1Negore regumi namanomwe raPeka mwanakomana waRemaria, Ahazi mwanakomana waJotamu mambo waJudha wakatanga kubata ushe.
1Remalia Tapa Peka kum sawm leh kum sawm leh kum sagih a lal kumin Juda Kumpipa Jotham tapa Ahaz a lal pana.
2Ahazi akatanga kubata ushe ava namakore makumi maviri; akabata ushe paJerusaremu makore ane gumi namatanhatu. Asi haana kuita zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wake, sababa vake Dhavhidhi.
2Ahaz a lal pattungin kum sawmniha upa ahi; huan, Jerusalem ah kum sawm leh kum guk a lala. A pu David bangin TOUPA a Pathian mitmuhin thil hoih pipi a hih tei kei hi.
3nekuti wakafamba nenzira yamadzibaba aIsiraeri, akapinzawo mwanakomana wake mumoto netsika dzezvinonyangadza zvavahedheni, vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana vaIsiraeri.
3Israel kumpipate lampi tot a tawn teia, ahi, TOUPAN Israel suante maa a delh khiaksa namten thil kihhuai tak a hih jel bang un a tapa meiah a lutsak a.
4Akabayira nokupisa zvinonhuhwira napasi pemiti yose mitema.
4Huan, mun sangte, tangahte, sing hing chih nuaiah te a kithoiha, gimlim a hal sek a.
5Ipapo Rezini mambo weSiria, naPeka mwanakomana waRemaria mambo wIsiraeri, vakasvika Jerusaremu kuzorwa naye; vakakomba Ahazi, asi vakanga vasingagoni kumukunda.
5Huchiin Suria kumpipa Rezin, leh Israel kumpipa Remalia tapa Peka bel Jerusalem sual dingin a kuan tou ua; Ahaz a vaum ua, himahleh a zou theikei uh.
6Nenguva iyo Rezini mambo weSiria akadzoserazve Siria Erati, akadzinga vaJudha paErati; vakaenda Erati, vakagarapo kusvikira nhasi.
6Huai laiin Suria kumpipa Rezinin Elath khua Suria gam dingin a la nawna, Judate Elath khua akipan a delh khia; huan, Suriatein Elath khua a valuah ua, tutanin a om lai uh.
7Zvino Ahazi akatuma nhume kuna Tigiratipireseri mambo weAsiria, akati, Ndiri muranda wenyu nomwanakomana wenyu; uyai mundirwire muruoko rwamambo weSiria, nomuruoko rwamambo waIsiraeri, vanondimukira.
7Huchiin Ahazin Assuria kumpipa Tiglath-pilezer kiangah. Na sikha leh na tapa ka hi ka hia; kei honsual dinga hongkuan, Suria kumpipa khut akipan leh Israel kumpipa khuta kipan honhun khe dih ve, chiin mi a sawla.
8Ipapo Ahazi akatora sirivha nendarama zvakawanikwa mumba maJehovha, napafuma yeimba yamambo, akazvituma kuna mambo weAsiria, chive chipo.
8Huan, Ahazia TOUPA ina dangka leh dangkaeng om peuhmah, kumpipa ina gou koihkhawmna toh a laa, Assuria kumpipa kiangah kipahman dingin a khaka.
9Mambo weAsiria akamunzwa, mambo weAsiria akandorwa neDhamasiko, akarikunda, akatapa vanhu, akavaisa Kiri, akauraya Rezini.
9Huan, Assuria kumpipan a thugen a na poma; huchiin Assuria kumpipan Damaska khua a vasuala, a laa, a mite Kir gamah salin a pi a, Rezin a that hi.
10Zvino mambo Ahazi akaenda Dhamasiko kundosangana naTigiratipireseri mambo weAsiria, akaona aritari yakanga iri paDhamasiko; mambo Ahazi akatuma mufananidzo wearitari kuna Uriya mupristi, nomuvakirwo wayo, nomuitirwe wayo wose.
10Huan, kumpipa Ahaz bel Assuria kumpipa Tiglath-pileser houpih dingin Damaska khuaah a hoha, Damaska khuaa maitam a vamu-a huchiin kumpipa Ahazin huai maitam lim leh a bawl dan bang geih uh enton dingin siampu Urija kiangah a khaka.
11mupristi Uriya akavaka aritari yakafanana nezvose zvakanga zvatumwa namambo Ahazi achiri Dhamasiko, mupristi Uriya akaiita saizvozvo mambo Ahazi achigere kudzoka Dhamasiko.
11Huan, siampu Urijain maitam a bawla; kumpipa Ahazia Damaska khua akipana a khak bang geihin siampu Urijain Damaska khua akipana Ahaza hongpai nawn a nabawl khin keuhkeuh a.
12Zvino mambo wakati adzoka Dhamasiko, mambo akaona aritari, mambo akaswedera paaritari, kuzobayira pamusoro payo.
12Huan, Damaska khua akipan kumpipa a hongtun laiin maitam a mu a; huan, kumpipan maitam a naiha, a kah tou a.
13Akapisira pamusoro pearitari chipiriso chake chinopiswa, nechipiriso chake choupfu, akadururapo chipiriso chake chinodururwa, akasasirapo ropa rezvipiriso zvake zvokuyananisa.
13Huan, maitamah a halmang thillat te halin a tangbuang thillat te a lana, a dawn ding thillat a sunga, a lemna thillat te sisan a theh hi.
14Uye aritari yendarira, yaiva pamberi paJehovha, wakaibvisa pamukova weimba, pakati pearitari yake neimba yaJehovha, akaiisa kurutivi rwokumusoro rwearitari yake.
14Huan, TOUPA maa dal maitam, a maitam leh TOUPA in kikala, in majawna kipan a la suana a maitam mal lampangah a koih.
15Zvino mambo Ahazi akaraira mupristi Uriya, akati, Chipisira chipiriso choupfu chamangwanani paaritari huru, nechipiriso chamadekwana, nechipiriso chamambo chinopiswa, nechipiriso chake choupfu, nechipiriso chavanhu vose venyika, nechipiriso chavo choupfu, nezvipiriso zvavo zvinodururwa; uye usasire pamusoro payo, neropa rose rechipiriso chinopiswa, neropa rose rezvibayiro; asi aritari yendarira ndiyo yandichabvunza
15Huan, kumpipa Ahazin, Maitam lianpi ah jing lam halmang thillatte, nitak lam tangbuang thillat te, halmang thillat te, a tangbuang thillat te, I gam ua mipi tengteng halmang thillatte, atangbuang thillat te uh, a dawn ding thillat te utoh halin lan inla; huan, a tungah halmang thillat sisan tengteng leh, kithoihna sisan tengteng theh in; dal maitam bel kei houpihna ding ahi ding, chiin siampu Urija thu a pia hi.
16Naizvozvo mupristi Uriya akaita zvose zvaakanga arairwa namambo Ahazi.
16Huchiin siampu Urijain kumpipa Ahaz thupiak bangbangin a hihta hi.
17Mambo Ahazi akagura ukomba bwezvingoro, akabvisa mudziyo wokushamba pamusoro pazvo, akabvisawo dziva pamusoro penzombe dzendarira dzakanga dziri pasi paro, akariisa pachigadziko chamabwe.
17Huan, kumpipa Ahazin tunna kuakte a hihsiaih, kisilna bel a koih tuama; a tunna dal bawngtal akipanin loh a la khiaa, suanglep tungah a tung a.
18Nenzira, yaiva nedenga, yakaitirwa imba yezororo, yavakanga vavaka temberi, nomukova wamambo nechokunze, wakazvishandura mukati metemberi yaJehovha, nokuda kwamambo weAsiria.
18Huan, khawlni adinga tung nei lampi ina a bawl u leh in polama kumpipa jiakin TOUPA in dingin a kheng geiha.
19Zvino mamwe mabasa aAhazi aakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzibaba aJudha?
19Huchiin Ahaz thilhih tanchin dangte bel Juda kumpipate lal lai thu gelhna bu ah a tuang ahi kei maw?Huan, Ahaz bel a pi leh pute kiangah a ihmu a, a pi leh pute lakah David khopi ah a vuita uh; huan, a tapa Hezekia bel a sikin a lalta hi.
20Ahazi akavata namadzibaba ake, akavigwa muguta raDhavhidhi, Hezekia mwanakomana wake akamutevera paushe.
20Huan, Ahaz bel a pi leh pute kiangah a ihmu a, a pi leh pute lakah David khopi ah a vuita uh; huan, a tapa Hezekia bel a sikin a lalta hi.