1Vakaropafadzwa avo vane nzira yakarurama, Vanofamba mumurau waJehovha.
1Lampia mi hoihkimten nuam a sa uhi, TOUPA dan juiten.
2Vakaropafadzwa vanochengeta zvipupuriro zvake, Vanomutsvaka nomoyo wose.
2A thutheihsakte juiten nuam a sa uhi, lungtang tengtenga amah zongten.
3Zvirokwazvo, havaiti chinhu chisina kururama, Vanofamba munzira dzake.
3A hi, amau diktatlouhna himhim a hih kei ua: a lampite ah a pai jel uhi.
4Makatiraira zviga zvenyu, Kuti tizvichengete zvakanaka.
4Nang na thuzohna thute tuh thupiakin non pia a, phatuamngaihtaka ka zuih theihna ding un.
5Haiwa, dai nzira dzangu dzakagadzirirwa Kuchengeta mitemo yenyu.
5Aw, na thusehte tuh jui dingin ka omdante hihkipin om leh aw;
6Ipapo handinganyadziswi, Kana ndichirangarira mirairo yenyu yose.
6Huai hun chiangin ka zahlak kei dinga, na thupiakte tengteng khawk ka sak hun chiangin.
7Ndichakuvongai nomoyo wakarurama, Kana ndichidzidza zvamakatonga zvakarurama.
7Lungtang diktak puin kipahthu ka honhilh ding hi. Na vaihawmna dikte tuh kazil hun chiangin.
8Ndichachengeta mitemo yenyu; Haiwa, regai kundirasha chose.
8Na thuseh tuh ka jui dinga: aw, honpaisan den ken.
9Jaya ringaramba richinatsa nzira yaro neiko? Kana richichenjerera sezvinoraira shoko renyu.
9Valnouin, bangchin ahia a omdan a hihsiangthou ding? Na thu bang jela a omdan venghoihin.
10Ndakakutsvakai nomoyo wangu wose; Musanditendera kutsauka pamirairo yenyu.
10Ka lungtang tengtengin kon zonga; aw, na thupiakte ka paisan jaw phal mahmah ken.
11Shoko renyu ndakariviga mumoyo wangu, Kuti ndirege kukutadzirai.
11Na tunga thil ka hihkhelh louhna dingin na thu tuh ka lungtangah ka kem khawm hi.
12imwi munofanira kukudzwa, Jehovha; Ndidzidzisei mitemo yenyu.
12TOUPA aw, nang nuam nasa hi; na thusehte honzil sakin.
13Ndakadudzira nemiromo yangu Zvose zvamakatonga nomuromo wenyu.
13Na kama na vaihawm pawt tengteng ka mukin ka theisakta hi.
14Ndakafara kwazvo munzira yezvipupuriro zvenyu, Sezvandinofarira fuma yose.
14Na thutheihsak lamah nuam ka saa, hauhsakna tengtenga nuam ka sak bang hialin.
15Ndichafungisisa zviga zvenyu, Nokurangarira nzira dzenyu.
15Na thuzohna thute ka ngaihtuah ding a, na lampite ka limsak behlap ding hi.
16Ndichazvifadza nemitemo yenyu; Handingakangamwi shoko renyu.
16Na thuseh tungte khawngah ka kipak dinga: na thu tuh ka mangngilh kei ding hi.
17Itirai muranda wenyu zvakanaka, kuti ndirarame; Ipapo ndichachengeta shoko renyu.
17Ka hin theihna dinginna sikha tungah hoih takinhihin; huchiin na thu ka jui ding hi.
18Ndisvinudzei meso angu, kuti ndione Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurau wenyu.
18Na dan thu akipan thillamdang ka muh theihna dingin, ka mitte honhihvaksakin.
19nekuti ndiri mutorwa panyika; Regai kundivanzira mirairo yenyu.
19Leiah mikhual ka hi a; na thupiakte ka lakah imken.
20Mweya wangu wapera nokushuva Panguva dzose zvamakatonga.
20Ka hinna tuh kitam gawpin aoma, chiklai peuha na vaihawmnate a ngaih jiakin.
21Makaraira vanozvikudza, Ngavatukwe vanotsauka pamirairo yenyu.
21Mi kisathei, hamsiat thuakte tuh na taihilha, na thupiakte vakmangsan nakte mahmah.
22Bvisai kwandiri kushorwa nokuzvidzwa; nekuti ndakachengeta zvipupuriro zvenyu.
22Gensiatna leh muhsitna ka kiang akipan la mangin; na thutheihsakte lah ka jui ngala.
23Machindawo akagara akandireva; Asi muranda wenyu akafungisisa mitemo yenyu.
23Mi liante leng a tu ua, honkalh ua; himahleh na sikhain na thusehte a ngaihtuah jaw ahi.
24Zvipupuriro zvenyuwo zvinondifadza kwazvo, Ndizvo zvinondipa mano.
24Na thutheihsakte ka kipahna ahi a, thupha honhilh te ahi uh.
25Mweya wangu unonamatira guruva; Ndiponesei neshoko renyu.
25Ka hinna tuh leivuiah a belh bikbeka; na thu bang jelin honhihhalhin.
26Ndakadudzira nzira dzangu, imwi makandipindura; Ndidzidzisei mitemo yenyu.
26Ka omdante ka hontheisaka, nang non dawnga: na thusehte tuh honzil sakin.
27Ndidzidzisei ndinzwisise nzira yezviga zvenyu; Ipapo ndichafungisisa mabasa enyu anoshamisa.
27Na thuzohna lam tuh hontheisiam sakin: huchiin na thillamdang hih thute ka ngaihtuah ding hi.
28Mweya wangu unonyunguruka nokuremerwa; Ndisimbisei sezvinorehwa neshoko renyu.
28Ka hinna lungkham jiakin a tuimang naka: na thu bang jelin honhihhatin.
29Bvisai kwandiri nzira yenhema; Nenyasha dzenyu mundipe murau wenyu.
29Omdan diklou ka kiang akipan lasuan inla; na dan hehpihtakinhonpia in.
30Ndakasanangura nzira yakatendeka; Ndakaisa zvamakatonga pamberi pangu.
30Omdan muanhuai ka tela; na vaihawmnate ka maah ka omsak hi.
31Ndinonamatira zvipupuriro zvenyu; Jehovha, regai kundinyadzisa.
31Na thutheihsakte ah ka belh chinten a; TOUPA aw, honzahlak sak ken.
32Ndichamhanya nenzira yemirairo yenyu, Kana munenge makurisa moyo wangu.
32Na thupiak lamah ka tai dinga, ka lungtang na hihlet hun chiangin.
33Ndidzidzisei, Jehovha, nzira yemitemo yenyu; Ndigoichengeta kusvikira pakuguma.
33TOUPA aw, na thuseh lampi tuh honensakin; huchiin a tawpphain ka tawn ding hi.
34Ndipei njere, ndichengete murau wenyu; Zvirokwazvo, ndichauchengeta nomoyo wangu wose.
34Theihsiamna honpia in, huchiin, na dan tuh ka kem hoih ding hi, ahi, ka lungtang tengtengin ka jui ding hi.
35Ndifambisei munzira yemirairo yenyu; nekuti ndinoifarira kwazvo.
35Na thupiak lampi-ah honpai sakin, huaiah ka kipak ngala.
36Kweverai moyo wangu kuzvipupuriro zvenyu, Urege kukweverwa mukuchiva.
36Na thutheihsak lamah ka lungtang kihei sakin, huaihamna lamah hi louin.
37Dzorai meso angu ndirege kuona zvisina maturo, Mundiponese panzira dzenyu.
37Thil bangmahlou phet enlou dingin ka mit kaihei inla, na lampite ah honhihhalhin.
38Simbisai Shoko renyu kumuranda wenyu, Rakakwanira vanokutyai.
38Na thu tuh na sikha kiangah hihkipin, huai tuh nangmah launa ahi.
39Bvisai kushoorwa kwangu kwandinotya, nekuti zvamakatonga zvakanaka.
39Keia dia gensiatna ka kihtak tuh la mangin; na vaihawmte lah a hoih ngala.
40Tarirai, ndakashuva zviga zvenyu; Ndiponesei mukururama kwenyu.
40Ngaiin, na thuzohna thute tuh theih ka ut gigea: na diktatna jiakin honhihhalhin.
41Tsitsi dzenyu ngadziuyewo kwandiri, Jehovha, Iko kuponesa kwenyu, sezvinoreva shoko renyu.
41TOUPA aw, na chitnate tuh ka kiangah hongpai hen, na hotdamna ngei, na thu bang jelin.
42Naizvozvo ndichagona kupindura anondishora; nekuti ndinovimba neshoko renyu.
42Huchiin, hon gensete dawnna ding ka nei dinga, na thu lah ka muang ngala.
43Regai kubvisa shoko rezvokwadi chose pamuromo wangu; nekuti ndakatarira zvamakatonga.
43Huan, thutak thu tuh ka kam akipan lakhe vek kenla; na vaihawmnate lah ka lamen gige ngala.
44Naizvozvo ndichasichengeta murau wenyu Nokusingaperi-peri.
44Huchiin na dan ka jui gige dinga, khantawn khantawnin.
45Ndichasifamba ndakasununguka, nekuti ndakatsvaka zviga zvenyu.
45Huan, noplenna ah ka vak dinga; na thuzohna thute lah ka zong ngala.
46Ndichataurawo zvipupuriro zvenyu pamberi pamadzimambo, Ndisinganyadziswi.
46Na thutheihsak thute kumpipate maah ka gen dinga, ka zum kei ding hi.
47Ndichazvifadza kwazvo nemirairo yenyu, Yandinoda.
47Huan, na thupiak, ka it tungte ah ka kipak ding hi.
48Ndichasimudzirawo maoko angu kumirairo yenyu, yandinoda; Ndichafungisisa mitemo yenyu.
48Na thupiak, ka it lamte ah, ka khutte ka jak dinga; na thusehte tuh ka ngaihtuah ding hi.
49Rangarirai shoko renyu kumuranda wenyu, nekuti makandimutsira tariro.
49Na sikha kianga thuchiam tuh theigigein. Nang non lamet sak jiakin.
50Ndizvo zvinondinyaradza pakutambudzika kwangu; nekuti shoko renyu rakandiponesa.
50Huai tuh ka gimthuakna ah leng ka khamuanna ahi: na thuin lah a honhihhalhta ngala.
51Vanozvikudza vakandiseka kwazvo; Kunyange zvakadaro handina kutsauka pamurau wenyu.
51Kisatheiten nakpitakin honnuihsan ua: himahleh na dan tuh ka pai hoisan kei hi.
52Ndakarangarira zvamakatonga kare-kare, Jehovha, Ndikazvinyaradza.
52TOUPA aw, nidanglaia na vaihawmte ka theigige a, ka kikhamuan jel hi.
53Kutsamwa kukuru kwakandibata, Nokuda kwavakaipa vanorasha murau wenyu.
53Lunghihlouhnain nakpi takin hon buak khumta a, mi gilousalou-na dan paisante jiakin.
54Mitemo yenyu yaiva nziyo dzangu Mumba muutorwa hwangu.
54Ka khualzinna in ah na thusehte ka la ahi ngitnget hi.
55Ndakarangarira zita renyu, Jehovha, usiku, Ndikachengeta murau wenyu.
55TOUPA aw, janchiangin na min ka theigige hi, na dan leng ka jui gige hi.
56Ndizvo zvandakanga ndinazvo, Nokuti ndakachengeta zvirevo zvenyu.
56Huai tuh ka neia, na thuzohna thute ka vom hoih jiakin.
57Jehovha ndiye mugove wangu; Ndakati, ndichachengeta mashoko enyu.
57TOUPA tuh ka tantuan ahi a: na thu ka jui ding chih ka gen khinta hi.
58Ndakakumbira chiso chenyu nomoyo wangu wose; Ndinzwirei nyasha, sezvinoreva shoko renyu.
58Ka lungtang tengtengin na hehpihna ka ngena: na thu bang jelin honhehpihin.
59Ndakafunga nzira dzangu, Ndikadzorera tsoka dzangu kuzvipupuriro zvenyu.
59Ka omdante ka ngaihtuaha, na thutheihsak lamah ka kalsuan hi.
60Ndakakurumidza, handina kunonoka Kuchengeta mirairo yenyu.
60Ka kintata, na thupiakte jui dingin ka zekai kei hi;
61Mabote avakaipa akandimonera; Asi handina kukanganwa murau Venyu. Mabote avakaipa akandimonera; Asi handina kukangamwa murau Venyu.
61Mi gilou-salou khauhualten hongak lom gigea; himahleh na dan tuh ka mangngilh kei hi.
62Ndichamuka pakati pousiku kuti ndikuvongei Pamusoro pezvamakatonga zvakarurama.
62Jan laiin kipahthu honhilh dingin ka thou dinga, na vaihawm diktatte jiakin.
63Ndiri shamwari yavose vanokutyai, Neyavanochengeta zviga zvenyu.
63Nangmah laute tengteng leh na thuzohna thute juite lawm ka hi.
64Jehovha, pasi pazere netsitsi dzenyu; Ndidzidzisei mitemo yenyu.
64TOUPA aw, leilung na chitnain a dim ahi: na thusehte honhilhin.
65Makaitira muranda wenyu zvakanaka, Jehovha, sezvinoreva shoko renyu.
65TOUPA aw, na thu bangin na sikha tuh na hihhoih jel hi.
66Ndidzidzisei ungwaru hwakanaka nenjere; nekuti ndakatenda mirairo yenyu.
66Ngaihtuah siamna leh theihna honhilhin; na thupiakte lah ka gingta ngala.
67Ndakati ndichigere kutambudzika ndikarashika; Asi zvino ndinochengeta shoko renyu.
67Hihhaksate ka om main ka vakmang naka: tunjaw na thu ka juita hi.
68imwi makanaka, uye munoita zvakanaka; Ndidzidzisei mitemo yenyu.
68Nang na hoiha, thil hoih leng na hiha: na thusehte honhilhin.
69Vanozvikudza vakandipomera nhema; Ndichachengeta zviga zvenyu nomoyo wangu wose.
69Kisatheiten ka tungah juau a phuaktawm ua: ka lungtang tengtengin na thuzohna thute tuh ka vom hoih ding hi.
70moyo wavo wakakora samafuta; Asi ini ndinofarira murau wenyu kwazvo.
70A lungtang uh sungthau bangin a thaua; Keia bel na dan tungah ka kipak naknak.
71Zvakanga zvakanaka kuti nditambudzike; Kuti ndidzidze mitemo yenyu.
71Na thusehte ka zil theihna dinga hihhaksata ka na om a hoih hi.
72Murau womuromo wenyu wakanaka kwandiri Kukunda zviuru zvamazana zvendarama nesirivha.
72Dangkaeng leh dangka sang tampi sangin na kama dan pawt keia ding a hoihjaw hi.
73Maoko enyu akandiita nokundisimbisa; Ndipei kunzwisisa, kuti ndidzidze mirairo yenyu.
73Na khutin honsiamin, honsek ahi: na thupiakte ka zil theihna dingin theihsiamna honpiain.
74Vanokutyai vachandiona ndokufara; nekuti ndakatarira shoko renyu.
74Nangmah lauten honmu ding ua, a kipak ding uh; na thu ka lamet gige jiakin.
75Ndinoziva, Jehovha, kuti zvamakatonga zvakarurama, Uye kuti makanditambudza nokutendeka.
75TOUPA aw, na vaihawmte a dik chih leh, nang ginom takin ahi, non hihgim chih ka thei hi.
76Ndinokumbira kuti tsitsi dzenyu dzindinyaradze, Sezvamakareva kumuranda wenyu.
76Na sikha kianga na thuchiam bang jelin hehpihtakin na chitna ka khamuanna ding hihen.
77Unyoro bwenyu ngabwuuye kwandiri, kuti ndirarame; nekuti murau wenyu ndiwo mufaro wangu mukuru.
77Ka hin theihna dingin na chitnate ka kiangah hongpai hen: na dan tuh ka kipahna ahi ngala.
78Vanozvikudza ngavanyadziswe; nekuti vakandiitira zvakaipa ndisina mhosva; Asi ndichafungisisa zviga zvenyu.
78Kisathei zahlakin om uhen; dikloupiin honhihniamta ngal ua: himahleh na thuzohna thute ka ngaihtuah ding hi.
79Vanokutyai ngavadzokere kwandiri, Vagoziva zvipupuriro zvenyu.
79Nang honlaute keilam hongnga uhen, na thutheihsakte a thei ding uhi.
80moyo wangu ngaururame pamitemo yenyu; Kuti ndirege kunyadziswa.
80Ka zahlak louhna dingin ka lungtang na thusehte ah hoihkimin om hen.
81Mweya wangu unopanga kuponesa kwenyu; Asi ndinotarira shoko renyu.
81Ka hinna na hotdamna ngaiin a baha: himahleh na thu ka lamen gige hi.
82Meso angu anopera nokutsvaka shoko renyu, Ndichiti, Muchandinyaradza rinhiko?
82Na thu etnain ka mit a vai khintaa, nang chikchianga hon khamuan ding na hia? Ka chi, ka chi –a
83nekuti ndava sehombodo iri muutsi; Kunyange zvakadaro handikangamwi mitemo yenyu.
83Meikhu uk savun thawl bang ka nahita ngala; himahleh na thusehte ka mangngilh kei hi.
84Mazuva omuranda wenyu manganiko? Muchatonga rinhiko vanonditambudza?
84Na sikha kum chiang ding bangtan hi ding ahia, honsimmohte tungah chikchiangin ahia vai na hawm ding?
85Vanozvikudza vakandicherera hunza, Ivo vasingateereri murau wenyu.
85Mi kisathei, na dan banga om louten ka kiakna dingin kokhukte bang a tou ua.
86Mirairo yenyu yose yakatendeka; Vanonditambudza ndisina mhosva; ndibatsirei imi.
86Na thupiak tengteng a ginom ahi: amau diklou piin honsimmoh nak uh; honpanpihin.
87Vakanga voda kundiparadza pasi; Asi handina kusiya zviga zvenyu.
87Amau tuh leiah na honhihmang dekdek ua; himahleh na thuzohna thute lah ka kiheisan ngal kei hi.
88Ndiponesei nokuda kounyoro bwenyu; Naizvozvo ndichachengeta chipupuriro chomuromo wenyu.
88Na chitna bang jelin honhihhalhin: huan, na kama thutheihsak ka jui ding hi.
89Shoko renyu rakasimba kudenga Nokusingaperi, Jehovha.
89TOUPA aw, khantawn adingin na thu tuh van ah kiptakin a om hi.
90Kutendeka kwenyu kunosvika kumarudzi namarudzi; imwi makasimbisa pasi, panoramba pagere.
90Na ginomna suan tengteng phain a om ding hi: leilung na hihkipa, a om gige hi.
91Zvinoramba zvigere nanhasi sezvamakatema; nekuti zvinhu zvose varanda venyu.
91Huaite tuh tuiin na vaihawmte bangin a om gige a thil tengteng lah na sikhate ahi ngal ua.
92Dai murau wenyu usina kuva mufaro wangu mukuru, Ndingadai ndakaparara nedambudziko rangu.
92Na dan ka kipahna hi kei lejaw, ka gimthuakna a mangthangta ding hi inga.
93Handingatongokangamwi zviga zvenyu; nekuti makandiponesa nazvo.
93Na thuzohna thute tuh chikpeuhin leng ka mangngilh kei ding: nang lah huaitein nonhilhhalhta ngala.
94Ndiri wenyu, ndiponesei; nekuti ndakatsvaka zviga zvenyu.
94Nanga ka hi, honhondamin; na thuzohna thute lah ka zong ngala.
95Vakaipa vakandigarira kuti vandiparadze; Asi ndichafunga zvipupuriro zvenyu.
95Mi gilou-salouten honhihmang tumin honngak nak ua; himahleh na thutheihsakte ka ngaihtuah ding hi.
96Ndakaona kuguma kwezvose zvakakwana, Asi murayiro wenyu mupamhi kwazvo.
96Hoihkimna tengteng tawpna ka muta; na thupiak tuh a za ngei e.
97Haiwa, ndinoda murau wenyu seiko! Ndicho chandinofungisisa zuva rose.
97Aw, na dan deih hi natel ing e! nituma ka ngaihtuah nak tuh ahi.
98Mirairo yenyu inondiita akachenjera kupfuura vavengi vangu; nekuti inogara neni nokusingaperi.
98Na thupiakten hondoute sanga piljaw in honbawla; khantawna ka kianga a om gige nak jiakin.
99Ndine njere kupfuura vadzidzisi vangu vose; nekuti zvipupuriro zvenyu ndizvo zvandinofungisisa.
99Honhilhte tengteng sangin pilna ka nei jaw ahi; na thutheihsakte ka ngaihtuah a hih nak jiakin.
100Ndinonzwisisa kupfuura vakakwegura, nekuti ndakachengeta zviga zvenyu.
100Tekte sangin ka theisiam jaw ahi, na thuzohna thute ka vom hoih jiakin.
101Ndakadzora tsoka dzangu panzira dzose dzakaipa; Kuti ndichengete shoko renyu.
101Na thu ka zuih theihna dingin lampi gilou himhim ah ka khete a kalsuan ka phal kei hi.
102Handina kutsauka pane zvamatonga; nekuti makandidzidzisa.
102Na vaihawmna lak apat ka pial kei; nang non hilh jiakin.
103Mashoko enyu anonaka seiko mumukamwa mangu! Zvirokwazvo, anokunda uchi mumuromo mangu!
103Na thute ka kama dingin khum hina tele! ahi, ka kama dingin khuaiju sangin a khumjaw hi.
104Pazviga zvenyu ndinowana njere; Saka ndinovenga nzira dzose dzenhema.
104Na thuzohna thute jiakin theihsiamna ka nei jel: huaijiakin omdan diklou peuhmah ka hua hi.
105Shoko renyu mwenje wetsoka dzangu, Nechiedza panzira yangu.
105Na thu tuh ka khe adingin khawnvak ahi a, ka lampi adingin vakna ahi.
106Ndakapika, ndikazvisimbisa, Kuti ndichachengeta zvamakatonga zvakarurama.
106Na vaihawmna diktatte jui dingin ka kichiama, ka hihkip lai hi.
107Ndinotambudzika kwazvo; Ndiponesei, Jehovha, neshoko renyu.
107Nakpi taka hihhaksatin ka oma; TOUPA aw, na thubang jelin honhihhalhin.
108Gamuchirai henyu Jehovha ndizvo zvandinokumbira zvipo zvomuromo wangu zvandinopa nomoyo wangu, Mundidzidzise zvamakatonga.
108TOUPA aw, hehpih takin ka kam deihthu-a thilpiakte na sang inla, na vaihawmnate honhilhin.
109Mweya wangu unongosiva muruoko rwangu; Kunyange zvakadaro handikangamwi murau wenyu.
109Ka hinna ka khut ah a om naknaka; himahleh, na dan ka mangngilh ngeikei hi.
110Vakaipa vakanditeyera musungo; Kunyange zvakadaro handina kutsauka pazviga zvenyu.
110Migilou-salouten ka awkna dingin thang a kam ua; himahleh na thuzohna thute ka vakmang san kei hi.
111Zvipupuriro zvenyu ndakazviita nhaka yangu nokusingaperi; nekuti ndizvo zvinofadza moyo wangu.
111Na thutheihsakte khantawna gouluah din ka la a; ka lungtang hihnuampen ahi ngala:
112Ndakarerekera moyo wangu kuti uite mitemo yenyu, Nokusingaperi, kusvikira pakuguma.
112Khantawnin, a tawp phain, na thusehte banga hih dingin ka lungtang ka hoihsak hi.
113Ndinovenga vane moyo miviri; Asi ndinoda murau wenyu.
113Lungsim kiplou neite ka hua a: Na dan tuh ka deih ahi.
114imwi muri chivando changu nenhovo yangu; Ndinotarira shoko renyu.
114Nang ka bukna mun leh ka phaw na hi a; na thu ka lamet ahi.
115Ibvai kwandiri, imwi munoita zvakaipa; Kuti ndichengete mirairo yaMwari wangu.
115Nou thil hoihlou hihte aw, hongpaisan un; ka Pathian thilpiakte ka vom hoih theihna dingin.
116Nditsigirei sezvinoreva shoko renyu, kuti ndirarame; Kuti ndirege kunyadziswa pakutarira kwangu.
116Ka hin theihna dingin na thu bang jelin honlen nilouh inla, ka lamet tungah zahlakin honomsak ken.
117Nditsigirei, ndichengetwe, Ndigoramba ndichirangarira mitemo yenyu.
117Honkaiin, huchiin ka bit dinga, na thusehte ka khawksa gige ding ahi.
118Makazvidza vose vanotsauka pamitemo yenyu; nekuti kunyengera kwavo inhema.
118Na thusehte vakmang sante tengteng na musita; a khemna ulah juau ahi ngala.
119Vakaipa vose vapasi munovagumisa sefuro; Saka ndinoda zvipupuriro zvenyu.
119Leia mi gilou-salou tengteng banghiam ek sia bangin a hihmang jela: huaijiakin na thutheihsakte ka deih ahi.
120Nyama yangu inobvunda nokukutyai; Ndinotya zvamakatonga.
120Ka sa nangmah lauin a linga: na vaihawmnate leng ka lau hi.
121Ndakaita zvakatongwa nezvakarurama; Musandiisa kuvamanikidzi vangu.
121Vai ka hawma, diktakin ka hih jel ahi: honnuaisiahte lakah honngeingaih lou ken.
122Ivai rubatso rwomuranda wenyu kuti ndiitirwe zvakanaka, Vanozvikudza ngavarege kundimanikidza.
122Na sikha tungtang thu ah, a hoihna a bultum in: kisatheiten honnuaisiah kei uhen.
123Meso angu apera nokutsvaka kuponesa kwenyu, Neshoko renyu rakarurama.
123Na hotdamna etnain ka mit a vaikhinta a, na thu diktat tak etna tohin.
124Itirai muranda wenyu nounyoro bwenyu, Mundidzidzise mitemo yenyu.
124Na chitna bang jelin na sikha tungah hih inla, na thusehte honhilh in.
125Ndiri muranda wenyu, ndipei njere; Kuti ndizive zvipupuriro zvenyu.
125Na sikha ka hi a, theihsiamna honpia in; na thutheihsakte ka theihna dingin.
126Inguva yaJehovha yokubata nayo; nekuti vakaputsa murau wenyu.
126TOUPA, sep a hunta; na dan bangmahlouin a bawlta ngal ua.
127Saka ndinoda mirairo yenyu Kupfuura ndarama, zvirokwazvo, kupfuura ndarama yakaisvonaka.
127Huaijiakin na thupiakte dangkaeng sangin ka deih ahi; ahi, dangkaeng siangthou sangin leng.
128Saka ndinoti, zviga zvenyu zvose pamusoro pezvose zvakarurama; Ndinovenga nzira dzose dzenhema.
128Huaijiakin thil peuhmah thu-a na thuzohna thu tengteng tuh dikin ka theia; omdan dikou peuhmah ka hua ahi.
129Zvipupuriro zvenyu zvinoshamisa; Saka mweya wangu unozvichengeta.
129Na thutheihsakte a lamdang ahi: huaijiakin ka hinnain a vom hoih gige a.
130Kuzarurwa kwamashoko enyu kunopa chiedza; Kunopa njere vasina mano.
130Na thu hilhchetin mite a hihvaka: mi mawlte a theisiam sak jel hi.
131Ndakashamisa muromo wangu kwazvo, ndikatakwaira; nekuti ndakashuva mirairo yenyu.
131Ka kam zapiin ka kaa, ka ha hawphawpa: na thupiakte ka lunggulh jiakin.
132Ringirirai kwandiri, mundinzwire nyasha, Sezvamunoitira vanoda zita renyu.
132Kei lam honga inla, honhehpih in, na min deihte na hehpih bangin.
133Simbisirai kutsika kwangu mushoko renyu; Zvakaipa ngazvirege kutongova nesimba pamusoro pangu.
133Ka khe kalsuante na thu-ah hihkip inla; gitlouhna himhim ka tungah thu neisak ken.
134Ndidzikunurei pakumanikidza komunhu; Naizvozvo ndichachengeta zviga zvenyu.
134Mihing nuaisiahna lakah honhumbit in; huchiin na thuzohna thute ka jui ding hi.
135Chiso chenyu ngachivhenekere muranda wenyu; Mundidzidzise mitemo yenyu.
135Na melin na sikha sunvak inla; na thusehte honhilhin.
136Nzizi dzemvura dzinoyerera pameso angu, nekuti havachengeti murau wenyu.
136Ka khitui lui tui bangin a luang khia a, na dan a zuih louh jiakun.
137imwi makarurama, Jehovha, Nezvamakatonga zvakaruramawo.
137TOUPA aw, nang na dika, na vaihawmte leng a dik ahi.
138Makaraira zvipupuriro zvenyu nokururama Uye nokutendeka kukuru.
138Na thutheihsakte tuh diktat tak leh ginom mahmahin thu na piaa.
139Kushingaira kwangu kwakandipedza, nekuti vadzivisi vangu vakakangwamwa mashoko enyu.
139Ka phattuamngaih nain honhih mangthangta, hondouten na thu a mangngilhtak jiakun.
140Shoko renyu rakaisvonatswa; Saka muranda wenyu anorida.
140Na thu sianthou mahmah ahi; huaijiakin na sikhain a deih hi.
141Ndiri muduku, ndakazvidzwa; Asi handikangamwi zviga zvenyu.
141Mi neu leh mi muhsit ka hi a: himahleh na thuzohna thute ka mangngilh ngeikei hi.
142Kururama kwenyu ndiko kururama kusingaperi, Nomurau wenyu izvokwadi.
142Na diktatna khantawn diktatna ding ahi a, na dan leng thutak ahi.
143Nhamo nokumanikidzwa zvakandibata; Asi mirairo yenyu ndiwo mufaro wangu mukuru.
143Mangbatna leh lunglaunain hon buak khumta a; himahleh na thupiakte tuh ka kipahna ahi.
144Zvipupuriro zvenyu zvakarurama nokusingaperi; Ndipei njere, ndigorarama.
144Na thutheihsakte khantawn adingin a dik ahi: theihsiamna honpia in, huchiin, ka hing gige ding hi.
145Ndakadana nomoyo wangu wose; ndipindurei, Jehovha; Ndichachengeta mitemo yenyu.
145Ka lungtang tengtengin kon sama; TOUPA aw, hondawng in: na thusehte ka kem hoih ding hi.
146Ndakadana kwamuri; ndiponesei, Ndigochengeta zvipupuriro zvenyu.
146Kon sam jela; hondawng in, huchiin na thutheihsakte ka jui ding hi.
147Ndakatangira mambakwedza ndikadana; Ndakatarira mashoko enyu.
147Phalvak main ka thou-a, huhna deihin ka kikou-a; na thute ka lamen hi.
148Meso angu akatangira nguva dzousiku, Kuti ndifungisise shoko renyu.
148Na thu ka ngaihtuah theihna dingin jan vente main, ka mitte a hak uhi.
149Inzwai inzwi rangu nokuda kounyoro bwenyu; Ndiponesei Jehovha, sezvinoreva zvamakatonga.
149Na chitna bang jelin ka aw ngaikhia inla; TOUPA aw, na vaihawmnate bang jelin honhihhalh in.
150Vanotevera zvakaipa voswedera pedo; Vari kure nomurau wenyu.
150Ngaihtuah gilou delhten a honnaih ua: amau jaw na dan gamlata om ahi uhi.
151imwi muri pedo, Jehovha; Mirairo yenyu izvokwadi.
151TOUPA aw, nang jaw na naia; na thupiak tengteng thutak ahi.
152Kubva kare ndakaziva nezvipupuriro zvenyu Kuti makazviteya nokusingaperi.
152Nidanglaiin, na thutheihsakte akipanin, huaite khantawn adinginna hihkip chih ka na theita hi.
153Tarirai dambudziko rangu, mundirwire; nekuti handikangamwi murau wenyu.
153Ka haksatna ngaihtuah inla, honhumbit in; na dan lah ka mangngilh ngei ngal keia;
154Ndireverei mhosva yangu, mundidzikunure; Ndiponesei sezvinoreva shoko renyu.
154Ka thu hon genpih inla, hontan in na thu bang jelin honhihhalh in.
155Kuponeswa kuri kure navakaipa; nekuti havatsvaki mitemo yenyu.
155Hotdamna tuh mi gilou-saloute lakah a gamla ahi: na thusehte a zuih louh jiakun.
156Tsitsi dzenyu izhinji, Jehovha; Ndiponesei sezvinoreva zvamakatonga.
156TOUPA aw, na chitnate tuh a thupi ahi; na vaihawmnate bang jelin honhihhalh in.
157Vatambudzi vangu navadzivisi vangu vazhinji; Kunyange zvakadaro handina kutsauka pazvipupuriro zvenyu.
157Honsimmohte leh hondoute tampi ahi ua, himahleh na thutheihsakte ka pai kawi san kei hi.
158Ndakaona vanyengedzeri, ndikavasema; nekuti havana kuchengeta shoko renyu.
158Lepchiah taka hihte ka ena, ka lungkim kei hi; na thu a zuih louh jiakun.
159Fungai kuti ndinoda zviga zvenyu; Ndiponesei, Jehovha, nokuda kounyoro bwenyu.
159Na thuzohna thute ka deihdan ngaihtuah inla, TOUPA aw, na chitna bangbangin honhihhalh in.
160Unganidzo yeshoko renyu izvokwadi; Zvose zvamakatonga, zvakarurama, zvinogara nokusingaperi.
160Na thu kigawmkhawm tuh thutak ahi a; na vaihawmna diktat chiteng leng khantawnin a om nilouh ding hi.
161Machinda akanditambudza ndisina mhosva; Asi moyo wangu unotya shoko renyu.
161Mi lianten a jiak omlou in hon simmoh ua: himahleh ka lungtang in na thute ahi, a kihtak.
162Ndinofarira shoko renyu kwazvo, Somunhu awana zvizhinji zvakapambwa.
162Na thu ah nuam kasa a, thil thupipi gallaka mu bangin.
163Nhema ndinodzivenga nokudzisema; Asi murau wenyu ndinouda.
163Juau thu ka huain ka kih a; na dan bel ka deih ahi.
164Ndinokurumbidzai kanomwe pazuva, Nokuda kwezvakarurama zvamakatonga.
164Ni khatin sagih vei kon phat jel ahi, na vaihawm diktatte jiakin.
165Vanoda murau wenyu vane rugare rukuru; Hapana chinovagumbusa.
165Na dan deihten khamuanna thupitak a nei ua; pukna himhim a neikei uhi.
166Ndakatarira kuponesa kwenyu, Jehovha, Ndikaita mirairo yenyu.
166Toupa aw, na hotdamna ka lamen a, na thupiakte bangin ka hih jel hi.
167Mweya wangu wakachengeta zvipupuriro zvenyu; Ndinozvida kwazvo.
167Ka hinnain na thutheihsakte a jui gige a: ka deih mahmah hi.
168Ndakachengeta zviga zvenyu nezvipupuriro zvenyu; nekuti nzira dzangu dzose dziri pamberi penyu.
168Na thuzohna thute leh na thutheihsakte thu ka jui jela; ka omdan tengteng na maa om ahi ngala.
169Kudana kwangu ngakusvike pamberi penyu, Jehovha; Ndipei njere sezvinoreva shoko renyu.
169Toupa aw, kon sap husa na maah hongnai hen: na thu bangbangin theihsiamna honpia in.
170Kukumbira kwangu ngakusvike pamberi penyu; Ndirwirei sezvinoreva shoko renyu.
170Hehpih ka ngetna na maah tung hen: na thu bangbangin honhumbitin.
171Miromo yangu ngairumbidze; nekuti munondidzidzisa mitemo yenyu.
171Ka mukin phatna thu gen hen: nang na thusehte non zilsak jel jiakin.
172Rurimi rwangu ngaruimbe shoko renyu; nekuti mirairo yenyu yose yakarurama.
172Ka leiin na thu phatin lasa hen; na thupiak tengteng diktatna a hih jiakin.
173Ruoko rwenyu ngarundibatsire; nekuti ndakasanangura zviga zvenyu.
173Na khut thu honpanpih dingin mansain om hen: na thuzohna thute lah ka telta ngala.
174Ndakashuva kuponesa kwenyu, Jehovha; Murau wenyu ndiwo mufaro wangu mukuru.
174Toupa aw, na hotdamna ka lunggulh naka; na dan ka kipahna ahi.
175Mweya wangu ngaurarame, ugokurumbidzai; Nezvamakatonga ngazvindibatsire.
175Ka hinna thu hing hen, huchiin a honphat ding hi; na vaihawmnaten leng honpanpih hen.Belam mang bangin ka vak manga; na sikha zong in; na thupiakte lah ka mangngilh nei ngal keia.
176Ndakadzungaira segwai rakarashika; tsvakai muranda wenyu; nekuti handikangamwi mirairo yenyu.
176Belam mang bangin ka vak manga; na sikha zong in; na thupiakte lah ka mangngilh nei ngal keia.