1Ugaro bwenyu hunodikamwa sei, imwi Jehovha wehondo!
1NAGÜINAEYAYON y sagamo, O Señot y inetnon sendalo!
2Mweya wangu unoshuva, zvirokwazvo unopanga vazhe dzaJehovha; moyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.
2Y antijo tumatanga, magajet na asta ninamalango pot y sagan y Jeova: y corasonjo yan y catneco agagange y lâlâlâ na Yuus.
3Zvirokwazvo, shiri yakazviwanira imba, Nyenganyenga yakazviwanira dendere, painoisa vana vayo, Ipo paaritari dzenyu, Jehovha wehondo, Mambo wangu, naMwari wangu.
3Magajet y gorrión mañoda gumaña, yan y golondrina chenchonña para güiya, anae siña mapolo y famaguonña, esta y jalom y attatmo, O Señot y inetnon sendalo, Rayjo yan Yuusso.
4Vakaropafadzwa vanogara mumba menyu; Vachagara vachikurumbidzai.
4Mandichoso ayo sija y mañasaga gui jalom y guimamo; sa sigueja di malabajao:
5Akaropafadzwa munhu ane simba rake mamuri; Anemigwagwa inoenda Ziyoni mumoyo make.
5Dichoso y taotao ni y minetgotña gaegue guiya jago: yan y chalan para jago gaegue gui corasonña.
6Kana vachipfuura nomumupata wakaoma, vanouita nzvimbo inamatsime; Zvirokwazvo, mvura yomunhuruka inoufukidza nemikomborero.
6Ni y anae janafanmalofan gui inanaco bayen tinangis jafatinase tupo sija; ya y taftaf na ichan locue tinampe ni y bendision.
7Vanowedzera simba pasimba ravo, Mumwe nomumwe wavo anosvika pamberi paMwari paZiyoni.
7Manjanao guinin y manasiña minetgot asta y otro minetgot cada uno guiya sija manmalie gui menan Yuus guiya Sion.
8Haiwa, Jehovha wehondo, inzwa munyengetero wangu; teererai nenzeve, Mwari waJakove.
8O Jeova, Yuus y inetnon sendalo, jungog y tinayuyutto: ecungog, O Yuus Jacob. Sila.
9Tarirai, Mwari, nhovo yedu, Muone chiso chomuzodzwa wenyu.
9Lie, O Yuus, patangmame: ya atan y matan y pinalaemo.
10nekuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.
10Sa y un jaane gui sagamo mas mauleg qui un mit. Gañacoja na jupottero gui guima y Yuusso, qui jusaga gui jalom y sagan y manaelaye.
11nekuti Jehovha Mwari izuva nenhovo; Jehovha achapa nyasha nokukudzwa; Hapana chinhu chakanaka chaanganyima vanofamba nokururama.
11Sa y Jeova Yuus, güiya y atdao yan y patang: si Jeova unfannae grasia yan minalag: ti jachoma y manmauleg na güinaja ni y mammamomocat gui tininas.
12Jehovha wehondo, Akaropafadzwa munhu anovimba nemi.
12O Señot y inetnon sendalo, dichoso y taotao ni y umangoco güe guiya jago.