1Imbirai Jehovha rwiyo rutsva; Imbirai Jehovha, pasi pose.
1新しい歌を主にむかってうたえ。全地よ、主にむかってうたえ。
2Imbirai Jehovha, rumbidzai zita rake; Paridzai kuponesa kwake zuva rimwe nerimwe.
2主にむかって歌い、そのみ名をほめよ。日ごとにその救を宣べ伝えよ。
3Dudzirai kubwinya kwake pakati pavahedheni, Mabasa ake, anoshamisa pakati pendudzi dzose.
3もろもろの国の中にその栄光をあらわし、もろもろの民の中にそのくすしきみわざをあらわせ。
4nekuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.
4主は大いなる神であって、いともほめたたうべきもの、もろもろの神にまさって恐るべき者である。
5Nekuti vamwari vose vendudzi zvifananidzo hazvo; Asi Jehovha akaita kudenga-denga.
5もろもろの民のすべての神はむなしい。しかし主はもろもろの天を造られた。
6Kukudzwa noumambo zviri pamberi pake; Simba nokunaka zviri panzvimbo yake tsvene.
6誉と、威厳とはそのみ前にあり、力と、うるわしさとはその聖所にある。
7Ipai Jehovha, imwi mhuri dzavanhu, Ipai Jehovha kukudzwa nesimba.
7もろもろの民のやからよ、主に帰せよ、栄光と力とを主に帰せよ。
8Ipai Jehovha kukudzwa kunofanira zita rake; Uyai nechipiriso, mupinde muvazhe dzake.
8そのみ名にふさわしい栄光を主に帰せよ。供え物を携えてその大庭にきたれ。
9Namatai kuna Jehovha nenguva tsvene; Pasi pose panobvunda pamberi pake.
9聖なる装いをして主を拝め、全地よ、そのみ前におののけ。
10Itiyi pakati pavahedheni, Jehovha ndiye anobata ushe; Nyikawo yakasimbiswa, kuti irege kuzununguswa; Iye achatonga vanhu zvakarurama.
10もろもろの国民の中に言え、「主は王となられた。世界は堅く立って、動かされることはない。主は公平をもってもろもろの民をさばかれる」と。
11Kudenga-denga ngakufare, kwazvo; Gungwa ngaritinhire, nezvose zviri mukati maro;
11天は喜び、地は楽しみ、海とその中に満ちるものとは鳴りどよめき、
12Sango ngarive nomufaro, nezvose zviri mukati maro; Ipapo miti yose yedondo ichaimba nomufaro;
12田畑とその中のすべての物は大いに喜べ。そのとき、林のもろもろの木も主のみ前に喜び歌うであろう。主は来られる、地をさばくために来られる。主は義をもって世界をさばき、まことをもってもろもろの民をさばかれる。
13Pamberi paJehovha, nekuti anouya, nekuti anouya kuzotonga pasi; uchatonga nyika zvakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake.
13主は来られる、地をさばくために来られる。主は義をもって世界をさばき、まことをもってもろもろの民をさばかれる。