1Imbirai Mwari kwazvo, iye simba redu; Pururudzai kuna Mwari waJakove.
1Til sangmesteren, efter Gittit*; av Asaf. / {* SLM 8, 1.}
2Vambai rwiyo, muridze ngoma, Nembira dzinonakidza nomutengeramwa.
2Juble for Gud, vår styrke, rop med glede for Jakobs Gud!
3Ridzai hwamanda pakugara komwedzi, Napakuchena komwedzi, pamutambo wedu wakatarwa.
3Stem i sang og la pauken lyde, den liflige citar tillikemed harpen!
4nekuti ndizvo zvakatemerwa Zvakarairwa naMwari waJakove.
4Støt i basun i måneden*, ved fullmånen, på vår høitids dag! / {* 2MO 12, 2 fg.}
5Wakazvitema muna Josefa kuti chive chipupuriro, Panguva yaakandorwa nenyika yeIj ipiti; Pandakanzwa rurimi rwandakanga ndisingazivi.
5For det er en lov for Israel, en rett for Jakobs Gud.
6Ndakabvisa mutoro pafudzi rake; Maoko ake akaregedza dengu.
6Han satte det til et vidnesbyrd i Josef da han* drog ut gjennem Egyptens land. - Jeg hørte en røst som jeg ikke kjente:** / {* d.e. Josef.} / {** 5MO 4, 33 fg. 5, 22 fg.}
7Iwe wakadana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panovanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeribha.
7Jeg fridde hans skulder fra byrden, hans hender slapp fri fra bærekurven.
8Inzwai vanhu vangu, ndikupupurirei; Haiwa Isiraeri, dai waida hako kunditeerera!
8I nøden ropte du, og jeg fridde dig ut; jeg svarte dig, skjult i tordenskyen, jeg prøvde dig ved Meriba-vannene. Sela.
9Ngakurege kuvapo pakati penyu mwari wokumwe; Musanamata kunomumwe mwari wavatorwa.
9Hør, mitt folk, og jeg vil vidne for dig! Israel, o, at du vilde høre mig:
10Ndini Jehovha Mwari wako, Akakubudisa panyika yeEgipita; Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza.
10Det skal ikke være nogen fremmed gud hos dig, og du skal ikke tilbede utlendingens gud.
11Asi vanhu vangu havana kuteerera inzwi rangu; Isiraeri wakandiramba chose.
11Jeg er Herren din Gud, som førte dig op av Egyptens land; lukk din munn vidt op, at jeg kan fylle den!
12Saka ndakavaregera paukukutu bwemoyo yavo, Kuti vafambe namano avo.
12Men mitt folk hørte ikke min røst, og Israel vilde ikke lyde mig.
13Haiwa, dai vanhu vangu vainditeerera havo, Dai Isiraeri aifamba nenzira dzangu!
13Så lot jeg dem fare i sitt hjertes hårdhet, forat de skulde vandre i sine egne onde råd.
14Ndingadai ndakakurumidza kukunda vavengi vavo, Nokurova vadzivisi vavo noruoko rwangu.
14O, at mitt folk vilde høre mig, og at Israel vilde vandre på mine veier!
15Vanovenga Jehovha vaizviisa pasi pake; Asi nguva yavo yaivapo nokusingaperi.
15Om en liten stund vilde jeg da ydmyke deres fiender og vende min hånd imot deres motstandere.
16Angadai aivadyisawo zviyo zvakaisvonaka; Ndaikugutsa nohuchi hunobva padombo.
16De som hater Herren, skulde smigre for dem, og deres tid skulde vare evindelig.
17Og han skulde fø dem med den beste hvete, og jeg skulde mette dig med honning fra klippen.