1Zvino negore repfumbamwe, nomwedzi wegumi, nezuva regumi romwedzi, shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
1Kum kuana, kha sawmna, huai kha, ni sawm niin TOUPA thu ka kiangah a hongtung nawna,
2Mwanakomana womunhu, nyora zita nezuva, rezuva iro rino. Mambo weBhabhironi akaswedera Jerusaremu nezuva irero.
2Mihing tapa, ni min, tuni ni min ngei gelhin; hiai ni ngeiin Babulon kumpipan Jerusalem a hongsual pana.
3Ureve mufananidzo kuimba inondimukira, uti kwavari zvanzi naIshe Jehovha, Gadza gate, rigadze, udirewo mvura mariri;
3Huan helhat inko kiangah gentehna thu gen inla, a kiang uah, TOUPA PATHIANIN hichiin a chi ahi;
4unganidziramo nhindi dzaro, ndindi dzose dzakanaka, chidya nebandauko, rizadze namafupa akasanangurwa.
4Sa-ui bel suang inla, suang thek inla, a sungah tui sung inla: sabakte kha inla, a sa hoih tengteng, a phei te, a liang te, a guhbawk hoih tatain hih dim in.
5Tora rakasanangurwa pakati pamakwai, nesvinga rehuni pasi pamafupa, rivirise kwazvo, mafupa aro abikwe mukati maro.
5Gan honte laka a hoih tata la inla, a nuaiah singkhuah khul ek inla, sou bobolh heh; ahi, a guhbomte kiui heh.
6Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, Guta reropa rine nhamo, negate rine furo mukati maro, risina kubvisirwa furo raro! Budisamo nhindi imwe neimwe; rigere kutongerwa.
6Huaijiakin TOUPA PATHIANIN hichiin a chi ahi: Sisan suah hat khopi, saui bel, a sung kang gem, a gem dai ngei nai lou a tung a gik hi: tel tuanlouin, a sa bak khatkhatin thukin.
7nekuti ropa raro riri mukati maro, rakariisa paruware rusine chinhu, harina kuridururira pasi, kuti ririfukidze neguruva.
7A sisan suah lah amah tungah a om ngala, leivui vuh theihna dia leia sun buak gentak louhin suangpi keu tungah a sungbo zota.
8Ndakaisa ropa raro paruware rusine chinhu, rirege kufukidzwa, kuti hasha dzangu dzimutswe kuzotsiva.
8Phu la dinga hehna a hongkisak theihna dingin vuh louhin a sisan suah suangpi keu tungah ka sung ahi.
9Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, Guta rine ropa, rine nhamo! Ndichakurisawo svinga rehuni.
9Huaijiakin TOUPA PATHIANIN hichiin a chi ahi: Sisan suahhat khopi a tung a gik hi: Kei mahmah in ka vum venvon ding.
10Tutirai huni, pfutidzai moto, bikai nyama zvakanaka, kodzai muto, mafupa atsve.
10Sing vum venvon unla, mei chih sa unla, sate ui min unla, sa tui chik takin, a guhte leng kang mang hen.
11Zvino urigadze pamazimbe awo risina chiro, ripise, ndarira yaro itsvuke, matsvina aro anyauke mukati maro, kuti ngura yaro ipere.
11Huchiin bel a vuakin meivu tungah suan hi nilouh henla, a hongsa dinga, a dal a hongam dinga, a nitna a hongzul mang dinga, a kang khem a kat mang theihna dingin.
12Rakandinetsa nokubata zvikuru; kunyange zvakadaro ngura yaro haibvi mukati maro; ngura yaro ngaiiswe mumoto!
12Chimtak khopa sualin leng a kang khem a siang tuan keia, meiin leng akang siang sam kei.
13Tsvina yako ine zvakashata; zvandakakunatsa, ukasanatswa, haungazonatswi patsvina yako, kusvikira ndanyaradza hasha dzangu pamusoro pako.
13Na nitna hukna ahi a, ka honkhuaha, na sian tuan louh jiakin na tungah ka hehna ka lungdam sak ma teng chikchiang mah inleng na nitna akipan khuahsiang na hi nawnta kei ding hi.
14Ini Jehovha ndakazvitaura, zvichaitika, ini ndichazviita, handingadzoki, handingapembedzi, kana kuzvidemba; vachakutonga sezvakafanira nzira dzako, sezvakafanira zvawakaita, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
14Kei TOUPAN ka chita ahi, a hong tung mahmah ding, ken ka hih ding, ka nungkin kei dinga, ka hawi sam kei dinga, ka lunghei sam kei ding; na omdante leh na thil hih bang zelin vai a honhawm sak ding uh, chih TOUPA PATHIAN thu pawt ahi, chi in, a chi a.
15Zvino shoko raJehovha rakasvikawo kwandiri richiti,
15Huan, TOUPA thu ka kiangah a hongtung nawna, ka kiangah,
16Mwanakomana womunhu, tarira, ndinokutorera pakarepo norufu unodikamwa nameso ako, asi haufaniri kuchema kana kuungudza, nemisodzi yako haifaniri kuyerera.
16mihing tapa, ngai in, thakhatin na mit taina pen ka honlaksak dinga, na sun dinga hi kei dia, na kah ding leng ahi sam kei, na khitui leng a kiak dinga hikei hi.
17Gomera, asi ngazvirege kunzwika, usachema wakafa; sungira zvishongo mumusoro wako, upfeke shangu dzako patsoka dzako; usapfumbira muromo wako, kana kudya zvokudya zvavanhu.
17Asimin thum inla, misi sunna himhim nei ken, na dial khim inla, na khedap bulh inla, na muk hum kenla, mite an leng ne ken, a chi a.
18Ipapo ndakataura navanhu mangwanani, madekwana mukadzi wangu akafa, ndikaita mangwanani sezvandakarayirwa.
18huchiin zingsang lamin mipite kiangah thu ka gena, nitak lamin ka zi a si mai maha; huan, zingsang lamin a honthu piak bangin ka hi.
19Zvino vanhu vakati kwandiri, Ko haungatiudziwo kuti zvinhu izvi zvinoti kudini kwatiri, zvaunoita zvakadaro here?
19huan miten ka kiangah, hichibang na thilhihte kou ding in bang ahia a hih nah on hilh sin ka hia? Achi ua.
20Zvino ndikati kwavari, Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
20huchiin a kiang uah, TOUPA thu ka kiang ah a hong tungta.
21Taura neimba yaIsiraeri, uti zvanzi naIshe Jehovha Tarirai, ndichamhura imba yangu tsvene, yamunozvikudza nayo muchiti isimba renyu, inodikamwa nameso enyu, inonzwirwa tsitsi nemweya yenyu; vanakomana venyu navanasikana venyu vamakasiya, vachaurawa nomunondo.
21Israel inkote kiang ah gen inla, TOUPA PATHIANIN hichiin achi ahi: ngai unla ka mun siangthou, na hatna suan pen uh, na mit taina pen uh, na deihlam pen uh ka hih niin sin ahi; huan na tanute uh; na tapate uh, nunglam a na nutsiatte uh namsau in apuk ding uh.
22Ipapo muchaita sezvandakaita ini, hamungapfumbiri miromo yenyu, kana kudya zvokudya zvavanhu.
22ka hih bang geihin na hih tei sin uhi; na muk uh na hum kei ding ua, mite an leng na ne sam kei ding uh.
23Zvishongo zvenyu zvichava pamisoro yenyu, neshangu dzenyu patsoka dzenyu; hamungachemi kana kuungudza, asi muchapera muzvakaipa zvenyu, muchigomerana.
23na dialte uh leng na khim ding ua, na khedap uh na bun ding ua: na sun kei ding ua, na kap sam ke ding ua, na thulimlouhnate uah na mangthang ding ua, na kikah tuah ding uh.
24Saizvozvo Ezekieri achava chiratidzo kwamuri; zvose zvaakaita iye, nemwi muchazviitawo; kana zvichisvika, muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.
24huchibang in Ezekiel nou ading in etsakna ahi dinga. ahih dan bang zelin na hih ding uh ahi: hiai ahong tun hun chiang in TOUPA PATHIAN kahi chih na thei ding uh, achi ahi, ka chi a.
25Zvino kana uriwe, mwanakomana womunhu, nomusi wandichavatorera simba ravo, ivo mufaro wechakanaka chavo, chinodikamwa nameso avo, icho chinodikamwa nemweya yavo, vanakomana vavo navanasikana vavo,
25Huan, nang mihing tapa, amau a kipan ahatna te uh, athupi kipahnate uh, amit taina pente uh, alung lut pante uh, atanu uhleh atapate uh ka lak mang ni chiang in,
26ko nomusi uyo unopukunyuka haangauyi kwauri kuti akuudze izvozvo munzeve dzako here?
26Huai ni mahmah chiang in a taikhia na kiang a hong pai dinga, ahong theisak sin kei dia hia?huaini chiang in tai khe kiang ah na kam na ka dinga, akiang thu na gen dinga, na dai mang maimah kei ding; huchiin amau ading in etsakna na hi dinga; huan TOUPA kahi chih a thei ding uh, a chi a.
27Nomusi uyo muromo wako uchashamisirwa wakapukunyuka, uchataura, haungazovi mbeveve; saizvozvo uchava chiratidzo kwavari; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.
27huaini chiang in tai khe kiang ah na kam na ka dinga, akiang thu na gen dinga, na dai mang maimah kei ding; huchiin amau ading in etsakna na hi dinga; huan TOUPA kahi chih a thei ding uh, a chi a.