Shona

Paite

Ezra

8

1Zvino ava ndivo vakuru vedzimba
1Huan hiaite a pipute uh inkote laka a lupenta ahi ua, huan hiai, kumpipa Artaksarsi vaihawm laia kei hon jui huaite khangthusuina ahi.
2Pakati pavanakomana vaPinehasi, Gerishomi; pakati pavanakomana vaItamari, Dhanyeri; pakati pavanakomana vaDhavhidhi, Hatushi.
2Phineha tapate lakah, Gersom: Ithamar tapate lakah Daniel: David tapate lakah, Hattus,
3Pakati pavanakomana vaShekania, pakati pavanakomana vaParoshi, Zekariya, uye pamwechete naye vakaverenga mazita avarume vane zana namakumi mashanu.
3Sikania tapate lakah; Paros tapate lakah, Zekaria: huan amah toh pasalte khangthusuinaa suikhawmte za khat leh sawmnga hi.
4Pakati pavanakomana vaPahatimoabhi, Eriehoenai mwanakomana waZerahia; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri.
4Pahath-moab tapate lakah, Eliehoenai Zerahia tapa; huan amah toh pasal za nihte.
5Pakati pavanakomana vaShekania, mwanakomana waJahazieri, uye pamwechete naye varume vana mazana matatu.
5Sikania tapate lakah, Jahaziel tapa; huan amah toh pasal sawmngate.
6Pakati pavanakomana vaAdhini, Ebhedhi mwanakomana waJonatani; uye pamwechete naye varume vana makumi mashanu.
6Huan Adin tapate lakah, Ebed Jonathan tapa; huan amah toh pasal sawmngate.
7Pakati pavanakomana vaErami, Jeshaya mwanakomana waAtaria; uye pamwechete naye varume vana makumi manomwe.
7Huan Elam tapate lakah, Jesai Athalia tapa; huan amah toh pasal sawmsagihte.
8Pakati pavanakomana vaShefatia, Zebhadhia mwanakomana waMikaeri; uye pamwechete naye varume vana makumi masere.
8Huan Sephatia tapate, Mikael tapa Zebadia; huan amah toh pasal sawmgukte.
9Pakati pavanakomana vaJoabhi, Obhadhiya mwanakomana waJehieri; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri negumi navasere.
9Joab tapate lakah, Obadia Jehiel tapa; huan amah toh pasal za nih leh sawm leh giatte.
10Pakati pavanakomana vaSheromiti, mwanakomana waJosifiya, uye pamwechete naye varume vane zana namakumi matanhatu.
10Huan, Selomith tapate lakah, Josiphia tapa; huan amah toh pasal za khat leh sawmgukte.
11Pakati pavanakomana vaBhebhai, Zekariya mwanakomana waBhebhai; uye pamwechete naye varume vana makumi maviri navasere.
11Huan Bebai tapate lakah, Bebai tapa Zekaria; huan amah toh pasal sawmnih leh giatte.
12Pakati pavanakomana vaAzagadhi, Johwanani mwanakomana waHakatani; uye pamwechete naye varume vane zana negumi rimwe.
12Huan Azgad tapate lakah, Hakkatan tapa Johanan; huan amah toh pasal ja leh sawmte.
13Pakati pavanakomana vaAdhonikami, ivo vokupedzisira, mazita avo ndiwo: Erifereti, naJeueri, naShemaya; uye pamwechete navo varume vana makumi matanhatu.
13Huan Adonika tapate lakah, tuate a tawpna; huai hiaite a min uh ahi, Eliphelte, Jeuel, leh Simaia leh, amau toh pasal sawmgukte.
14Pakati pavanakomana vaBhigivhai, Utai naZabhudhi; uye pamwechete navo varume vana makumi manomwe.
14Huan Bigvai tapate, Uthai leh Zabbud; huan amau toh pasal sawmsagihte.
15Ndikavakokera vose parwizi runoenda Ahavha; tikagarapo pamisasa mazuva matatu; ndikacherekedza vanhu navapristi, ndikashaiwapo kunyange nomumwe wavanakomana vaRevhi.
15Huan Ahava phaa luang luipi tanin amaute ka kaikhawma; huan huailaiah ni thum ka giak uh: huan mite ka en vialviala, siampute, huaiah Levi tapate kuamah ka mu kei hi.
16Ipapo ndikatuma nhume kuzodana Eriezeri, naArieri, naShemaya, naErinatani, naJaribhati, naErinatani, naNatani, naZekariya, naMeshurami, vaiva vakuru; uye Joyaribhi, naErinatani, vaiva vadzidzisi.
16Huan Eliezer te, Simaia te, Elnathan te, Jarib te, Elnathan, Nathan te, Zekaria te, Misullam te, mi kizen tungtuan ka thukhaka; sinsakmite Joiarib leh Elnathan leng.
17Ndikavatuma kuna Idho, waiva mukuru panzvimbo yainzi Kasifia; ndikavaudza zvavaifanira kutaura kuna Idho, nehama dzake vaNetinimi, panzvimbo yainzi Kasifia, kuti vauye kwatiri navabatiri veimba yaMwari wedu.
17Huan kasiphia muna Iddo hausapa kiang ah amau ka sawl khiaa; Iddo kiangah leh, Iasiphia muna a unaute nithinimte kiang a gen ding uh ka hilha, I Pathian in ua dinga masemmi ei adia hontonpih dingin.
18Zvino ruoko rwakanaka rwaMwari wedu rwakanga ruri pamusoro pedu, saka vakauya kwatiri nomunhu akangwara wavana vaMari, mwanakomana waRevhi, mwanakomana waIsiraeri; naSherebhia, navanakomana vake nehama dzake vose gumi navasere;
18Huchiin I tung ua I Pathian khut hoih a om dung juiin pasal khat lungelsiam, Mahli tapate laka, Levi tapa, Israel tapa ei dingin a honpi ua; Siribia a tapa te leh a unaute, sawmlehgiat toh;
19naHashabhiya, uye pamwechete naye Jeshaya wavanakomana vaMerari, nehama dzake navanakomana vavo, vose makumi maviri;
19Huan Hasabia, amah toh Merari tapate laka Jesai toh, a unaute leh a tapate uh, sawmnih toh;
20napakati pavaNetinimi, vakanga vagadzwa naDhavhidhi namachinda pabasa ravaRevhi, vaNetinimi vana mazana maviri namakumi maviri; vose vakanga vakanyorwa mazita avo.
20Huan Nithinim mite, David leh lalten Levi mite nasepna dingin a piakte uh, za nih leh sawmnih Nithinim mite: a vek un mina genkhiak ahi uhi.
21Ipapo ndakatara nguva yokutsanya parwizi Ahavha, kuti tizvininipise pamberi paMwari wedu, tizvikumbirire kwaari isu nepwere dzedu nefuma yedu yose nzira yakarurama.
21Huan huailaiah, Ahava lui ah, anngawl ka phuanga, huchia eia ding leh I nauneute ading leh, I neih ilamte tengteng adia lampi tang amah laka zong dinga I Pathian uh maa ei leh ei I kiniamkhiak theihna dingin.
22nekuti ndakanyara kukumbira kuna mambo boka ravarwi navatasvi vamabhiza kutibatsira kurwa navavengi panzira; nekuti takanga tataura namambo, tichiti, Ruoko rwaMwari wedu runochengeta vose vanomutsvaka, kuvaitira zvakanaka; asi simba rake nokutsamwa kwake zvinorwa navose vanomurasha.
22Lampia melma dou dinga ei honpanpih dia kumpipa kianga sepaih pawl leh sakol tungtuangmi nget lah ka zum ngala: hoihna dinga, amah zong tengteng tungah I Pathian khut a oma; himahleh amah mangngilhte tengteng siatna dingin a thlhihtheihna leh a thangpaihna a om hi, chia, kumpipa kianga thu I gen tak jiakin.
23Naizvozvo takatsanya, tikanyengetera kuna Mwari wedu pamusoro paizvozvi, akatinzwa.
23Huchiin an I ngawl ua hiai dingin I Pathian I ngen ngutngut ua: huchiin amah I ngenzou uh.
24Ipapo ndakatsaura vane gumi navaviri pakati pavakuru vavapristi, vaiti, Sherebhia, naHashabhiya, nedzimwe hama dzavo dzine gumi pamwechete navo;
24Huailaiin siampute laka pipente laka sawmlehnih, Sirebia, Hasabia, leh a kiang ua om a unaute uh laka sawm ka sehkhena,
25ndikavayerera sirivha, nendarama, nemidziyo, icho chipo chakanga chapiwa imba yaMwari wedu namambo, namakurukota ake, namachinda, navaIsiraeri vose vakanga varipo.
25Amau adingin dangka leh dangkaeng leh, tuiumbelsuan, kumpipa leh a thuhilhmite leh, a lalte leh huailaia om Israel tengteng lat ka buksaka:
26Ndakayerera pamaoko avo matarenda esirivha ana mazana matanhatu namakumi mashanu, nemidziyo yesirivha yakasvika matarenda ane zana, neyendarama yakasvika matarenda ane zana;
26A khut sung mahmah uah dangka talent za guk leh sawmnga leh dangka tuiumbelsuan talent za ka buk saka; dangkaeng lakah talent ja;
27nembiya dzina makumi maviri dzendarama yakasvika madhariki ane chiuru chimwe; nemidziyo miviri yendarira yakanga yakaisvonaka, yaibwinya, yaikosha sendarama.
27Huan dangkaeng noubem sawmnih, darik sang khat lakah; huan dal hoih mitanthei, dangkaeng bang a manpha bel nih.
28Ndikati kwavari, Imi muri vatsvene vaJehovha, nemidziyo mitsvenewo; uye sirivha nendarama ndizvo zvipo zvokungopa nokuzvidira zvakavigirwa Jehovha Mwari wamadzibaba enyu.
28Huan a kiang uah, TOUPA adin na siangthou ua, tuiumbelsuante a siangthou uh; huan dangka leh dangkaeng TOUPA, na pipute uh Pathian adia utthua thillat ahi uh.
29Muzvirindire, nokuzvichengeta, kusvikira mozviyera pamberi pavakuru, vavapristi navaRevhi, namachinda edzimba dzamadzibaba avaIsiraeri paJerusaremu, mumakamuri eimba yaJehovha.
29TOUPA in dantante, Jerusalema siampute laka lupente leh, Levi mite leh, Israel pipute inkote lalte maa huaite na buk masiah uh, kiveng unla, amaute kem un, a chi a.
30Naizvozvo vapristi navaRevhi vakagamuchira sirivha, nendarama, nemidziyo, vayererwa kurema kwazvo, kuti vazviise Jerusaremu paimba yaMwari wedu.
30Huchiin siampute leh Levi miten dangka leh dangkaeng leh, tuimbelsuante buk a la ua, I Pathian in ua Jerusalema a puak ding un.
31Ipapo takabva parwizi Ahavha nezuva regumi namaviri romwedzi wokutanga, tichienda Jerusaremu; ruoko rwaMwari wedu rukatichengeta; akatirwira pamaoko avavengi vedu navakanga vakativandira panzira.
31Huchihlaiin Jerusalem lama pai dingin, a kha khatna a ni sawm leh nih niin Ahava lui akipan I pawt khia ua: huan I Pathian khut I tunguah a oma, melma khut leh lampia bukmi akipan aman hontankheta hi.
32Tikasvika Jerusaremu, tikagarapo mazuva matatu.
32Huan Jerusalem I hongtung ua huaiah ni thum I om uh.
33Zvino pazuva rechina kurema kwesirivha, nendarama, nemidziyo zvakayerwa muimba yaMwari wedu, zvikaiswa pamaoko aMeremoti mwanakomana womupristi Uriya; Ereazari mwanakomana waPinehasi akanga anaye, uye Jozabhadhi mwanakomana waJeshua, naNowadhia mwanakomana waBhinui, ivo vaRevhi, vakanga vanavo.
33Huan a ni li niin dangka leh dangkaeng leh tuiumbelsuante I Pathian in uah Uria siampu tapa Meremoth khutah bukin a oma; a kiangah Phineha tapa Eleazar a om; huan a kiang uah Jesua tapa Jozabad leh, Binnui tapa Noadia, Levi mite a om uh;
34Zvose zvakaverengwa nokuyerwa kurema kwazvo ; kurema kose kukanyorwa nenguva iyo
34A zah leh a gikdan a vekin: huchiin huai laiin a gikdan tengteng gelh ahi.
35Zvino vatapwa, vakanga vadzoka pakutapwa, vakapisira Mwari waIsiraeri chipiriso chinopiswa, nzombe dzine gumi nembiri dzavaIsiraeri vose, namakondobwe makumi mapfumbamwe namatanhatu, namakwayana makumi manomwe namanomwe, nenhongo dzembudzi dzine gumi nembiri, chive chipiriso chezvivi; izvozvo zvose chaiva chipiriso chakapisirwa Jehovha.
35Pimanga akipana hongpai, saltanna taten Israel Pathian kiangah halmang thillatte, bawngtal sawmlehnih Israel tengteng adingin, belamtal sawmkua leh guk, belamnou sawmsagih leh sagih, keltal khelhna thillat dingin sawmlehnih a lan uhi: hiaite tengteng TOUPA adinga halmang thillat ahi.Huan kumpipa thukhenmite kiang leh, tuipi khena ukpipate kiangah kumpipa thupiakte a pekhia uh: huan mite leh Pathian in a panpih uhi.
36Zviga zvamambo vakazvipa machinda amambo, navabati mhiri korwizi, ivo vakabatsira vanhu neimba yaMwari.
36Huan kumpipa thukhenmite kiang leh, tuipi khena ukpipate kiangah kumpipa thupiakte a pekhia uh: huan mite leh Pathian in a panpih uhi.