1nekuti mugodhi uripo panobva sirivha, Nzvimbo iripo pavanonatsa ndarama.
1CIERTAMENTE la plata tiene sus veneros, Y el oro lugar donde se forma.
2Mhangura inocherwa pasi, Nendarira inonyauswa pabwe.
2El hierro se saca del polvo, Y de la piedra es fundido el metal.
3Munhu anokunda rima, Anotsvakisisa kusvikira kumativi ose-ose. Mabwe erima guru nomumumvuri worufu.
3A las tinieblas puso término, Y examina todo á la perfección, Las piedras que hay en la oscuridad y en la sombra de muerte.
4Anochera mugodhi kure napanogara vanhu, vanokanganikwa norutsoka rwoga rwoga; vanorembera kure navanhu, vachizeya uku nokuku.
4Brota el torrente de junto al morador, Aguas que el pie había olvidado: Sécanse luego, vanse del hombre.
5Kana iri nyika, zvokudya zvinobva mairi; Pasi pazvo pakashandurwa zvinenge nomoto.
5De la tierra nace el pan, Y debajo de ella estará como convertida en fuego.
6Pamabwe ayo ndipo panogara zvibwe zesafiro, Ano upfu hwendarama.
6Lugar hay cuyas piedras son zafiro, Y sus polvos de oro.
7Nzira iyo haizikamwi negondo, Ziso rorukodzi harina kuiona;
7Senda que nunca la conoció ave, Ni ojo de buitre la vió:
8Zvikara, zvinozvikudza, hazvina kupfuura napo. Shumba, ine hasha, haina kupfuura napo.
8Nunca la pisaron animales fieros, Ni león pasó por ella.
9Iye anotema dombo romusarasara noruoko rwake; Anoshandukura makomo nemidzi yawo.
9En el pedernal puso su mano, Y trastornó los montes de raíz.
10Anochera mugero pamatombo; Ziso rake rinoona zvinokosha.
10De los peñascos cortó ríos, Y sus ojos vieron todo lo preciado.
11Anodzivira nzizi dzemvura dzirege kudonha; Chinhu chakavanzika anochibudisa pachena.
11Detuvo los ríos en su nacimiento, E hizo salir á luz lo escondido.
12Asi uchenjeri huchawanikwepiko? Kunzwisisa kunogarepi?
12Empero ¿dónde se hallará la sabiduría? ¿Y dónde está el lugar de la prudencia?
13Munhu haazivi mutengo wahwo; Hauwanikwi panyika yavapenyu.
13No conoce su valor el hombre, Ni se halla en la tierra de los vivientes.
14Pakadzika panoti, Hauzi mandiri; Negungwa rinoti, Hauzi mandiri.
14El abismo dice: No está en mí: Y la mar dijo: Ni conmigo.
15Haungatengwi nendarama, Nyangwe nesirivha haingaidzirwi mutengo wawo.
15No se dará por oro, Ni su precio será á peso de plata.
16Haungaenzaniswi nendarama yeOfiri, Kana nezvibwe zveonikisi inokosha kana zvesafiro.
16No puede ser apreciada con oro de Ophir, Ni con onique precioso, ni con zafiro.
17Ndarama negirazi hazvingaenzani nahwo; Zvishongo zvendarama yakaisvonaka hazvingatsinhaniswi nahwo.
17El oro no se le igualará, ni el diamante; Ni se trocará por vaso de oro fino.
18Korari nemapere hazvingarangarirwi; zvirokwazvo mutengo wouchenjeri unopfuura matombo akatsvuka.
18De coral ni de perlas no se hará mención: La sabiduría es mejor que piedras preciosas.
19Topazi yeItiopia haingaenzani nahwo, Haungaenzaniswi nendarama yakaisvonaka.
19No se igualará con ella esmeralda de Ethiopía; No se podrá apreciar con oro fino.
20Zvino huchenjeri unobvepiko? Kunzwisisa kunogarepi?
20¿De dónde pues vendrá la sabiduría? ¿Y dónde está el lugar de la inteligencia?
21Zvahwakavanzirwa meso avapenyu vose, Nokudzitirirwa shiri dzokudenga.
21Porque encubierta está á los ojos de todo viviente, y á toda ave del cielo es oculta.
22Kuparadza noRufu zvinoti, Takanzwa guhu rahwo panzeve dzedu.
22El infierno y la muerte dijeron: Su fama hemos oído con nuestros oídos.
23Mwari anonzwisisa nzira yahwo, Ndiye anoziva kwahunobva.
23Dios entiende el camino de ella, Y él conoce su lugar.
24Nekuti anotarira kumigumo yenyika, anoona, zvose pasi pokudenga pose;
24Porque él mira hasta los fines de la tierra, Y ve debajo de todo el cielo.
25Panguva yaanotarira mhepo kurema kwayo; Zvirokwazvo, anoyera mvura nechiyero
25Al dar peso al viento, Y poner las aguas por medida;
26Panguva yaakatemera mvura chirevo, Nemheni yomutinhiro nzira yayo.
26Cuando él hizo ley á la lluvia, Y camino al relámpago de los truenos:
27Panguva iyo akahuona, akahududzira; Akahusimbisa, nokuhunzvera.
27Entonces la veía él, y la manifestaba: Preparóla y descubrióla también.
28Akaudza munhu achiti, Tarira, kutya Ishe, ndihwo uchenjeri. Kurega zvakaipa ndiko kunzwisisa.
28Y dijo al hombre: He aquí que el temor del Señor es la sabiduría, Y el apartarse del mal la inteligencia.