Shona

聖經新譯本 (Simplified)

Colossians

2

1Nekuti ndinoda kuti muzive kuti kurwa kukuru zvakadini kwandinako pamusoro penyu, naivo vepaRaodhikia, navose vasina kumboona chiso changu panyama,
1我愿意你们知道,我为你们和在老底嘉的人,以及所有没有跟我见过面的人,是怎样竭力奋斗,
2kuti moyo yavo inyaradzwe, vasonanidzwe murudo, nemufuma yose yekuvimbiswa kwakakwana kwekunzwisisa, paruzivo rwechakavanzika chaMwari, nechaBaba, nechaKristu,
2为的是要他们的心得着勉励,在爱中彼此联系,可以得着凭悟性、因确信而来的一切丰盛,也可以充分认识 神的奥秘,这奥秘就是基督;
3maari fuma yose yeuchenjeri neruzivo yakavigwa.
3一切智慧和知识的宝库都蕴藏在基督里面。
4Ndinoreva izvi, kuti kusava nemunhu unokurasai nemashoko anonyengera.
4我说这些话,免得有人用花言巧语欺骗你们。
5Nekuti kunyange ndisipo panyama, zvakadaro ndinemwi pamweya, ndichifara nekuvona kurongeka kwenyu, nekusimba kwerutendo rwenyu muna Kristu.
5我虽然不在你们那里,心却与你们同在。我看见你们循规蹈矩,并且对基督有坚定的信心,就欢喜了。
6Naizvozvo sezvamakagamuchira Kristu Jesu Ishe, fambai maari,
6在基督里得丰盛你们怎样接受了基督耶稣为主,就当照样在他里面行事为人,
7makadzika midzi nekuvakwa maari, nekusimbiswa murutendo, sezvamakadzidziswa, muchiwedzera makuri nekuvonga.
7按着你们所学到的,在他里面扎根、建造,信心坚定,满有感谢的心。
8Chenjerai, zvimwe umwe munhu ungakupambai neuchenjeri, nekunyengera kusina maturo, achitevera tsika dzevanhu, achitevera dzidziso dzekuvamba dzenyika, uye kwete kutevera Kristu.
8你们要谨慎,免得有人不照着基督,而照着人的传统,和世俗的言论,借着哲学和骗人的空谈,把你们掳去。
9Nekuti kuzara kose kweuMwari kunogara maari pamuviri.
9因为 神本性的一切丰盛,都有形有体地住在基督里面,
10Nemwi maari makazadziswa, iye musoro weutungamiriri hwose nesimba;
10你们也是在他里面得了丰盛。他是一切执政掌权者的元首。
11iye wamakadzingiswawo maari nedzingiso isina kuitwa nemaoko, pakubvisa muviri wezvivi zvenyama, pakudzingisa kwaKristu;
11你们也在他里面受了不是由人手所行的割礼,而是受了基督的割礼,就是除掉你们的罪身。
12makavigwa pamwe naye pabhabhatidzo, pamakamutswawo pamwe naye kubudikidza nerutendo rwekuita kwaMwari wakamumutsa kuvakafa.
12你们在洗礼中已经与他一同埋葬,也在洗礼中,因信那使基督从死人中复活的 神所运行的动力,与他一同复活了。
13Nemwi makafa mukudarika kwenyu, nepakusadzingiswa kwenyama yenyu, wakakuitai vapenyu pamwe naye, akukangamwirai kudarika kose,
13你们因着过犯和肉体未受割礼,原是死的,然而 神赦免了我们的一切过犯,使你们与基督一同活过来,
14akadzima rugwaro rwezviga rwaipikisana nesu, rwaipesana nesu; akarubvisa irwo pakati, akaruroverera;
14涂抹了那写在规条上反对我们、与我们为敌的字句,并且把这字句从我们中间拿去,钉在十字架上。
15akazumbura ukuru nemasimba, akavabudisa pachena, akavakunda mauri.
15他既然靠着十字架胜过了一切执政掌权的,废除了他们的权势,就在凯旋的行列中,把他们公开示众。
16Naizvozvo kusava nemunhu unokutongai pachikafu kana chimwiwa, kana nekuda kwemusi wemutambo kana pakugara kwemwedzi kana pasabata;
16所以不要让人因着饮食、节期、月朔、安息日批评你们,
17zvinova mumvuri wezvinhu zvichavuya, asi muviri ndewa Kristu.
17这些不过是将来的事的影子,那真体却是属于基督的。
18Kusava nemunhu unokutorerai mubairo wenyu nemano, achifanira kuzvininipisa nekunamata vatumwa, achipindira pazvinhu zvaasina kuona, achizvikudza pasina nefungwa dzake dzenyama,
18不要让人夺去你们的奖赏,他们以故意谦卑,敬拜天使为乐;迷于自己所见过的;凭着肉体的意念,无故地自高自大;
19asingabatisisi Musoro, uyo maari muviri wose nemafundo nemarunda unofundiwa, nekurukirwa pamwe, uchikura nekukura kwaMwari.
19不与头紧密相连。其实全身都是借着关节和筋络从头得着供应和联系,就照着 神所要求的,生长起来。
20Zvino kana makafa pamwe naKristu kune dzidziso dzekuvamba dzenyika, munosungikanireiko nemirairo, semugere munyika,
20在基督里作新人你们若与基督一同死了,脱离了世俗的言论,为什么仍然好像活在世俗中一样,
21(usabata, usaravira, usagunzva,
21拘守那“不可摸、不可尝、不可触”的规条呢?
22izvi zvose zvichaparara nekushandiswa) zvichitevera mirairo nedzidziso dzevanhu?
22(这一切东西,一经使用,就都朽坏了。)这些规条是照着人的命令和教训而定的,
23Izvo zvine chimiro cheuchenjeri pakuzvidira kunamata, nekuzvininipisa, nekuramba muviri; hazvibatsiri kukunda kugutsa nyama.
23在随着己意敬拜,故作谦卑,和苦待己身等事上,似乎是智慧之言,其实只能叫人放纵肉体,再没有任何价值。