聖經新譯本

Shona

1 Timothy

1

1問安奉我們的救主 神,和我們的盼望基督耶穌的命令,作基督耶穌使徒的保羅,
1Pauro, muapositori waJesu Kristu nekuraira kwaMwari Muponesi wedu, nekwaIshe Jesu Kristu, tariro yedu,
2寫信給因信主而作我真兒子的提摩太。願恩惠、憐憫、平安從父 神和我們的主基督耶穌臨到你。
2kuna Timotio mwana wangu chaiye parutendo: Nyasha, tsitsi, nerugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu naJesu Kristu Ishe wedu.
3提防別的教義我往馬其頓去的時候,曾經勸你留在以弗所,為要囑咐某些人,不可傳別的教義,
3Sezvandakakukurudzira kuti ugare paEfeso, ndichienda Makedhonia, kuti uraire vamwe kuti varege kudzidzisa dzimwe dzidziso,
4也不可沉迷於無稽之談和無窮的家譜;這些事只能引起爭論,對於 神在信仰上所定的計劃是毫無幫助的。
4kana kurangarira ngano nenhoroondo dzamazita emadzibaba dzisingaperi, zvinomutsa gakava pane kutsigisa kwaMwari kuri murutendo.
5這囑咐的目的是出於愛;這愛是發自純潔的心、無愧的良心和無偽的信心。
5Asi chinangwa chemurairo rudo rwunobva pamoyo wakachena nehana yakanaka nerutendo rwusinganyepedzeri;
6有些人偏離了這些,就轉向無意義的辯論,
6pane izvozvi vamwe vakatsvedza vakatsaukira kukutaura kusina maturo;
7想要作律法教師,卻不明白自己講的是甚麼,主張的又是甚麼。
7vachishuva kuva vadzidzisi vemurairo, vasingazivi zvavanoreva kana zvavanosimbisa.
8我們知道律法是好的,只要應用得恰當。
8Asi tinoziva kuti murairo wakanaka, kana munhu achiushandisa zviri pamurairo,
9要知道律法本來不是為義人設立的,而是為那些無法無天和放蕩不羈的、不敬虔和犯罪的、不聖潔和世俗的、弒父母和殺人的、
9achiziva izvi, kuti murairo hauna kuitirwa munhu wakarurama, asi vasina murairo nevasingateereri, vasingadi Mwari nevatadzi, vasiri vatsvene, nevasingatendi, nemhondi dzemadzibaba, nemhondi dzana amai, vanoponda vanhu;
10淫亂的、親男色的、拐帶人口的、說謊話的、發假誓的,以及為其他抵擋純正教訓的人設立的。
10mhombwe, ngochani, nevanopamba vanhu, varevi venhema, vaputsi vemhiko, uye kana chimwe chiriko chinopesana nedzidziso mhenyu;
11這是照著可稱頌的、榮耀的 神所交託我的福音說的。
11sezvinoreva evhangeri yekubwinya kwaMwari wakaropafadzwa, yakakumikidzwa kwandiri.
12基督耶穌降世為要拯救罪人我感謝那賜我能力的、我們的主基督耶穌,因為他認為我有忠心,派我服事他。
12Uye ndinomuvonga Kristu Jesu Ishe wedu wakandigonesa, nekuti wakati ndakatendeka, akandiisa paushumiri,
13我從前是褻瀆 神的、迫害人的、凌辱人的,然而我還蒙了憐憫,因為我是在不信的時候,由於無知而作的。
13Ini ndaimbova munyombii nemushushi nemutuki; asi ndakawana tsitsi nekuti ndakaita nekusaziva pakusatenda;
14我們主的恩典,隨著在基督耶穌裡的信心和愛心,在我身上越發增加。
14asi nyasha dzaIshe wedu dzakawedzeresa nerutendo, nerudo rwuri muna Kristu Jesu.
15“基督耶穌降世,為要拯救罪人。”這話是可信的,是值得完全接納的。在罪人中我是個罪魁。
15Ishoko rakatendeka rinofanira kugamuchirwa chose, kuti Kristu Jesu wakavuya munyika kuzoponesa vatadzi, avo vandiri mukuru wavo;
16可是,我竟然蒙了憐憫,好讓基督耶穌在我這個罪魁身上,顯明他完全的忍耐,給後來信他得永生的人作榜樣。
16asi nekuda kwaizvozvi ndakawana tsitsi, kuti mandiri ini mukuru Jesu Kristu aratidze moyo murefu wose, uve muenzaniso kuna vanozotenda kwaari, paupenyu hwusingaperi.
17但願尊貴榮耀歸給萬世的君王,就是那不朽壞、人不能見、獨一的 神,直到永永遠遠。阿們。
17Zvino kuna iye Ishe wekusingaperi, usingafi, usingavonekwi, Mwari woga wakachenjera ngakuve nekukudzwa nekubwinya kusvikira rinhi narinhi. Ameni.
18我兒提摩太啊!我照著從前關於你的預言,把這命令交託你,為的是要叫你藉著這些預言打那美好的仗。
18Murairo uyu ndinokumikidza kwauri, Timotio mwana wangu, sezviporofita zvakatanga kuitika pamusoro pako, kuti nazvo urwe kurwa kwakanaka;
19常常存著信心和無愧的良心。有些人丟棄良心,就在信仰上失落了。
19wakabata rutendo nehana yakanaka, iyo vamwe vakati vairasa zvichienderana nerutendo vakaputsikirwa nechikepe;
20他們當中有許米乃和亞歷山大,我已經把他們交給撒但,使他們受管教不再褻瀆。
20vamwe vavo ndiHimenio naArekizandro, vandakakumikidza kuna Satani, kuti vadzidze kusanyomba.