Shona

聖經新譯本 (Simplified)

Proverbs

28

1Akaipa anotiza kusina anodzi­ngana naye; Asi vakarurama vanotsunga moyo seshumba.
1义人得福恶人遭祸
2Nemhaka yokudarika kwenyika, machinda ayo anowanda; Asi nomumwe, ane njere nezivo, kururama kwayo kucharamba kuripo.
2国家因有过犯,领袖就经常更换;依赖聪明知识俱备的人,国家才可以长存。
3Munhu anoshaiwa amene, anomanikidza varombo, Akafanana nemvura inokukura, isingasii zvokudya.
3穷人欺压贫寒人,就像暴雨冲没粮食。
4Vanosiya murayiro, vanorumbidza vakaipa; Asi vanochengeta murayiro, vanoita nharo navo.
4离弃律法的,称赞恶人;遵守律法的,却与恶人相争。
5Vanhu vakashata havanzwisisi zvakarurama; Asi vanotsvaka Jehovha vanonzwisisa zvose.
5坏人不知公正是什么,寻求耶和华的却完全明白。
6Murombo, anofamba muzvokwadi yake, Anopfuura asakarurama anofamba nenzira mbiri, kunyange akafuma.
6行为完全的穷人,胜过行事狡诈的财主。
7Anochengeta murayiro, mwanakomana akachenjera; Asi anofambidzana navanhu vana madyo, vanonyadzisa baba vake.
7谨守训诲的,是聪明的人;与贪食的人作伴的,却使父亲蒙羞。
8Anowedzera fuma yake nemhindu kana nokuwedzera kusakarurama, Anounganidzira mumwe achava netsitsi navarombo.
8凡是借着高息厚利增加自己财富的,就是为那恩待穷人的人积蓄。
9Anoramba kunzwa murayiro nenzeve yake, Kunyange nomunyengetero wake anonyangadza.
9转身不听训诲的,他的祷告也是可厌恶的。
10Ani naani anorashisa vakarurama vafambe nenzira yakaipa, Achawira amene mugomba rake; Asi vakarurama vachagara nhaka yezvakanaka.
10诱惑正直人走上邪路的,必掉在自己所挖的坑里;完全人却必承受福气。
11Mupfuri anoti ndakachenjera; Asi murombo, ane njere, anomuferefeta.
11财主自以为有智慧,聪明的穷人却能看透他。
12Kana vakarurama vachikunda, mufaro mukuru uriko; Asi kana vakaipa vosimba, vanhu vovanda.
12义人得胜的时候,有极大的荣耀;恶人兴起的时候,人就躲避。
13Anofukidza kudarika kwake, haangavi nomufaro; Asi anozvireurura, achizvirasha, achawana nyasha.
13遮掩自己过犯的,必不亨通;承认并离弃过犯的,必蒙怜悯。
14Munhu anogara achitya, anomufaro; Asi anoomesa moyo wake, achawira munjodzi.
14常存戒惧之心的,这人就为有福;心里刚硬的,必陷在祸患里。
15Seshumba inoomba, nebere rinopota-pota, Ndizvo zvakaita mubati akaipa anobata vanhu varombo.
15残暴的统治者辖制贫民,就像吼叫的狮子,又像饥饿觅食的熊。
16Muchinda, anoshaiwa njere, anomanikidza vanhuwo zvikuru; Asi anovenga kuchiva, achawedzera mazuva.
16昏庸的君主必多行强暴,憎恶不义之财的,必享长寿。
17Munhu, anoremedzwa neropa romumwe munhu, Achatizira kugomba; ngaarege kudziviswa nomunhu.
17背负流人血之罪的,必逃跑至死,人不可帮助他。
18Ani naani anofamba zvakarurama, acharwirwa; Asi anofamba nenzira dzisakarurama, achawa pakarepo.
18行为完全的,必蒙拯救;行事狡诈的,必立刻跌倒。
19Anorima munda wake, achava nezvokudya zvizhinji; Asi unovangira zvisina maturo, uchava nourombo kwazvo.
19耕种自己田地的,必有充足粮食;追求虚幻的,必饱受穷乏之苦。
20Munhu akatendeka achava namaropafadzo mazhinji; Asi anoda kufuma nokukurumidza, haangakoni kurohwa.
20忠实的人必有大福;急于发财的,不免受罚。
21Kutsaura vanhu hakuna kunaka; nekuti munhu angadarika nokuda kwechimedu chechingwa.
21看人的情面是不对的;但有人为了一点食物,竟然犯法。
22Munhu ano ruchiva, anovangira fuma, Asingazivi kuti achawirwa nokushaiwa.
22吝啬的人急切求财,却不知穷乏快要临到。
23Anorairira munhu achazowana nyasha pashure, Kupfuura iye anobata kumeso norurimi rwake.
23责备人的,终必得人喜悦,胜过那用舌头谄媚人的。
24Anobira baba vake kana amai vake, achiti, Hakuzi kudarika, Uyu ishamwari yoanoparadza.
24偷窃自己父母财物,并说:“这不是罪过”的,这人是与强盗一伙。
25Ano mweya wokukara anomutsa kukakavara; Asi anovimba naJehovha, achasimbiswa.
25贪心的人,必引起纷争;倚靠耶和华的,必得丰裕。
26Anotenda moyo wake, ibenzi; Asi anofamba nouchenjeri, achadzikunurwa.
26自恃聪明的,是愚昧人;凭着智慧行事的,必蒙拯救。
27Anopa varombo, haangazoshaiwi; Asi anotsinzina meso ake, achatukwa kazhinji.
27赒济穷人的,必不致缺乏;闭眼不理他们的,必多受咒诅。
28Kana vakaipa vosimba, vanhu vovanda; Asi kana voparara, vakarurama vowanda.
28恶人兴起的时候,人就躲避;恶人灭亡的时候,义人就增多。