.
2asi wakafamba nenzira dzamadzibaba aIsiraeri, akaitira vaBhaariwo zvifananidzo zvendarira yakanyauswa.
2Israel kumpipate lampi a jui jaw a, Baalte adin milim suntawmte a bawl lai hi.
3Uye akapisawo zvinonhuhwira pamupata womwanakomana waHinomi, akapisa vana vake mumoto, sezvainyangadza zvavahedheni, vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana vaIsiraeri.
3Hinom tapa guamah gimlim te a hala, TOUPAN Israel suante maa a delhkhiak namten thil kihhuai tak a hih sek bang un a tate uh meiah a lut sak uh.
4Akabayira nokupisa zvinonhuhwira pamatunhu akakwirira, napazvikomo, napasi pemiti yose mitema.
4Huan, mun sang ah te, tang ah te, singhing nuaiah te a kithoiha, gimlimte a hal sek hi.
5Saka Jehovha Mwari wake akamuisa muruoko rwamambo weSiria; vakamukunda, vakaenda navanhu vake vazhinji vakatapwa, vakandovaisa Dhamasiko. Naiye amene akaiswa muruoko rwamambo waIsiraeri, akamukunda, akauraya vazhinji-zhinji.
5Huaijiakin, TOUPA a pathian in Suria kumpipa khutah a piaa; a sual ua, a mite tampi slah a pih uh, Damaska ah a paipih uhi. Huan, Israel kumpipa khuta piak ahi laia, aman tampi a that ahi.
6nekuti Peka mwanakomana waRemaria akauraya paJudha vanhu vane zviuru zvine zana namakumi maviri pazuva rimwe; vose vari varume voumhare; nekuti vakanga vasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo.
6Remalia tapa Pekain Juda gamah nuaikhat leh singnih ni khatin a that, a vek un mi hangsan chiat ahi uh; a pi leh pute uh TOUPA Pathian a lehngatsan jiak un.
7Zikiri murume waEfuremu, akanga ane simba, akauraya Maaseya mwanakomana wamambo, naAzirikami mutariri weimba, naErikana mukuru kutevera mambo.
7Huan, Ephraim mi hat Zikriin kumpipa tapa maasei leh in sung upa Azrikam leh Elkan, kumpipa zom a thata.
8Vana valsiraeri vakatapa pakati pehama dzavo vanhu vane zviuru zvina mazana maviri, vakadzi, vanakomana, navanasikana, vakapambawo zvizhinji kwavari; vakandoisa Samaria izvo zvakapambwa.
8Huan, Israel suanten a unaute uh nuainih, numei te, a tapa te uh, a tanu te uh salah a pi ua; gallak tam tak a laksak lai uh, gallak pen samari ah a tun uh.
9Asi kwakanga kuno muporofita waJehovha, wainzi Obhedhi; iye akaenda kundosangana nehondo yakanga youya Samaria, akati kwavari, Jehovha Mwari wamadzibaba enyu akanga atsamwira vaJudha, saka akavaisa mumaoko enyu, makavauraya nehasha dzakasvikira kudenga.
9Himahleh hualaiah TOUPA jawlnei a na oma, a min Obed ahi,; Samari-a hong paiding sepaihte a vaidawna, a kiang uah, ngai dih uh, TOUPA na pi leh pute uh Pathian Judate tungah a heh a, na khut ua honpia ei ve, heha na thahna un van a sun touta hi.
10Zvino munoti muchamanikidza vana vaJudha naveJerusaremu, vave vatapwa venyu varanda navarandakadzi; ko imwi hamune mhosvawo mumene pamberi paJehovha Mwari wenyu here?
10Huan, Juda leh Jerusalem mite sikhanu leh sikhapa bawl na tum ua: himahleh noute ngeiin leng TOUPA na pathian uh tungah na hihkhial tei uh ahi kei maw?
11Naizvozvo zvino chindinzwai, mudzose vatapwa vamakatapa pakati pehama dzenyu; nekuti Jehovha akutsamwirai kwazvo.
11Huaijiakin, ka thu pom unla, na unaute uh sala na mat salte uh paisak nawn un; TOUPA hehna thupi tak main a tunguah a om hi. achi a.
12Ipapo vamwe vakuru vavana vaEfuremu, vaiti: Azaria mwanakomana waJohwanani, naBherekia mwanakomana waMeshiremoti, naJehizikia mwanakomana waSharumi, naAmasa mwanakomana waHadhirai, vakadzivisa avo vabva pakurwa,
12Huchiin Ephraimte heutu khenkhat, Johanan tapa Azaria te, Mosillemoth tapa Berekia te, salum tapa Jehizkia te, Hadlai tapa Amasa ten kidouna akipana hongpaite a na khelh ua, a kiang uah.
13vakati kwavari, Hamungapindi pano navatapwa, nekuti munovavarira kuita chinhu chichatiparisa mhaka pana Jehovha, mugowedzera pazvivi zvedu nemhosva yedu; nekuti mhosva yedu ihuru, vaIsiraeri vatsamwirwa kwazvo naJehovha.
13Salte na honpi lut ding uh ahi kei: ka khelhna uh leh ka tatlekna uh behlapin, TOUPA tungah tatlekna non tungsaksin uh ahi, ka khelhna uh a thupi mahmah ngala, Israel mite tungah hehna thupi tak a om hi, ana chi ua.
14Ipapo varwi vakasiya vatapwa nezvakapambwa kumachinda neungano yose.
14Huchiin sepaihten milliante leh mipi maah salte leh gallak sumte a nusia uh.
15Zvino ava varume varehwa mazita avo, vakasimuka, vakatora vatapwa, vakafukidza vose vakanga vakashama pakati pavo nezvakapambwa, vakavapfekedza nokuvaisa shangu, ndokuvapa zvokudya nezvokumwa, vakavazodza, vakatasvisa vose vakanga vasine simba pambongoro, vakavaisa Jeriko, guta remichindwe, kuhama dzavo; ipapo vakadzokera Samaria.
15Huan, a min uh loh louhte a hong thou ua, salte a pi ua, gallak thilin vuaktanga om teng puansilh a guan ua, a van ua, khedapte a bun sak ua, nek ding leh dawn ding a pia ua, thau te a nilh ua, a hatloute tengteng sabengtung ah a tuang sak ua, tumsing khua, Jerikoa a unaute uh kiangah a pai sakta ua: huan, amau Samari ah a kik nawnta uh.
16Panguva iyo mambo Ahazi akatuma shoko kumadzibaba aAsiria, kuti vamubatsire.
16Huai lain kumpipa Ahazia Suria kumpipat e panpih dia chial dingin mi a sawla;
17Nekuti vaEdhomu vakanga vasvikazve, vakakunda vaJudha vakatapa vatapwa.
17Edomten Judate a va sual ua, sal dia hon mat thuk jiak un.
18NavaFirisitiawo vakanga vavamba maguta amapani, naaiva kurutivi rwezasi rwaJudha, vakakunda Bhetishemeshi, neAijaroni, neGedheroti, neSoko, nemisha yawo, neTimina, nemisha yaro, neGimizo nemisha yaro; vakagarapo.
18Huan, Philistiaten leng phai lam khuate leh Juda simte a hongla ua, Beth-semes te, Aijalon te, Gederot te, Soko te a khopelte toh, huan, Timna leh a khopelte, Gimzo leng a khopelte toh a la uh, huaiah a om uhi.
19Nekuti Jehovha akaninipisa vaJudha nokuda kwaAhazi mambo waIsiraeri; nekuti akanga aita zvakaipa paJudha, akatadzira Jehovha kwazvo.
19Israel kumpipa Ahaz jiakin TOUPAN Judate a vualel sak ahi: Judate tungah thanghuai takin thil a hih a, TOUPA tungah nakpu takin a khial ahi.
20Zvino Tirigatipirineseri mambo weAsiria akauya kuzorwa naye, akamumanikidza, asi haana kumukunda.
20Huan, Suria kumpipa Tilgah-pilneser a kiangah a paia, hihhat naksangin a hihmangbang jaw hi.
21Nekuti Ahazi akatora mugove wefuma paimba yaJehovha, napaimba yamambo, neyamachinda, akazvipa mambo weAsiria; asi hazvina kumubatsira.
21Ahazin TOUPA in leh kumpipa in leh milian ina mi thilte a laa, Suria kumpipa a piaa; himahleh a phattuam tuan ngal kei a.
22Asi panguva yokutambudzika kwake, akanyanya kutadzira Jehovha, iye mambo Ahazi.
22A mangbat lai takin leng hiai kumpipa Ahazin TOUPA tungah thil a hih khial semsem mawk hi.
23nekuti akabayira vamwari veDhamasiko, vakanga vamukunda, akati, Vamwari vamadzimambo aSiria zvavanovabatsira, ini ndichavabayirawo, kuti vandibatsirewo. Asi ivo vakamuparadza iye navalsiraeri vose pamwechete naye.
23Amah sual mi Damaska te pathian kiangah a kithoiha; Suria kumpipate pathianin amau a panpih jiakin kei leng a hon panpih theih na dingin a kiangah ka kithoih sin ahi, bang a chi a. Himahleh amah leh Israel mi tengteng siatna ahi ngala.
24Zvino Ahazi akaunganidza midziyo yeimba yaMwari akaputsanya midziyo yeimba yaMwari, akapfiga mikova yeimba yaJehovha; akazviitira aritari pose-pose paJerusaremu.
24Huan, Ahazin Pathian ina tuiumbelsuante a kaikhawm veka, Pathian ina tuiumbelsuante a hihkham veka, TOUPA in kongkhakte a khak bikbeka; huan, Jerusalem ning chihah maitam a bawl hi.
25Akaitawo matunhu akakwirira paguta rimwe nerimwe raJudha kuzopisira vamwe vamwari zvinonhuhwira ipapo, akatsamwisa Jehovha Mwari wamadzibaba ake.
25Huan, Juda kho tampi ah pathian dangte adia gimlim halna mun sang te a bawla, TOUPA a pi leh pute Pathian a hehsak.
26Zvino mamwe mabasa ake, netsika dzake dzose, dzokutanga nedzokupedzisira, tarirai zvakanyorwa mubhuku yamadzimambo aJudha naIsiraeri.
26A thilhih dangte tengteng leh a omdan tengteng a bul a kipana a tawp phain ngai dih, Judate leh Israel kumpipte tanchin bu ah a tuang hi.Huan, Ahaz bel a pi leh pute kiangah a ihmu a, Jerusalem khopi a vui ua; Israel kumpipate hanah a koih kei ua: huan, a tapa Hezekia a sikin a lalta hi.
27Ahazi akavata namadzibaba ake, vakamuviga muguta, imo muJerusaremu; nekuti havana kumuisa pamarinda amadzimambo aIsiraeri; Hezekia mwanakomana wake akamutevera paushe.
27Huan, Ahaz bel a pi leh pute kiangah a ihmu a, Jerusalem khopi a vui ua; Israel kumpipate hanah a koih kei ua: huan, a tapa Hezekia a sikin a lalta hi.