Shona

Hebrew: Modern

Psalms

131

1Jehovha, moyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; Handine hanya nezvinhu zvikuru-kuru, Kana nezvinhu zvinondikurira.
1שיר המעלות לדוד יהוה לא גבה לבי ולא רמו עיני ולא הלכתי בגדלות ובנפלאות ממני׃
2Zvirokwazvo ndakavaraidza mweya wangu nokuunyaradza; Somwana wakarumurwa ari pana mai vake, Mweya wangu wakaita kwandiri somwana akarumurwa.
2אם לא שויתי ודוממתי נפשי כגמל עלי אמו כגמל עלי נפשי׃
3imwi Isiraeri, tarirai kuna Jehovha Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
3יחל ישראל אל יהוה מעתה ועד עולם׃