1Uchirai, imwi vanhu vose! Pururudzai kuna Mwari nenzwi romufaro mukuru!
1Mi khempeuhte aw, na khut uh beng unla; nuamna awin Pathian kaing ah kikou un.
2nekuti Jehovha Wekumusoro-soro anotyisa; Ndiye Mambo mukuru panyika yose.
2Toupa Tungnungpen a kihtakhuai ngala; leitung tengteng ah kumpipa thupitak ahi.
3Ndiye anotikundisa ndudzi dzavanhu, Nendudzi pasi petsoka dzedu.
3Aman mi chih i nuai uah a zo dinga, namchih i khe nuai ah a zou ding hi.
4Ndiye anotitsaurira nhaka yedu, Iyo fuma yaJakove waanoda.
4Aman i gouluah ding a hon tel sak ding hi, a it Jakob suanpen gam mah. Selah.
5Mwari akwira nokudanidzira, Jehovha nokurira kwehwamanda.
5Pathian tuh kikou aw toh a paitou a, Toupa tuh pengkul ging toh a pai touta hi.
6Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza, muimbirei nziyo dzokurumbidza; Imbirai Mambo wedu nziyo dzokurumbidza, muimbirei nziyo dzokurumbidza.
6Pathian phatin lasa unla, phatin lasa un; i kumpipa phatin lasa unla, phatin lasa un.
7nekuti Mwari ndiye Mambo wapasi pose; Muimbirei rwiyo rwakanaka rwokumurumbidza.
7Pathian tuh khovel tengteng kumpipa ahi ngala: theisiama phatin lasa un.
8Mwari anobata ushe hwevahedheni; Mwari agere pachigaro chake chitsvene choushe.
8Pathian tuh namchih tungah kumpipa in a tu a: Pathian a laltutphah siangthou ah a tu hi.Abraham Pathian mite hi dingin mi chih laka miliante a om khawm ua: leitung phawte Pathiana ahi ngal ua: amah tuh nakpi taka pahtawiin a om hi.
9Machinda avanhu aungana pamwechete navanhu vaMwari waAbhurahamu; nekuti nhovo dzapasi pose ndedzaMwari; Ndiye mukuru-kuru kwazvo.
9Abraham Pathian mite hi dingin mi chih laka miliante a om khawm ua: leitung phawte Pathiana ahi ngal ua: amah tuh nakpi taka pahtawiin a om hi.