Shona

Spanish: Reina Valera (1909)

Proverbs

31

1Mashoko amambo Remueri; zvirevo zvaakadzidziswa namai vake.
1PALABRAS del rey Lemuel; la profecía con que le enseñó su madre.
2Nhai, mwanakomana wangu! Nhai, mwanakomana wemhiko dzangu!
2¿Qué, hijo mío? ¿y qué, hijo de mi vientre? ¿Y qué, hijo de mis deseos?
3Rega kupa vakadzi simba rako, Nenzira dzako kune zvinoparadza madzimambo.
3No des á las mujeres tu fuerza, Ni tus caminos á lo que es para destruir los reyes.
4Iwe Remueri, hazvifaniri madzimambo, hazvifaniri madzimambo kumwa waini; Namachinda kuti, Doro riripiko?
4No es de los reyes, oh Lemuel, no es de los reyes beber vino, Ni de los príncipes la cerveza.
5Varege kumwa, vachizokangamwa murayiro, Varege kukanganisa kururamisira vamwe vanotambudzika.
5No sea que bebiendo olviden la ley, Y perviertan el derecho de todos los hijos afligidos.
6Ipai anoda kuparara doro, Neanomoyo unorwadza waini;
6Dad la cerveza al desfallecido, Y el vino á los de amargo ánimo:
7Ngaamwe, akangamwe urombo hwake, Arege kucharangarira kutambudzika kwake.
7Beban, y olvídense de su necesidad, Y de su miseria no más se acuerden.
8Shamisira mbeveve muromo wako, Urwire mhaka dzavose vakatemerwa kuparadzwah.
8Abre tu boca por el mudo, En el juicio de todos los hijos de muerte.
9Shamisa muromo wako, utonge zvakarurama, Ururamisire murombo neanoshaiwa.
9Abre tu boca, juzga justicia, Y el derecho del pobre y del menesteroso.
10Ndianiko angawana mukadzi anoshingairira zvakanaka? nekuti mutengo wake unokunda kwazvo mutengo wamaparera.
10Mujer fuerte, ¿quién la hallará? Porque su estima sobrepuja largamente á la de piedras preciosas.
11moyo womurume wake unomutenda, Naiye haangashaiwi fuma.
11El corazón de su marido está en ella confiado, Y no tendrá necesidad de despojo.
12Unoitira murume wake zvakanaka, haamuitiri zvakaipa Mazuva ose oupenyu hwake.
12Darále ella bien y no mal, Todos los días de su vida.
13Anotsvaka mvere noruchinda, Achibata namaoko ake nomufaro.
13Buscó lana y lino, Y con voluntad labró de sus manos.
14Akafanana nezvikepe zvavatengesi; Anondotora zvokudya zvake kure.
14Fué como navío de mercader: Trae su pan de lejos.
15Anomuka huchiri usiku, Nokupa mhuri yake zvokudya, Navashandiri vake basa ravo.
15Levantóse aun de noche, Y dió comida á su familia, Y ración á sus criadas.
16Anorangarira munda, ndokuutenga; Anosima munda wemizambiringa nezvaakawana namaoko ake.
16Consideró la heredad, y compróla; Y plantó viña del fruto de sus manos.
17Anozvisunga chiuno nesimba, Nokusimbisa maoko ake.
17Ciñó sus lomos de fortaleza, Y esforzó sus brazos.
18Anoona kuti kushambadzira kwake kwabatsira; Mwenje wake haudzimi vusiku.
18Gustó que era buena su granjería: Su candela no se apagó de noche.
19Anotambanudzira ruoko rwake kune chokurukisa; Maoko ake anobata chinorukwa.
19Aplicó sus manos al huso, Y sus manos tomaron la rueca.
20Anotambanudzira murombo ruoko rwake; Anotandavadzira anoshaiwa maoko ake.
20Alargó su mano al pobre, Y extendió sus manos al menesteroso.
21Haatyi chando pamusoro peimba yake, nekuti mhuri yake yose yakafuka nguvo tsvuku.
21No tendrá temor de la nieve por su familia, Porque toda su familia está vestida de ropas dobles.
22Anozviitira mitsamhiro inoukomba; nguvo yake mucheka wakaisvonaka nomutsvuku.
22Ella se hizo tapices; De lino fino y púrpura es su vestido.
23Murume wake anozikamwa pamasuwo eguta, Kana agere pakati pavakuru venyika.
23Conocido es su marido en las puertas, Cuando se sienta con los ancianos de la tierra.
24Anoita zvokufuka zvomucheka achizvitengesa, Anovigira vatengesi zvisungo zvezviuno.
24Hizo telas, y vendió; Y dió cintas al mercader.
25Simba nokukudzwa ndizvo zvokufuka zvake; Anoseka kana achifunga zuva inouya.
25Fortaleza y honor son su vestidura; Y en el día postrero reirá.
26Anoshamisa muromo wake nouchenjeri; Rurimi rwake runodzidzisa nounyoro.
26Abrió su boca con sabiduría: Y la ley de clemencia está en su lengua.
27Anotarira zvakanaka kufamba kwemhuri yake, Asingadyi zvokudya zvousimbe.
27Considera los caminos de su casa, Y no come el pan de balde.
28Vana vake vanomuka, vachimuti, Makaropafadzwa; Nomurume wakewo anomurumbidza, achiti,
28Levantáronse sus hijos, y llamáronla bienaventurada; Y su marido también la alabó.
29Vakunda vazhinji vakaita zvakanaka,asi iwe unovakunda vose.
29Muchas mujeres hicieron el bien; Mas tú las sobrepujaste á todas.
30Zvinofadza zvinonyengedzera, unaki hahuna maturo; Asi mukadzi anotya Jehovha, ndiye anofanira kurumbidzwa.
30Engañosa es la gracia, y vana la hermosura: La mujer que teme á Jehová, ésa será alabada.
31Chimupai zvakafanira zvaakabata namaoko ake; Mabasa ake ngaamurumbidze pamasuwo eguta.
31Dadle el fruto de sus manos, Y alábenla en las puertas sus hechos.