Shona

Paite

2 Chronicles

29

1Hezekia wakatanga kubata ushe asvika makore makumi maviri namashanu; akabata ushe paJerusaremu makore makumi maviri namapfumbamwe, zita ramai vake rakanga riri Abhija mukunda waZekariya.
1Hezekia bel kum sawmnih leh kum ngaa upa a hihna a lal pana; Jerusalem ah kum sawmnih leh kum kua a lala; a nu min Abija, Zekaria tanu ahi.
2Akaita zvakarurama pamberi paJehovha sezvose zvakaita baba vake Dhavhidhi.
2Huan, a pu David thilhih hihin TOUPA mitmuhin thil hoih a hih seka.
3Pagore rokutanga rokubata kwake ushe, nomwedzi wokutanga, akazarura mikova yeimba yaJehovha, akaigadzira.
3Aman a lal pat kum kha khatnaah TOUPA in kongkhak te a honga, a jem hoiha.
4Akapinza vapristi navaRevhi, akavaunganidza padare pamabvazuva,
4Siampute leh Levite a pi luta, suahlam sang mun za laiah a pi khawmna, a kiang uah,
5akati kwavari, Chindinzwai, imwi vaRevhi; chizvinatsai zvino, munatsewo imba yaJehovha Mwari wamadzibaba enyu; mutakurire kunze tsvina yose iri munzvimbo tsvene.
5Nou Levite aw, ka thu ngaikhia un; noute kihihsiangthou phot unla, huan, TOUPA, na pi leh pute uh Pathian in hihsiangthou unla, mun siangthou akipan ninte pai khia un
6nekuti madzibaba edu akadarika, vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wedu, vakamusiya, vakarega kutarira kuugaro hwaJehovha, ndokumufuratira.
6I pi leh pute un thil a nahihkhialta ua, TOUPA Pathian mitmuhin thil hoihlou a nahih ua, a nalehngatsan ua, TOUPA omna a lehngatsan ua, ananung ngat ta uh.
7Vakapfigawo mikova yeberere, nokudzima mwenje; havana kupisira zvipfungaidzo zvinonhuhwira, kana kubayira Mwari waIsiraeri zvipiriso zvinopiswa panzvimbo tsvene.
7Inlim kongkhakte a khak ua, khawnvakte a hihmit ua, Israelte Pathian mun siangthou ah gimlimte a hal kei ua, halmang thillatte leng a lan kei uh.
8Saka Jehovha akatsamwira vaJudha neJerusaremu, akavaita chityiso nechishamiso, chinoridzirwa muridzo, sezvamunoona nameso enyu.
8Huaijiakin TOUPA hehna Judate leh Jerasalem te tungah a oma, na mit ua na muh bang un, gam chih mual chiha sepsep ding leh lamdang sak ding leh nuihzat dingin a nabawlta ahi.
9nekuti tarirai, madzibaba edu akaparadzwa nomunondo; vanakomana vedu navanasikana vedu navakadzi vedu vakatapwa nokuda kwaizvozvi.
9Ngai dih ua, i pi leh pute uh namsaua vuallelh sakin a naom ua, i tanu leh I tapate uh, I jite uh, huaijiakin salah a naom uh.
10Zvino moyo wangu unoda kuita sungano naJehovha Mwari waIsiraeri, kuti kutsamwa kwake kukuru kubviswe kwatiri.
10Ngai dih ua, a hehna mahmah a then theihna dingin TOUPA Israelte Pathian kiangah thukhun ka tum hi.
11Vanakomana vangu, regai kuva vanhu vasine hanya zvino, nekuti Jehovha akakutsaurai kuti mumire pamberi pake, mumubatirei, nokuva vabatiri vake, nokumupisira zvinonhuhwira.
11Ka naute aw don louin om kei un, TOUPA na sem nahi ua, a maa a nasema om ding leh gimlim halmi dingin nou a hontelta ahi, a chi a.
12Ipapo vaRevhi vakasimuka, Mahati mwanakomana waAmasai, naJoeri mwanakomana waAzaria pakati pavanakomana vavaKohati, napakati pavanakomana vaMerari, Kishi mwanakomana waAbhidhi, naAzaria mwanakomana waJeharereri; napakati pavaGerishoni, Joa mwanakomana waZimima, naEdheni mwanakomana waJoa;
12Huchiin Levi mi Amasai tapa Mahat te, Kohat mi Azaria tapa Joel te; Merari tapate laka Abdi tapa Kis te, Jehallelel tapa Azaria te, Gerson mi Zim tapa Jo ate, Joa tapa Eden te,
13napakati pavanakomana vaErizafani, Shimiri naJeueri; napakati pavanakomana vaAsafi, Zekariya naMatania;
13Elizaphan tapate laka mi Simri leh Jeuel te: Asap tapate laka mi Zekaria leh matani te;
14napakati pavanakomana vaHemani, Jehueri naShimei; napakati pavanakomana vaJedhutuni, Shemaya naUzieri.
14Heman tapate laka mi Jeheul leh Simei te; Jeduthun tapate laka mi Semai leh Uziel te a kuan khia uh.
15Ivo vakaunganidza hama dzavo, vakazvinatsa, vakapinda sezvavakarairwa namambo namashoko aJehovha, kuti vanatse imba yaJehovha.
15A unaute uh a sam khawm ua, a kihihsiangthou ua, TOUPA thua kumpipa thupiak banga TOUPA in hihsiang dingin a lut ua.
16Vapristi vakapinda mukati meimba yaJehovha, kuti vainatse, vakabudisa marara ose avakawana mutemberi yaJehovha kuruvazhe rweimba yaJehovha. VaRevhi vakaatora, ndokuatakurira kunze kurukova Kidhironi.
16Huan, siampute a hihsiang dingin TOUPA in sung gill amah a lut ua, TOUPA biakina thil nin a muh tengteng uh TOUPA in kongah a la khia uh.
17Vakatanga kunatsa nezuva rokutanga romwedzi wokutanga, vakasvika paberere raJehovha nezuva rorusere romwedzi; vakanatsa imba yaJehovha namazuva masere; vakapedzisa nezuva regumi namatanhatu romwedzi wokutanga.
17Kha khatna ni khat niin a pan ua, huai kha ni giat niin TOUPA inlim a tung ua; huchiin ni giatin TOUPA in a hihsiangthou ua; kha khatna, ni sawm leh ni guk niin a zou vek uh.
18Ipapo vakapinda kuna mambo Hezekia mukati meimba yamambo, vakati, Tanatsa imba yose yaJehovha, nearitari yezvipiriso zvinopiswa, nenhumbi dzayo dzose, netafura yezvingwa zvokuratidza, nenhumbi dzayo dzose.
18Huchiin kumpipa Hezekia kiangah kumpipa in ah a lut ua, TOUPA in ka hihsiang vekta ua, halmang thillat latna maitam te, huaia tuiumbelsuan tengteng te, tanghou siahna dohkan te, huaia vanzat tengtengte leng.
19Uye nhumbi dzose dzakarashwa namambo Ahazi pakudarika kwake nguva yaakabata ushe, tadzigadzira nokudzinatsa; tarirai, dziri pamberi pearitari yaJehovha.
19Huan, kumpipa Ahazin a lal laia thil a hihkhelha, a paihmang tuiumbelsuan tengtengte leng la bawlzou vek ua, ka hihsiangthou lai ua; huan, ngai dih, TOUPA maitam ma lamah a om hi, a chi ua.
20Zvino mambo Hezekia akamuka mangwanani, akaunganidza machinda eguta, akaenda kumba kwaJehovha.
20Huchiin kumpipa Hezekia bel jingkhangin a thou a, khuaa miliante a sam khawma, TOUPA inah a hoh ta.
21Vakauya nenzombe nomwe, namakondobwe manomwe, namakwaiana manomwe, nenhongo dzembudzi nomwe, chive chipiriso chezvivi choushe neimba tsvene navaJudha. Akaraira vapristi ivo vanakomana vaAroni, kuti vazvibayire paaritari yaJehovha.
21Huan, gam leh mun siangthou leh Judate adinga khelh thoihna ding bawngtal sagih leh belamtal sagihg leh belam nou sagih leh keltal sagih a kai tou ua. Huan, Aron tapa siampute TOUPA maitama lan dingin thu a pia hi.
22Ipapo vakauraya nzombe, vapristi vakachinga ropa, ndokurisasa paaritari; vakauraya makondobwe, vakasasa ropa paaritari; vakaurayawo makwayana, vakasasa ropa paaritari.
22Huchiin bawngtalte a gou ua; siamputen sisan a la ua, maitam a theh ua: huan, belamtalte a gou ua, a sisanin maitam a theh uh; huan, belam noute leng a gou ua, a sisanin maitam a theh uh.
23Vakaswededzawo nhongo dzembudzi, chive chipiriso chezvivi pamberi pamambo neungano, vakaisa maoko avo pamusoro padzo;
23Huan, keltalte khelh thoihna dingin kumpipa leh mipite kiangah a honkai nai ua, a tunguah a khut uh a nga ua;
24vapristi vakadziuraya, vakaita chipiriso chezvivi neropa radzo paaritari, kuti vayananisire valsiraeri vose, nekuti mambo akaraira kuti vaIsiraeri vose vapisirwe chipiriso chinopiswa nechipiriso chezvivi.
24Huan siamputen agou ua, Israel mi tengteng adinga lemna bawlna dingin a sisan un maitam ah khelh thoihna a lan ua: Israel mi tengteng adingin.
25Akaisa vaRevhi mumba maJehovha, vana makandira, nemitengerangwa, nembira, sezvavakarairwa naDhavhidhi, uye nomuoni wamambo Gadhi, uye nomuporofita Natania; nekuti akanga ari Jehovha akaraira navaporofita vake.
25Huan, David leh kumpipa jawlnei Gad leh Jawlnei Nathan thupiak bangin TOUPA in ah Levite dakkhutbet te, pekging te, kaihgingte tum dingin a koih a; thupiaka jawlneite zanga TOUPA piak lah a hingala.
26VaRevhi vakamira nezvokuridza zvaDhavhidhi, navapristi vane hwamanda.
26Huan, Levite bel David bawl thil tum ging chi toh a ding ua, siampute pengkul toh.
27Hezekia akaraira kuti vabayire chipiriso chinopiswa paaritari. Zvino chipiriso chinopiswa chakati chichitanga kupiswa, rwiyo rwaJehovha ndokutangawo, uye hwamanda pamwechete nezvokuridza zvaDhavhidhi mambo waIsiraeri.
27Huan, Hezekiain maitama halmang thillat lan dingin thu a piaa. Huan, halmang thillat a honlat pat uleh TOUPA la pengkul leh Israel kumpipa David bawl thil tum ging toh a honsa pan lai uhi.
28Ungano yose ndokunamata, vaimbi vakaimba, navaridzi vehwamanda vakaridza; izvozvi zvose zvikaramba zvichiitwa kusvikira chipiriso chinopiswa chapera.
28Huan, mipiten Pathian chibai a buk ua, la siamten la a sa ua, pengkul mutmiten a mut ua, halmang thillat lat khit masiah huchibangin a hih nilouh uh.
29Zvino vakati vapedza kupisira, mambo navose vakanga varipo naye vakakotamira pasi, vakanamata.
29Huan, thillat a lat khit un kumpipa leh a kianga om teite tengtengin kunin Pathian chibai a buk uh.
30Mambo Hezekia namachinda vakarairawo vaRevhi kuimbira Jehovha vachimukudza namashoko aDhavhidhi nomuoni Asafi. Vakaimba nziyo dzokukudza nomufaro, vakakotamisa misoro yavo vakanamata.
30Huan, kumpipa Hezekia leh milianten Levite bel David leh jawlnei Asaph phuah phatna lasa dingin thu a pia a. Huan, nuamsa takin phatna la a sa ua, a kun ua, Pathian chibai a buk uh.
31Ipapo Hezekia akapindura, akati, Zvino zvamazvitsaurira Jehovha, swederai muuye nezvibayiro nezvipiriso zvokuvonga nazvo mumba maJehovha. Ungano ndokuuya nezvibayiro nezvipiriso zvokuvonga; vose, vakanga vanomoyo unoda, vakauya nezvipiriso zvinopiswa.
31Huchiin Hezekiain, TOUPA adingin na kihihsiangthou ta ua, hongnai unla, TOUPA in ah kithoihna leh kipahthu genna thillat honglan dih ua leh, a chi a. Huan, mipiten kithoihna te, kipahthu genna thillatte a honlan ua: a ututin halmang thillat a hong lan uh.
32Zvipiriso zvinopiswa, zvakauyiswa neungano, zvakasvika nzombe dzina makumi manomwe namakondobwe ane zana, namakwayana ana mazana maviri pakuwanda kwazvo; izvi zvose chakanga chiri chipiriso chokupisira Jehovha.
32Huan, mipiin halmang thillat a honglat zah uh bawngtal sawmsagih leh belamtal ja leh belam nou za nih ahi: hiaite tengteng TOUPA a dia halmang thillat ading vek ahi.
33Zvinhu zvakatsaurirwa Jehovha zvakasvika nzombe dzina mazana matanhatu, namakwai ane zviuru zvitatu.
33Thillat tengteng bawngtal zaguk, belamtal sang thum ahi.
34Asi vapristi vakanga vasingaringani, vakakoniwa kuvhiya zvipiriso zvose zvinopiswa, saka vaRevhi hama dzavo, vakavabatsira, kusvikira basa rapera, uye kusvikira vapristi vazvinatsa; nekuti moyo yavaRevhi yakanga yakarurama pakuzvinatsa kupfuura vapristi.
34Ahihhangin siampu a tawm lua ua, halmang thillat pen a sem seng kei ua; huaijiakin a unaute Leviten a kimansak ma un siampute a kihihsiangthou tanin a huh ua: (Levite siampute sangin kihihsiangthou thuah a ngentel zo ngal ua).
35Zvipiriso zvinopiswa zvakanga zvakawandawo kwazvo, namafuta ezvipiriso zvokuyananisa, nezvipiriso zvaidururwa zvechipiriso chimwe nechimwe chaipiswa. Naizvozvo basa reimba yaJehovha rakagadzirwa.
35Huan, halmang thillatte a tam tela, halmang thillat chih adinga lemna thillat thau te, dawn ding thillat adia te leng a tam mahmah sam hi. Huchiin TOUPA in nasep dan hoih takin a hih uh.Mipite adia Pathianin a bawl thil jiakin Hezekia leh mi tengteng a kipak mahmah ua; up louh pia thil hongom guih a hibehlap ngal a.
36Ipapo Hezekia akafara, navanhu vose, nokuda kwezvose zvakanga zvagadzirirwa vanhu naMwari; nekuti chinhu ichi chakaitwa nokuchimbidzika.
36Mipite adia Pathianin a bawl thil jiakin Hezekia leh mi tengteng a kipak mahmah ua; up louh pia thil hongom guih a hibehlap ngal a.