1 Ay izo, ma hangan ay laakalo se. Ma ni hanga jeeri ay fahama gaa.
1Mwanakomana wangu, teerera uchenjeri hwangu; Rerekera nzeve yako inzwe njere dzangu;
2 Zama ni ma fayankayaŋ gaay, Ni meyo mo ma bayray haggoy.
2Kuti ugare wakabata kungwara, Nemiromo yako ichengete zivo.
3 Zama waykuuru deena ga yu tolli-tolli, A meyo mo ga yuttu nda ji.
3nekuti miromo yomukadzi wokumwe inodonha huchi; Muromo wake unotedza kupfuura mafuta;
4 Amma a bananta ga fottu no danga farre, A ga dumbu danga takuba me cine.
4Asi pakupedzisira unovava segavakava; Unopinza somunondo une nhivi mbiri dzinocheka.
5 A cey ga zulli ka koy buuyaŋ do, A ce taamey ga Alaahara fonda di.
5Tsoka dzake dzinoburukira kurufu; Nhambwe dzake dzinovavarira kuhwiro;
6 A si fundi fondo lasaabu. A teerey mo si kay. A mana bay mo hala yaadin no bo.
6Gwara roupenyu, rakati chechetere, haariwani, Nzira dzake dzinotsauka, iye asingazvizivi.
7 Sohõ binde ay izey, wa hangan ay se. Araŋ ma si fay d'ay me sanney.
7Saka imi, vanakomana vangu, nditeererei; Regai kutsauka pamashoko omuromo wangu.
8 Ma ni fonda moorandi waykuuru, Ma si maan a windo me.
8Nzira yako ngaive kure naye, Usaswedera pamukova weimba yake.
9 Zama ni ma si ni beera no boro fooyaŋ se, Wala ni jiirey mo futaykooni se.
9Kuti urege kupa vamwe kunaka kohujaya hwako, Namakore ako kuno anomoyo mukukutu;
10 Zama yawyaŋ ma si kungu nda ni gaabo, Ni goy taabi ma si ye yaw kwaara.
10Kuti vatorwa varege kugutswa nefuma yako, Nezvibereko zvokutambura kwako zviende kumba komweni.
11 Ni kokora binde, ni ma soobay ka duray, Saaya kaŋ ni baso da ni gaahamo go ga zabu.
11Iwe ugochema pakupedzisira kwako, Kana nyama yako nomuviri wako zvaparadzwa,
12 Kala ni ma ne: «Kaari ay! Ay kaŋ wangu dondonandiyaŋ, ay bina donda kaseetiyaŋ.
12Uchiti, Ndakavengereiko kurairirwa, moyo wangu wakashorerei kurairwa?
13 Ay mana baa hangan mo ay dondonandikoy sanno se. Ay mana hanga jeeri bora kaŋ n'ay dondonandi se.
13Ndakaregereiko kuteerera inzwi ravadzidzisi vangu, Nokusarerekera nzeve yangu kuna vaindiraira?
14 A cindi kayna ay halaci parkatak, Jama bindo ra nda borey marga ra.»
14Ndakanga ndapinda pane zvakaipa zvose, Pakati pechaunga neungano.
15 Ma hari kaa ni bumbo gulla ra ka haŋ, Ma hari kaano kaa mo ni bumbo dayo ra.
15Imwa mvura padziva rako chairo, Nemvura inoyerera patsime rako chairo.
16 A ga saba no, ni hari mwa ma zuru ka koy taray, Wala a ma te hari zuru fondey boŋ?
16Ko matsime ako anofanira kuparadzirwa here, Nzizi dzemvura dziyerere munzira dzomumusha here?
17 I ma bara ni hinne wane, Manti nin da yaw margante wane.
17Ngazvive zvako woga, Zvisava zvavatorwa pamwechete newe.
18 Ni hari mwa ma goro albarkante, Ma te farhã nda ni zankataray wando.
18Tsime rako ngariropafadzwe; Ufarire mukadzi wohujaya hwako.
19 A ma te danga jeeri baakasinaykoy, Danga meena kaŋ ga boori. A fafey ma wasa ni se waati kulu, A baakasina ma ni bina kaanandi han kulu.
19Sehadzi yenondo yakanaka, nehadzi yengururu inofadza; Mazamu ake ngaakufadze nguva dzose; Ugare uchigutiswa norudo rwake.
20 Zama ifo se no, ay izo, ni bina ga daray waykuuru banda, Hala ni ma wayboro yaw ganday?
20nekuti iwe, mwanakomana wangu, uchagutsirweiko nomukadzi wokumwe, Uchambundikireiko chipfuva chomweni?
21 Zama boro te-goyey, Rabbi jine no i go. A ga boro laawaley kulu sasabandi mo.
21nekuti nzira dzomunhu dziri pamberi paJehovha; Ndiye anoyera makwara ake ose.
22 Boro laalo laalayaŋo ga ye k'a di, I g'a gaay mo da nga zunubi korfey.
22Zvivi zvake zvichabata muiti wazvo, Achabatwa namabote ezvivi zvake.
23 A ga bu dondonandiyaŋ-jaŋey sabbay se. A saamotaray beero ra no a ga te boŋdaray.
23Achafa nokushaiwa kurairirwa; Achatsauka noukuru hwoupenzi hwake.