Shona

Spanish: Reina Valera (1909)

Psalms

150

1Hareruya! Rumbidzai Jehovha panzvimbo yake tsvene; Murumbidzei mudenga rakaitwa nesimba rake,
1Aleluya. ALABAD á Dios en su santuario: Alabadle en la extensión de su fortaleza.
2Murumbidzei nokuda kwezvaakaita nesimba rake; Murumbidzei zvakafanira ukuru-kuru hwake.
2Alabadle por sus proezas: Alabadle conforme á la muchedumbre de su grandeza.
3Murumbidzei nemitengeramwa nembira.
3Alabadle á son de bocina: Alabadle con salterio y arpa.
4Murumbidzei nengoma nokutamba; Murumbidzei nohudimbwa nenyere.
4Alabadle con adufe y flauta: Alabadle con cuerdas y órgano.
5Murumbidzei namakandira anorira kwazvo; Murumbidzei namakandira anorira zvakanaka.
5Alabadle con címbalos resonantes: Alabadle con címbalos de júbilo.
6Zvinhu zvose zvinofema, ngazvirumbidze Jehovha. Hareruya!
6Todo lo que respira alabe á JAH. Aleluya.